Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

soul Jah Love - Pamamonya Ipapo (Official Music Video)

๐Ÿ‘ค Soul Jah Love โ€ข ๐ŸŽผ Soul Jah Love Videos โ€ข โฑ๏ธ 3:53
๐ŸŽต 2878 characters
โฑ๏ธ 3:53 duration
๐Ÿ†” ID: 12411667

๐Ÿ“œ Lyrics

Soul Jah, Soul Jah, Soul Jah
Tynash naSheltan (so, so, so, so)

Tauya nezvimapattern, Chemically (Soul Jah)
Tonosangana mufinal maFidza, apedza tinovaridza
Tovasiya BP yakwidza, isu tine mafanz...
Chiba-a ndikatii

Kunyange tichishorwa, paye paye patinotaurwa
Nekuti pamwe pacho tinodzvurwa muduri mufunge tichitsarwa
Vari kuzviita vakawinner, asi mumwe musi tichavatema nezvidhinha
Kunyangwe zvikanzi musi weChina unoona pattern ndichivabinha, bvunza iye Kinnah
Hatina nguva yekutura mafemo kumangoma tinotobata matemo
Ehee tovapawo mutemo saka tichiimba tichishandisa tsumo

Tinovadyira bhonzo nekuwonda kudai
Tinonomira pamamonya ipapo
Chidyamafuta zviya zvisingakore, takanomira pamamonya ipapo
Mahorse zvimaBoss tinonomira pamamonya ipapo
Chibaba-chigunduru mwana waSthembeni pamamonya ipapo

Chirehwa rehwa ndiana Mrehwa
Ismairi wamupa mari yehwahwa

Ndopaunoona kuti vanobhowa kuswera paCrawa futi every hour
Hanzi chihuya baa vaona vanhu kudhoma dhoma (kudhoma dhoma)
Aihwa zvipiko vanojuma juma (vanojuma juma)
Muchanyara patinopfuma pfuma (patinopfuma pfuma)
Kunge mombe dzichingokuma kuma (dzichingokuma kuma) huma-huma

Vamwe vachiti ichi chirema zvakadaro ndichingorema
Moti ndafa apa ndichifema
Ndipeyi yangu mari yechema

Tinovadyira bhonzo nekuwonda kudai
Tinonomira pamamonya ipapo
Chidyamafuta zviya zvisingakore, takanomira pamamonya ipapo
Mahorse zvimaBoss tinonomira pamamonya ipapo
Chibaba-chigunduru mwana waSthembeni pamamonya ipapo

NdiSauro mwana waSthembeni haasi mwana wamai Charmaine
Anoda Codeine haangadhakwe neChampagne
Saka musaise pain nekuti iyezvino futi arikudawo gain
Atoripo pa campaign
Hobho zvibhakera kunge Mayweather, Rexin yakasiyana neleather
Ende Sauro handina basa neWeather nekuti zvese zvamunoda i will take it further
Television, high definition

Pamamonya ipapo
Chidyamafuta zviya zvisingakore, takanomira pamamonya ipapo
Mahorse zvimaBoss tinonomira pamamonya ipapo
Chibaba-chigunduru mwana waSthembeni pamamonya ipapo

Tinovadyira bhonzo nekuwonda kudai
Tinonomira pamamonya ipapo
Chidyamafuta zviya zvisingakore, takanomira pamamonya ipapo
Mahorse zvimaBoss tinonomira pamamonya ipapo
Chibaba-chigunduru mwana waSthembeni pamamonya ipapo

Kunze kungapisa patinongopisa, hapana anomisa zvichivashamisa
Voda kundiwisa ndichavadzidzisa, imimi musade kuzvisimbisa
Nekuti kadyamafuta kasingakore, mangoma ndoimba ini handinyore
Asi haasi nyore nyore, ita uyedze iwe unganyare
Television, high definition

Pamamonya ipapo
Chidyamafuta zviya zvisingakore, takanomira pamamonya ipapo
Mahorse zvimaBoss tinonomira pamamonya ipapo
Chibaba-chigunduru mwana waSthembeni pamamonya ipapo

Tinovadyira bhonzo nekuwonda kudai
Tinonomira pamamonya ipapo
Chidyamafuta zviya zvisingakore, takanomira pamamonya ipapo
Mahorse zvimaBoss tinonomira pamamonya ipapo
Chibaba-chigunduru mwana waSthembeni pamamonya ipapo

Soul Jah, Soul Jah, Soul Jah

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings