Handikusiyi Wega
๐ต 423 characters
โฑ๏ธ 4:04 duration
๐ ID: 12607815
๐ Lyrics
Hondo dzako dzose ndinokurwira
Nzwimbo yemuvengi yawaisirwa
Moyo wako ngausamanikidzwa
Hondo iyi ndeyanguka ndikurwire
Ndakati handikusiye wega iwewe uh kurwa hakusi kwako kwete
Handikusiye wega iwewe
Uh uh simba harizi rako kwete
Hona ndiri ishe wenyama yose
Chingavapo here chandiwomera
Moyo wako ngausamanikidzwe
Hondo iyi ndeyanguka ndikurwire
Ndichava simba rako ndichava dombo
rako nhare yakasimba zhongwe yakakwirira
Nzwimbo yemuvengi yawaisirwa
Moyo wako ngausamanikidzwa
Hondo iyi ndeyanguka ndikurwire
Ndakati handikusiye wega iwewe uh kurwa hakusi kwako kwete
Handikusiye wega iwewe
Uh uh simba harizi rako kwete
Hona ndiri ishe wenyama yose
Chingavapo here chandiwomera
Moyo wako ngausamanikidzwe
Hondo iyi ndeyanguka ndikurwire
Ndichava simba rako ndichava dombo
rako nhare yakasimba zhongwe yakakwirira