Kure nehama
๐ต 2390 characters
โฑ๏ธ 5:11 duration
๐ ID: 12451662
๐ Lyrics
Ngoma
Ngoma
Ngoma, ngoma
Ngoma
Ariye yo, ariyo ariyeyeyo
Ariye yo, ariyo ariyeyeyo
Kure nehama, haa kure nehama
Kure nehama, haa kure nehama
Kure nehama, haa kure nehama
Kure nehama, haa kure nehama
Ngoma yangu, kumusana kwangu, kana ndoenda musandiramwa
Ndoenda ndega, haa ndoenda ndega
Handine mhaka ndakangotumwa kushereketa mudariro
Mhai ndoenda ndega, haa kure nehama
Kure nehama, haa kure nehama
Kure nehama, haa kure nehama
Kure nehama, haa kure nehama
Kure nehama, haa kure nehama
Hakuna rume, rume rimwechete
Tichamira tese, kwatabva kure
(Inzwa chinin'ina) hakuna rume
(Inzwa chinin'ina) rume rimwechete
(Inzwa chinin'ina) tichamira tese
(Inzwa chinin'ina) kwatabva kure
(Inzwa chinin'ina) hakuna rume
(Inzwa chinin'ina) hakuna rume rimwe
(Inzwa chinin'ina) tichamira tese
(Inzwa chinin'ina) kwatabva kure
Hakuna rume rimwe
Tichamira tese
Kwatabva kure
Tese
Kwatabva kure
Tese
Tipindewo tipindewo, tipindewo changamire
Hombiro oo, hombiro oo
Tisvikewo tisvikewo, tisvikewo changamire
Hombiro oo, hombi, hombiro oo
Ndiyani asingade kubereka
Mwana nyakutumbura obudirira?
Ndiyani asingade hushoroma
Nehuhombarume, nehuchangamire?
Seri seri, usamirire seri kweguva
See-he-hee-he-hee-he-hee, hee
Wenge mee, wenge mombe, wenge kuyo, wenge mee
Uri pamukombe ini ndimwe
Upenyu hunouya kamwe
Wenge mee, wenge mombe, wenge kuyo, wenge mee
Uri pamukombe ini ndimwe
Upenyu hunouya kamwe
Ngoma yangu kumusana kwangu, kana ndoenda musandiramwa
Ndoenda ndega, haa ndoenda ndega
Handine mhaka ndakangotumwa kushereketa mudariro
Mhai ndoenda ndega, haa kure nehama
(Pote) kure nehama, haa kure nehama
(Ndapotereka) kure nehama, haa kure nehama
(Neboterekwa) kure nehama, haa kure nehama
(Pote ndapotereka, ah) kure nehama (pote) haa kure nehama (neboterekwa)
(Ndapotereka)
(Neboterekwa)
(Pote ndapotereka)

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:15.46] Ngoma
[00:18.96] Ngoma
[00:22.43] Ngoma, ngoma
[00:27.14] Ngoma
[00:30.50] Ariye yo, ariyo ariyeyeyo
[00:38.28] Ariye yo, ariyo ariyeyeyo
[00:45.74] Kure nehama, haa kure nehama
[00:49.49] Kure nehama, haa kure nehama
[00:53.23] Kure nehama, haa kure nehama
[00:57.28] Kure nehama, haa kure nehama
[01:01.11] Ngoma yangu, kumusana kwangu, kana ndoenda musandiramwa
[01:05.16] Ndoenda ndega, haa ndoenda ndega
[01:08.95] Handine mhaka ndakangotumwa kushereketa mudariro
[01:12.46] Mhai ndoenda ndega, haa kure nehama
[01:16.32] Kure nehama, haa kure nehama
[01:20.35] Kure nehama, haa kure nehama
[01:24.23] Kure nehama, haa kure nehama
[01:27.92] Kure nehama, haa kure nehama
[01:33.04] Hakuna rume, rume rimwechete
[01:36.50] Tichamira tese, kwatabva kure
[01:39.70] (Inzwa chinin'ina) hakuna rume
[01:41.51] (Inzwa chinin'ina) rume rimwechete
[01:43.62] (Inzwa chinin'ina) tichamira tese
[01:45.33] (Inzwa chinin'ina) kwatabva kure
[01:47.39] (Inzwa chinin'ina) hakuna rume
[01:49.28] (Inzwa chinin'ina) hakuna rume rimwe
[01:51.37] (Inzwa chinin'ina) tichamira tese
[01:53.25] (Inzwa chinin'ina) kwatabva kure
[01:57.50] Hakuna rume rimwe
[01:59.73] Tichamira tese
[02:01.64] Kwatabva kure
[02:06.06] Tese
[02:09.50] Kwatabva kure
[02:13.78] Tese
[02:18.10] Tipindewo tipindewo, tipindewo changamire
[02:21.59] Hombiro oo, hombiro oo
[02:25.76] Tisvikewo tisvikewo, tisvikewo changamire
[02:29.64] Hombiro oo, hombi, hombiro oo
[02:33.39] Ndiyani asingade kubereka
[02:36.49] Mwana nyakutumbura obudirira?
[02:41.03] Ndiyani asingade hushoroma
[02:44.30] Nehuhombarume, nehuchangamire?
[02:48.86] Seri seri, usamirire seri kweguva
[02:56.49] See-he-hee-he-hee-he-hee, hee
[03:04.17] Wenge mee, wenge mombe, wenge kuyo, wenge mee
[03:08.19] Uri pamukombe ini ndimwe
[03:09.74] Upenyu hunouya kamwe
[03:11.90] Wenge mee, wenge mombe, wenge kuyo, wenge mee
[03:15.81] Uri pamukombe ini ndimwe
[03:17.69] Upenyu hunouya kamwe
[03:19.51] Ngoma yangu kumusana kwangu, kana ndoenda musandiramwa
[03:23.22] Ndoenda ndega, haa ndoenda ndega
[03:27.00] Handine mhaka ndakangotumwa kushereketa mudariro
[03:30.73] Mhai ndoenda ndega, haa kure nehama
[03:34.25] (Pote) kure nehama, haa kure nehama
[03:37.50] (Ndapotereka) kure nehama, haa kure nehama
[03:41.32] (Neboterekwa) kure nehama, haa kure nehama
[03:44.82] (Pote ndapotereka, ah) kure nehama (pote) haa kure nehama (neboterekwa)
[03:53.05] (Ndapotereka)
[03:56.72] (Neboterekwa)
[04:00.26] (Pote ndapotereka)
[04:04.20] (Neboterekwa)
[04:05.69] Wenge mee, wenge mombe, wenge kuyo, wenge mee
[04:09.55] Uri pamukombe ini ndimwe
[04:11.28] Upenyu hunouya kamwe
[04:13.49] Wenge mee, wenge mombe, wenge kuyo, wenge mee
[04:17.15] Uri pamukombe ini ndimwe
[04:19.04] Upenyu hunouya kamwe
[04:21.14] Wenge mee, wenge mombe, wenge kuyo, wenge mee
[04:24.54] Uri pamukombe ini ndimwe
[04:26.74] Upenyu hunouya kamwe
[04:28.68] Wenge mee, wenge mombe, wenge kuyo, wenge mee
[04:32.74] Uri pamukombe ini ndimwe
[04:34.51] Upenyu hunouya kamwe
[04:36.08] Kure nehama, haa kure nehama
[04:39.02] (Ndapotereka) kure nehama, haa kure nehama
[04:43.12] (Neboterekwa) kure nehama, haa kure nehama
[04:46.35] (Pote ndapotereka, ah) kure nehama (pote) haa kure nehama (neboterekwa)
[04:52.36]