Mumoyo
๐ต 2785 characters
โฑ๏ธ 6:01 duration
๐ ID: 12486986
๐ Lyrics
Handingakanganwe, aah
Mwari zvamunondiitira
Mazuva ose
Mwari munondigonera
Zvizhinji, aah
Mwari zvamunondirwira
Iwo mazuva ose
Inga Mwari munondigonera
Handikanganwe (handikanganwe)
Handikanganwe (Mwari zvamunondiitira)
Mazuva ose (mazuva ose)
Mwari wangu (Mwari munondigonera)
Handikanganwe (handikanganwe)
Handikanganwe (Mwari zvamunondiitira)
Mazuva ose (mazuva ose)
Mwari munondigonera (Mwari munondigonera)
Hama musakanganwe, eeh
Mwari zvaanokuitirai
Iwo mazuva ose
Inga Mwari anokugonerai
Chimbofungisisa iwe
Mwari zvaanokuitira
Wongo mutenda
Inga Mwari anokugonera
Usakanganwe (usakanganwe)
Usakanganwe (Mwari zvaanokuitira)
Mazuva ose (mazuva ose)
Aiwa, aiwa (Mwari anokugonera)
Koo wakanganwa sei? (Usakanganwe)
Usakanganwe (Mwari zvaanokuitira)
Oh, oh zvanokuitira (mazuva ose)
Mwari uyu (Mwari anokugonera)
Iro zuva richibuda, aah
Ndoswera
Hoo, iro rodoka
Ndoona Mwari munondigonera
Pose pazvinonetsa, aah
Ndinodaidza imi Mwari
Aah, munondipindura
Hona Mwari munondigonera
Saka zvikanetsa zvikarema daidzai Mwari
Zvikarema zvikanetsa daidzai Mwari
Anouya, iye anouya, iye anouya
Izvo zvikarema zvikanetsa daidzai Mwari
Zvikanetsa zvikarema daidzai Mwari
Anouya, iye anouya, iye anouya
Zvikarema (zvikarema zvikanetsa daidzai Mwari)
Chingodaidzai Mwari (zvikarema zvikanetsa daidzai Mwari)
Anouya (huyai) huya, (huyai) huya
Koo, chii chanetsa (zvikarema zvikanetsa daidzai Mwari)
Chingodaidzai Mwari (zvikarema zvikanetsa daidzai Mwari)
Anouya (anouya) huya (anouya) huya
Mwari zvamunondiitira, zviri mumoyo mangu (mumoyo)
Zviri mumoyo (mumoyo) mumoyo (mumoyo)
Izvo zviri mumoyo mangu (mumoyo)
Zviri mumoyo (mumoyo) mumoyo (mumoyo)
Mwari zvamunondiitira, zviri mumoyo mangu (mumoyo)
Ndakachengeta (mumoyo) mumoyo (mumoyo)
Zvirimo zviri mumoyo mangu (mumoyo)
Mumoyo (mumoyo) mumoyo (mumoyo)
Iro basa renyu riri mumoyo mangu
Mumoyo (mumoyo) mumoyo (mumoyo) mumoyo
Aah, nyasha zvenyu dziri mumoyo mangu
Mumoyo (mumoyo) mumoyo (mumoyo) mumoyo
Mwari munogara, munogara mumoyo
Mumoyo (mumoyo) mumoyo (mumoyo) mumoyo
Makandikoshera muri mumoyo mangu
Mumoyo (handikanganwe) mumoyo (handikanganwe) mumoyo
Handikanganwe
Mwari wedenga, Mwari wedenga
(Mwari wekudenga) ndiMwari makanaka
Imo muhupenyu (muhupenyu wangu, anondigonera)
NdiMwari wekudenga
(Mwari wekudenga) ndiMwari makanaka
Aiwa imo muhupenyu (muhupenyu wangu, anondigonera)
Mazuva ose, nguva dzose Mwari
Mwari wekudenga (ndimi) ndiMwari wakanaka
Makanaka, makanaka, makanaka
Muhupenyu wangu (haiwa) anondigonera
Ndinogonerwa naMwari. ndinogonerwa naMwari
Mwari wekudenga (ndinogonerwa) ndiMwari wakanaka (ndinogonerwa)
Ndomutenda, ndomutenda (muhupenyu wangu anondigonera)
Zvekudya, zvokupfeka, Mwari wekudenga
Mwari wedenga ndiMwari wakanaka
Haiwa imo muhupenyu hwangu
Muhupenyu hwangu anondigonera!

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:00.33] Handingakanganwe, aah
[00:03.87] Mwari zvamunondiitira
[00:08.48] Mazuva ose
[00:11.35] Mwari munondigonera
[00:16.67] Zvizhinji, aah
[00:19.37] Mwari zvamunondirwira
[00:23.15] Iwo mazuva ose
[00:26.77] Inga Mwari munondigonera
[00:29.52] Handikanganwe (handikanganwe)
[00:33.49] Handikanganwe (Mwari zvamunondiitira)
[00:37.33] Mazuva ose (mazuva ose)
[00:41.16] Mwari wangu (Mwari munondigonera)
[00:45.04] Handikanganwe (handikanganwe)
[00:48.98] Handikanganwe (Mwari zvamunondiitira)
[00:52.63] Mazuva ose (mazuva ose)
[00:56.43] Mwari munondigonera (Mwari munondigonera)
[01:02.44] Hama musakanganwe, eeh
[01:05.90] Mwari zvaanokuitirai
[01:09.68] Iwo mazuva ose
[01:13.27] Inga Mwari anokugonerai
[01:18.12] Chimbofungisisa iwe
[01:21.23] Mwari zvaanokuitira
[01:25.52] Wongo mutenda
[01:28.52] Inga Mwari anokugonera
[01:31.69] Usakanganwe (usakanganwe)
[01:35.21] Usakanganwe (Mwari zvaanokuitira)
[01:39.23] Mazuva ose (mazuva ose)
[01:42.67] Aiwa, aiwa (Mwari anokugonera)
[01:46.95] Koo wakanganwa sei? (Usakanganwe)
[01:50.92] Usakanganwe (Mwari zvaanokuitira)
[01:53.73] Oh, oh zvanokuitira (mazuva ose)
[02:00.48] Mwari uyu (Mwari anokugonera)
[02:04.39] Iro zuva richibuda, aah
[02:08.61] Ndoswera
[02:11.03] Hoo, iro rodoka
[02:14.76] Ndoona Mwari munondigonera
[02:19.86] Pose pazvinonetsa, aah
[02:23.49] Ndinodaidza imi Mwari
[02:27.02] Aah, munondipindura
[02:30.59] Hona Mwari munondigonera
[02:36.38] Saka zvikanetsa zvikarema daidzai Mwari
[02:40.66] Zvikarema zvikanetsa daidzai Mwari
[02:44.43] Anouya, iye anouya, iye anouya
[02:51.73] Izvo zvikarema zvikanetsa daidzai Mwari
[02:55.84] Zvikanetsa zvikarema daidzai Mwari
[02:59.57] Anouya, iye anouya, iye anouya
[03:05.55] Zvikarema (zvikarema zvikanetsa daidzai Mwari)
[03:10.39] Chingodaidzai Mwari (zvikarema zvikanetsa daidzai Mwari)
[03:14.28] Anouya (huyai) huya, (huyai) huya
[03:20.83] Koo, chii chanetsa (zvikarema zvikanetsa daidzai Mwari)
[03:25.87] Chingodaidzai Mwari (zvikarema zvikanetsa daidzai Mwari)
[03:29.60] Anouya (anouya) huya (anouya) huya
[03:34.17] Mwari zvamunondiitira, zviri mumoyo mangu (mumoyo)
[03:39.38] Zviri mumoyo (mumoyo) mumoyo (mumoyo)
[03:43.71] Izvo zviri mumoyo mangu (mumoyo)
[03:46.97] Zviri mumoyo (mumoyo) mumoyo (mumoyo)
[03:50.70] Mwari zvamunondiitira, zviri mumoyo mangu (mumoyo)
[03:54.75] Ndakachengeta (mumoyo) mumoyo (mumoyo)
[03:58.94] Zvirimo zviri mumoyo mangu (mumoyo)
[04:02.15] Mumoyo (mumoyo) mumoyo (mumoyo)
[04:06.27] Iro basa renyu riri mumoyo mangu
[04:09.07] Mumoyo (mumoyo) mumoyo (mumoyo) mumoyo
[04:14.14] Aah, nyasha zvenyu dziri mumoyo mangu
[04:17.17] Mumoyo (mumoyo) mumoyo (mumoyo) mumoyo
[04:21.77] Mwari munogara, munogara mumoyo
[04:24.79] Mumoyo (mumoyo) mumoyo (mumoyo) mumoyo
[04:29.33] Makandikoshera muri mumoyo mangu
[04:32.43] Mumoyo (handikanganwe) mumoyo (handikanganwe) mumoyo
[04:36.18] Handikanganwe
[04:37.26] Mwari wedenga, Mwari wedenga
[04:40.92] (Mwari wekudenga) ndiMwari makanaka
[04:45.87] Imo muhupenyu (muhupenyu wangu, anondigonera)
[04:53.52] NdiMwari wekudenga
[04:56.36] (Mwari wekudenga) ndiMwari makanaka
[05:00.80] Aiwa imo muhupenyu (muhupenyu wangu, anondigonera)
[05:08.17] Mazuva ose, nguva dzose Mwari
[05:11.73] Mwari wekudenga (ndimi) ndiMwari wakanaka
[05:15.96] Makanaka, makanaka, makanaka
[05:19.47] Muhupenyu wangu (haiwa) anondigonera
[05:23.82] Ndinogonerwa naMwari. ndinogonerwa naMwari
[05:27.29] Mwari wekudenga (ndinogonerwa) ndiMwari wakanaka (ndinogonerwa)
[05:31.33] Ndomutenda, ndomutenda (muhupenyu wangu anondigonera)
[05:39.32] Zvekudya, zvokupfeka, Mwari wekudenga
[05:43.17] Mwari wedenga ndiMwari wakanaka
[05:47.32] Haiwa imo muhupenyu hwangu
[05:50.43] Muhupenyu hwangu anondigonera!
[05:54.94]