Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Hameno Ikoko (Ziso raka rakandimaka)

๐Ÿ‘ค Killer T โ€ข ๐ŸŽผ Chairman Vol. 2 โ€ข โฑ๏ธ 3:04
๐ŸŽต 2534 characters
โฑ๏ธ 3:04 duration
๐Ÿ†” ID: 12685367

๐Ÿ“œ Lyrics

Eyo, Cashlips, popopopo
Where it is Killer, popopo

Chakanaka chinodiwa nemunhu wese
Asi hatingazombopinda tiri tese
Parizvino pfuti dzakurira kwese
Manje ndinoramba ndichienda handi-reverse

Ziso rako rakandimaka hameno (hameno)
Ziso rako rakandimaka hameno (hameno)
Ziso rako rakandimaka hameno
Manje hameno ikoko hameno (hameno)

Ziso rako rakandimaka hameno (hameno)
Ziso rako rakandimaka hameno (hameno)
Ziso rako rakandimaka hameno
Manje hameno ikoko hameno (hameno)

Ngavambise pfungwa dzakaipa vanondigaira
Hushamwari hwedu togowana pekutangira
Vanoda kunditsvinga ndichizvifambira
Asi hambonditipe chandivatadzira

Vanongoti ndinotadza, ini ndichi-fighter
Manje ndichasvika pangoti chero zvazvaita
Vanofara ku-side kwangu zvakandi-tighter
Manje musika vanhu variko vanondi guider

Ziso rako rakandimaka hameno (hameno)
Ziso rako rakandimaka hameno (hameno)
Ziso rako rakandimaka hameno
Manje hameno ikoko hameno (hameno)

Ziso rako rakandimaka hameno (hameno)
Ziso rako rakandimaka hameno (hameno)
Ziso rako rakandimaka hameno
Manje hameno ikoko hameno (hameno)

Saka rasta I don't care
Vanoda kundimaka kana sadza havandipe
Vano gaya ndicha donha manje hazviite
Horaiti ndiri mboko, saka handiite, handiite (popopo)

Fanika card ndava-reader se-phone
Pandinofamba vatevera havapaoni
Ndine zvikiri zvangu ndega havandigoni
Ngavashande zvavo vega tione

Chakanaka chinodiwa nemunhu wese
Asi hatingazombopinda tiri tese
Parizvino pfuti dzakurira kwese
Manje ndino ramba ndichienda handi-reverse

Ziso rako rakandimaka hameno
Ziso rako rakandimaka hameno
Ziso rako rakandimaka hameno
Manje hameno ikoko hameno

Ziso rako rakandimaka hameno
Ziso rako rakandimaka hameno
Ziso rako rakandimaka hameno
Manje hameno ikoko hameno (hameno)

Ngavambise pfungwa dzakaipa vanondigaira
Hushamwari hwedu togowana pekutangira
Vanoda kunditsvinga ndichizvifambira
Asi hambonditipe chandinovatadzira

Vanongoti ndinotadza, ini ndichi-fighter
Manje ndichasvika pangoti chero zvazvaita
Vanofara ku-side kwangu zvakandi-tighter
Manje musika vanhu variko vanondi guider

Ziso rako rakandimaka hameno
Ziso rako rakandimaka hameno
Ziso rako rakandimaka hameno
Manje hameno ikoko hameno

Ziso rako rakandimaka hameno
Ziso rako rakandimaka hameno
Ziso rako rakandimaka hameno
Manje hameno ikoko hameno (hameno)

Ziso rako rakandimaka hameno
Ziso rako rakandimaka hameno
Ziso rako rakandimaka hameno
Manje hameno ini handina daka

Ziso rako rakandimaka hameno
Ziso rako rakandimaka hameno
Ziso rako rakandimaka hameno
Manje hameno ikoko hameno (hameno)

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:01.13] Eyo, Cashlips, popopopo
[00:03.53] Where it is Killer, popopo
[00:08.35] Chakanaka chinodiwa nemunhu wese
[00:10.50] Asi hatingazombopinda tiri tese
[00:13.11] Parizvino pfuti dzakurira kwese
[00:15.14] Manje ndinoramba ndichienda handi-reverse
[00:17.61] Ziso rako rakandimaka hameno (hameno)
[00:20.14] Ziso rako rakandimaka hameno (hameno)
[00:22.52] Ziso rako rakandimaka hameno
[00:24.67] Manje hameno ikoko hameno (hameno)
[00:26.91] Ziso rako rakandimaka hameno (hameno)
[00:29.43] Ziso rako rakandimaka hameno (hameno)
[00:31.92] Ziso rako rakandimaka hameno
[00:33.73] Manje hameno ikoko hameno (hameno)
[00:36.21] Ngavambise pfungwa dzakaipa vanondigaira
[00:38.44] Hushamwari hwedu togowana pekutangira
[00:41.08] Vanoda kunditsvinga ndichizvifambira
[00:43.00] Asi hambonditipe chandivatadzira
[00:45.98] Vanongoti ndinotadza, ini ndichi-fighter
[00:47.98] Manje ndichasvika pangoti chero zvazvaita
[00:50.15] Vanofara ku-side kwangu zvakandi-tighter
[00:52.34] Manje musika vanhu variko vanondi guider
[00:54.99] Ziso rako rakandimaka hameno (hameno)
[00:57.44] Ziso rako rakandimaka hameno (hameno)
[00:59.71] Ziso rako rakandimaka hameno
[01:01.59] Manje hameno ikoko hameno (hameno)
[01:04.15] Ziso rako rakandimaka hameno (hameno)
[01:06.72] Ziso rako rakandimaka hameno (hameno)
[01:08.92] Ziso rako rakandimaka hameno
[01:10.94] Manje hameno ikoko hameno (hameno)
[01:13.58] Saka rasta I don't care
[01:15.04] Vanoda kundimaka kana sadza havandipe
[01:17.38] Vano gaya ndicha donha manje hazviite
[01:19.45] Horaiti ndiri mboko, saka handiite, handiite (popopo)
[01:23.04] Fanika card ndava-reader se-phone
[01:25.29] Pandinofamba vatevera havapaoni
[01:27.39] Ndine zvikiri zvangu ndega havandigoni
[01:29.55] Ngavashande zvavo vega tione
[01:32.24] Chakanaka chinodiwa nemunhu wese
[01:34.51] Asi hatingazombopinda tiri tese
[01:36.93] Parizvino pfuti dzakurira kwese
[01:38.96] Manje ndino ramba ndichienda handi-reverse
[01:41.05] Ziso rako rakandimaka hameno
[01:44.45] Ziso rako rakandimaka hameno
[01:47.50] Ziso rako rakandimaka hameno
[01:49.26] Manje hameno ikoko hameno
[01:51.30] Ziso rako rakandimaka hameno
[01:53.29] Ziso rako rakandimaka hameno
[01:56.16] Ziso rako rakandimaka hameno
[01:57.98] Manje hameno ikoko hameno (hameno)
[02:00.17] Ngavambise pfungwa dzakaipa vanondigaira
[02:02.42] Hushamwari hwedu togowana pekutangira
[02:04.92] Vanoda kunditsvinga ndichizvifambira
[02:07.47] Asi hambonditipe chandinovatadzira
[02:09.46] Vanongoti ndinotadza, ini ndichi-fighter
[02:11.84] Manje ndichasvika pangoti chero zvazvaita
[02:14.16] Vanofara ku-side kwangu zvakandi-tighter
[02:16.62] Manje musika vanhu variko vanondi guider
[02:19.26] Ziso rako rakandimaka hameno
[02:22.58] Ziso rako rakandimaka hameno
[02:24.26] Ziso rako rakandimaka hameno
[02:25.45] Manje hameno ikoko hameno
[02:28.33] Ziso rako rakandimaka hameno
[02:30.74] Ziso rako rakandimaka hameno
[02:33.50] Ziso rako rakandimaka hameno
[02:34.58] Manje hameno ikoko hameno (hameno)
[02:38.84] Ziso rako rakandimaka hameno
[02:40.09] Ziso rako rakandimaka hameno
[02:42.03] Ziso rako rakandimaka hameno
[02:43.68] Manje hameno ini handina daka
[02:46.71] Ziso rako rakandimaka hameno
[02:49.16] Ziso rako rakandimaka hameno
[02:51.35] Ziso rako rakandimaka hameno
[02:53.36] Manje hameno ikoko hameno (hameno)
[02:55.92]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings