Let Me Go
๐ต 1882 characters
โฑ๏ธ 4:05 duration
๐ ID: 12479774
๐ Lyrics
Eternity
Paivepo ini newe tichipengesana
Dzamara tisvike pakafira sarungano
Kunongedzana ini newe tichipomerana
Kudakara moyo yedu yodumbirwa
Handisi inini
Ndakaita sarudzo kuti tisiyane (tisiyane)
Ndiwe wakaenda
It wasn't me no
All l ever wanted is to love you (to love you)
Yeah, yeah
Ndinoziva, waisada kuti ini ndiende
But you gotta let me go
Ndinoziva, waisada kuti rudo rwupere
But you gotta let me go
Ndakumbira, ndisunungure
Ndiringe nzira yangu
Ndinange nzira yangu
Ndifambe nzira yangu
Ndisunungure
Ndiringe nzira yangu
Ndinange nzira yangu
(Ndifambe nzira yangu)
Ndakaedza kushingirira
Ndini ndega ndaifirira
Kuita sendichazvisungirira
But you still walked away, yeah
Ko kuti ndifare (zvakaipei?)
Ndakakupa mukana (wakaitei?)
Iyeyu wandinaye (atedzei?)
Ndisunungure, ndisunungure
Ko kuti ndifare (zvakaipei?)
Ndakakupa mukana (wakaitei?)
Iyeyu wandinaye (atadzei?)
Ndinoziva, waisada kuti ini ndiende
But you gotta let me go
Ndinoziva, waisada kuti rudo rwupere
But you gotta let me go (gotta let me go)
Ndakumbira, ndisunungure
Ndiringe nzira yangu
Ndinange nzira yangu
Ndifambe nzira yangu
Ndisunungure
Ndiringe nzira yangu
Ndinange nzira yangu
Ndifambe nzira yangu
Ndisiye ndiende
Ndinange nzira yangu
Ndinange nzira yangu
You gotta let me go
You gotta let me go
Ndinange nzira yangu
Ndinange nzira yangu
Ndisiye ndiende
Ndinange nzira yangu
Ndinange nzira yangu ini
You gotta let me go
You gotta let me go, yeah
Ndinange nzira yangu
Ndinange nzira yangu, inini
(Ndisunungure) ndisiye ndiyende (ndiringe nzira yangu)
Ndinange nzira yangu
Ndinange nzira yangu (ndifambe nzira yangu)
(Ndisunungure) you gotta let me go
You gotta let me go, oh (ndiringe nzira yangu)
Ndinange nzira yangu
Ndinange nzira yangu (ndifambe nzira yangu)
Ndinoziva, waisada kuti ini ndiende
But you gotta let me go
Ndinoziva, waisada kuti rudo rwupere
But you gotta let me go
Paivepo ini newe tichipengesana
Dzamara tisvike pakafira sarungano
Kunongedzana ini newe tichipomerana
Kudakara moyo yedu yodumbirwa
Handisi inini
Ndakaita sarudzo kuti tisiyane (tisiyane)
Ndiwe wakaenda
It wasn't me no
All l ever wanted is to love you (to love you)
Yeah, yeah
Ndinoziva, waisada kuti ini ndiende
But you gotta let me go
Ndinoziva, waisada kuti rudo rwupere
But you gotta let me go
Ndakumbira, ndisunungure
Ndiringe nzira yangu
Ndinange nzira yangu
Ndifambe nzira yangu
Ndisunungure
Ndiringe nzira yangu
Ndinange nzira yangu
(Ndifambe nzira yangu)
Ndakaedza kushingirira
Ndini ndega ndaifirira
Kuita sendichazvisungirira
But you still walked away, yeah
Ko kuti ndifare (zvakaipei?)
Ndakakupa mukana (wakaitei?)
Iyeyu wandinaye (atedzei?)
Ndisunungure, ndisunungure
Ko kuti ndifare (zvakaipei?)
Ndakakupa mukana (wakaitei?)
Iyeyu wandinaye (atadzei?)
Ndinoziva, waisada kuti ini ndiende
But you gotta let me go
Ndinoziva, waisada kuti rudo rwupere
But you gotta let me go (gotta let me go)
Ndakumbira, ndisunungure
Ndiringe nzira yangu
Ndinange nzira yangu
Ndifambe nzira yangu
Ndisunungure
Ndiringe nzira yangu
Ndinange nzira yangu
Ndifambe nzira yangu
Ndisiye ndiende
Ndinange nzira yangu
Ndinange nzira yangu
You gotta let me go
You gotta let me go
Ndinange nzira yangu
Ndinange nzira yangu
Ndisiye ndiende
Ndinange nzira yangu
Ndinange nzira yangu ini
You gotta let me go
You gotta let me go, yeah
Ndinange nzira yangu
Ndinange nzira yangu, inini
(Ndisunungure) ndisiye ndiyende (ndiringe nzira yangu)
Ndinange nzira yangu
Ndinange nzira yangu (ndifambe nzira yangu)
(Ndisunungure) you gotta let me go
You gotta let me go, oh (ndiringe nzira yangu)
Ndinange nzira yangu
Ndinange nzira yangu (ndifambe nzira yangu)
Ndinoziva, waisada kuti ini ndiende
But you gotta let me go
Ndinoziva, waisada kuti rudo rwupere
But you gotta let me go
โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:07.44] Eternity
[00:10.31] Paivepo ini newe tichipengesana
[00:15.03] Dzamara tisvike pakafira sarungano
[00:19.36] Kunongedzana ini newe tichipomerana
[00:24.55] Kudakara moyo yedu yodumbirwa
[00:29.15] Handisi inini
[00:31.70] Ndakaita sarudzo kuti tisiyane (tisiyane)
[00:35.86] Ndiwe wakaenda
[00:38.50] It wasn't me no
[00:42.29] All l ever wanted is to love you (to love you)
[00:46.26] Yeah, yeah
[00:48.48] Ndinoziva, waisada kuti ini ndiende
[00:54.97] But you gotta let me go
[00:58.52] Ndinoziva, waisada kuti rudo rwupere
[01:05.73] But you gotta let me go
[01:08.07] Ndakumbira, ndisunungure
[01:11.86] Ndiringe nzira yangu
[01:14.44] Ndinange nzira yangu
[01:16.76] Ndifambe nzira yangu
[01:18.71] Ndisunungure
[01:21.76] Ndiringe nzira yangu
[01:24.48] Ndinange nzira yangu
[01:26.86] (Ndifambe nzira yangu)
[01:29.05] Ndakaedza kushingirira
[01:32.03] Ndini ndega ndaifirira
[01:34.54] Kuita sendichazvisungirira
[01:36.90] But you still walked away, yeah
[01:39.68] Ko kuti ndifare (zvakaipei?)
[01:42.44] Ndakakupa mukana (wakaitei?)
[01:45.19] Iyeyu wandinaye (atedzei?)
[01:47.53] Ndisunungure, ndisunungure
[01:49.98] Ko kuti ndifare (zvakaipei?)
[01:52.21] Ndakakupa mukana (wakaitei?)
[01:55.16] Iyeyu wandinaye (atadzei?)
[01:58.15] Ndinoziva, waisada kuti ini ndiende
[02:05.36] But you gotta let me go
[02:08.32] Ndinoziva, waisada kuti rudo rwupere
[02:15.05] But you gotta let me go (gotta let me go)
[02:17.63] Ndakumbira, ndisunungure
[02:21.52] Ndiringe nzira yangu
[02:23.74] Ndinange nzira yangu
[02:26.60] Ndifambe nzira yangu
[02:28.80] Ndisunungure
[02:31.31] Ndiringe nzira yangu
[02:33.92] Ndinange nzira yangu
[02:36.63] Ndifambe nzira yangu
[02:39.69] Ndisiye ndiende
[02:44.08] Ndinange nzira yangu
[02:46.87] Ndinange nzira yangu
[02:49.85] You gotta let me go
[02:51.60] You gotta let me go
[02:54.53] Ndinange nzira yangu
[02:56.74] Ndinange nzira yangu
[02:59.86] Ndisiye ndiende
[03:04.49] Ndinange nzira yangu
[03:06.78] Ndinange nzira yangu ini
[03:09.60] You gotta let me go
[03:11.89] You gotta let me go, yeah
[03:14.26] Ndinange nzira yangu
[03:16.94] Ndinange nzira yangu, inini
[03:19.19] (Ndisunungure) ndisiye ndiyende (ndiringe nzira yangu)
[03:24.39] Ndinange nzira yangu
[03:26.13] Ndinange nzira yangu (ndifambe nzira yangu)
[03:28.70] (Ndisunungure) you gotta let me go
[03:31.66] You gotta let me go, oh (ndiringe nzira yangu)
[03:34.49] Ndinange nzira yangu
[03:36.87] Ndinange nzira yangu (ndifambe nzira yangu)
[03:38.79] Ndinoziva, waisada kuti ini ndiende
[03:45.44] But you gotta let me go
[03:48.70] Ndinoziva, waisada kuti rudo rwupere
[03:55.51] But you gotta let me go
[04:00.29]
[00:10.31] Paivepo ini newe tichipengesana
[00:15.03] Dzamara tisvike pakafira sarungano
[00:19.36] Kunongedzana ini newe tichipomerana
[00:24.55] Kudakara moyo yedu yodumbirwa
[00:29.15] Handisi inini
[00:31.70] Ndakaita sarudzo kuti tisiyane (tisiyane)
[00:35.86] Ndiwe wakaenda
[00:38.50] It wasn't me no
[00:42.29] All l ever wanted is to love you (to love you)
[00:46.26] Yeah, yeah
[00:48.48] Ndinoziva, waisada kuti ini ndiende
[00:54.97] But you gotta let me go
[00:58.52] Ndinoziva, waisada kuti rudo rwupere
[01:05.73] But you gotta let me go
[01:08.07] Ndakumbira, ndisunungure
[01:11.86] Ndiringe nzira yangu
[01:14.44] Ndinange nzira yangu
[01:16.76] Ndifambe nzira yangu
[01:18.71] Ndisunungure
[01:21.76] Ndiringe nzira yangu
[01:24.48] Ndinange nzira yangu
[01:26.86] (Ndifambe nzira yangu)
[01:29.05] Ndakaedza kushingirira
[01:32.03] Ndini ndega ndaifirira
[01:34.54] Kuita sendichazvisungirira
[01:36.90] But you still walked away, yeah
[01:39.68] Ko kuti ndifare (zvakaipei?)
[01:42.44] Ndakakupa mukana (wakaitei?)
[01:45.19] Iyeyu wandinaye (atedzei?)
[01:47.53] Ndisunungure, ndisunungure
[01:49.98] Ko kuti ndifare (zvakaipei?)
[01:52.21] Ndakakupa mukana (wakaitei?)
[01:55.16] Iyeyu wandinaye (atadzei?)
[01:58.15] Ndinoziva, waisada kuti ini ndiende
[02:05.36] But you gotta let me go
[02:08.32] Ndinoziva, waisada kuti rudo rwupere
[02:15.05] But you gotta let me go (gotta let me go)
[02:17.63] Ndakumbira, ndisunungure
[02:21.52] Ndiringe nzira yangu
[02:23.74] Ndinange nzira yangu
[02:26.60] Ndifambe nzira yangu
[02:28.80] Ndisunungure
[02:31.31] Ndiringe nzira yangu
[02:33.92] Ndinange nzira yangu
[02:36.63] Ndifambe nzira yangu
[02:39.69] Ndisiye ndiende
[02:44.08] Ndinange nzira yangu
[02:46.87] Ndinange nzira yangu
[02:49.85] You gotta let me go
[02:51.60] You gotta let me go
[02:54.53] Ndinange nzira yangu
[02:56.74] Ndinange nzira yangu
[02:59.86] Ndisiye ndiende
[03:04.49] Ndinange nzira yangu
[03:06.78] Ndinange nzira yangu ini
[03:09.60] You gotta let me go
[03:11.89] You gotta let me go, yeah
[03:14.26] Ndinange nzira yangu
[03:16.94] Ndinange nzira yangu, inini
[03:19.19] (Ndisunungure) ndisiye ndiyende (ndiringe nzira yangu)
[03:24.39] Ndinange nzira yangu
[03:26.13] Ndinange nzira yangu (ndifambe nzira yangu)
[03:28.70] (Ndisunungure) you gotta let me go
[03:31.66] You gotta let me go, oh (ndiringe nzira yangu)
[03:34.49] Ndinange nzira yangu
[03:36.87] Ndinange nzira yangu (ndifambe nzira yangu)
[03:38.79] Ndinoziva, waisada kuti ini ndiende
[03:45.44] But you gotta let me go
[03:48.70] Ndinoziva, waisada kuti rudo rwupere
[03:55.51] But you gotta let me go
[04:00.29]