City Sports
๐ต 2302 characters
โฑ๏ธ 3:23 duration
๐ ID: 12684997
๐ Lyrics
Bodyslam Records
Isu hatiiti zvama-group (yo dziko) checker ma-settings
Yo Super, nyatso-checker ma-setting, ma-running
Rega tingozvireva asi zvakadarika
Vavengi vangu vakayedza nepavaikwanisa
Vakandibvunza, "Sei ndisina kubatika?"
Inyaya yevavengi, vanhu ava mamero
Vaisada kuti ndiimbe kuCity Sports, kuti ndiimbe kuCity Sports

Vanodhinhiwa neka-life kema-Fireman, neka-life kema-Fireman

Ruvengo rwavo rwakatangira paCarnival
Patakashaika tadzokera kuEngland
Ndakazviramba handiimbiri ma-
Vakati tichakubvisa kuCity Sports
Zvisinei ndakangotyora semu-Fireman
Ndobva ndavadyira easy pachi-Chairman
Handingamiswi nevavengi ma-Fireman
Ndichangoramba ndichiimba maFireman

Ndakazouya kuzosimbisa ma-fans angu
Ndizvo zvinhu zvakazobata vavengi vangu
Ndakangosiya ndavaudza mafans angu
Hatiiti zvamagroup kuma-fans angu
Vasiye zvako varambe vachidaiso
Havatimise kumangoma naMwari oo
Hatizi type dzinodhiniwa ne-sabotage
Hupenyu hwedu takakurira mu-sabotage

City Sports, kuti ndiimbe kuCity Sports
Ndiimbe kuCity Sports, kuti ndiimbe kuCity Sports
Neka-life kema-Fireman, neka-life kema-Fireman

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:00.20] Bodyslam Records
[00:01.71] Isu hatiiti zvama-group (yo dziko) checker ma-settings
[00:05.69] Yo Super, nyatso-checker ma-setting, ma-running
[00:11.31] Rega tingozvireva asi zvakadarika
[00:13.32] Vavengi vangu vakayedza nepavaikwanisa
[00:16.10] Vakandibvunza, "Sei ndisina kubatika?"
[00:18.63] Inyaya yevavengi, vanhu ava mamero
[00:21.25] Vaisada kuti ndiimbe kuCity Sports, kuti ndiimbe kuCity Sports
[00:26.20] Vaisada kuti ndiimbe kuCity Sports, kuti ndiimbe kuCity Sports
[00:31.02] Vanodhinhiwa neka-life kema-Fireman, neka-life kema-Fireman
[00:35.82] Vanodhinhiwa neka-life kema-Fireman, neka-life kema-Fireman
[00:41.15] Ruvengo rwavo rwakatangira paCarnival
[00:43.62] Patakashaika tadzokera kuEngland
[00:46.26] Ndakazviramba handiimbiri ma-
[00:48.90] Vakati tichakubvisa kuCity Sports
[00:51.49] Zvisinei ndakangotyora semu-Fireman
[00:53.95] Ndobva ndavadyira easy pachi-Chairman
[00:56.38] Handingamiswi nevavengi ma-Fireman
[00:58.99] Ndichangoramba ndichiimba maFireman
[01:01.65] Vaisada kuti ndiimbe kuCity Sports, kuti ndiimbe kuCity Sports
[01:06.54] Vaisada kuti ndiimbe kuCity Sports, kuti ndiimbe kuCity Sports
[01:11.55] Vanodhinhiwa neka-life kema-Fireman, neka-life kema-Fireman
[01:16.45] Vanodhinhiwa neka-life kema-Fireman, neka-life kema-Fireman
[01:21.55] Ndakazouya kuzosimbisa ma-fans angu
[01:23.98] Ndizvo zvinhu zvakazobata vavengi vangu
[01:26.44] Ndakangosiya ndavaudza mafans angu
[01:29.01] Hatiiti zvamagroup kuma-fans angu
[01:31.67] Vasiye zvako varambe vachidaiso
[01:34.22] Havatimise kumangoma naMwari oo
[01:36.82] Hatizi type dzinodhiniwa ne-sabotage
[01:39.34] Hupenyu hwedu takakurira mu-sabotage
[01:41.96] Vaisada kuti ndiimbe kuCity Sports, kuti ndiimbe kuCity Sports
[01:46.87] Vaisada kuti ndiimbe kuCity Sports, kuti ndiimbe kuCity Sports
[01:51.79] Vanodhinhiwa neka-life kema-Fireman, neka-life kema-Fireman
[01:56.88] Vanodhinhiwa neka-life kema-Fireman, neka-life kema-Fireman
[02:01.92] Ruvengo rwavo rwakatangira paCarnival
[02:04.42] Patakashaika tadzokera kuEngland
[02:06.98] Ndakazviramba handiimbiri ma-
[02:09.68] Vakati tichakubvisa kuCity Sports
[02:12.10] Zvisinei ndakangotyora semu-Fireman
[02:14.81] Ndobva ndavadyira easy pachi-Chairman
[02:17.27] Handingamiswi nevavengi ma-Fireman
[02:19.63] Ndichangoramba ndichiimba maFireman
[02:22.47] Vaisada kuti ndiimbe kuCity Sports, kuti ndiimbe kuCity Sports
[02:27.62] Vaisada kuti ndiimbe kuCity Sports, kuti ndiimbe kuCity Sports
[02:32.55] Vanodhinhiwa neka-life kema-Fireman, neka-life kema-Fireman
[02:37.45] Vanodhinhiwa neka-life kema-Fireman, neka-life kema-Fireman
[02:43.88] City Sports, kuti ndiimbe kuCity Sports
[02:48.47] Ndiimbe kuCity Sports, kuti ndiimbe kuCity Sports
[02:53.16] Neka-life kema-Fireman, neka-life kema-Fireman
[02:57.67] Vanodhinhiwa neka-life kema-Fireman, neka-life kema-Fireman
[03:03.26]