Maisafana Kundirega
๐ต 2642 characters
โฑ๏ธ 4:39 duration
๐ ID: 12685793
๐ Lyrics
Owo kodaz owo
Ayanaya for real
Hot property
Iwe PTK
Owo Ayanaya (ooh) for real
Hot property nyatso cheka
Maisa fanirwa kundirega ndichiperera paari
Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai owo
Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione
Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson owo

Aitove nechinangwa chekuda kundiparadza
Chekuda kundisiya andisakadza
Ndochema ndoshaya anondinyaradza owo
Chaingoda kundichemedza hameno why
Kundiramba pakutanga zvanga zviri nani
Asi zvese zvaida ndaimupa wani

Aindinyepera kuti kumba kwavo ndini mukwasha
Apa Ndanga ndiri time pusher
Achindiitisa zvisina basa
Murudo Ndini ndega ndaifaitira
Kutopedza nguva yangu ndichitaimira
Kutoronga ramangwana ndichishingira

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:02.07] Owo kodaz owo
[00:06.00] Ayanaya for real
[00:08.38] Hot property
[00:09.13] Iwe PTK
[00:10.96] Owo Ayanaya (ooh) for real
[00:15.16] Hot property nyatso cheka
[00:17.51] Maisa fanirwa kundirega ndichiperera paari
[00:21.39] Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai owo
[00:26.53] Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione
[00:30.52] Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson owo
[00:35.97] Maisa fanirwa kundirega ndichiperera paari
[00:39.72] Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai owo
[00:45.03] Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione
[00:48.94] Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson owo
[00:54.43] Aitove nechinangwa chekuda kundiparadza
[00:57.79] Chekuda kundisiya andisakadza
[00:59.79] Ndochema ndoshaya anondinyaradza owo
[01:03.69] Chaingoda kundichemedza hameno why
[01:07.36] Kundiramba pakutanga zvanga zviri nani
[01:09.66] Asi zvese zvaida ndaimupa wani
[01:12.83] Maisa fanirwa kundirega ndichiperera paari
[01:16.54] Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai owo
[01:22.24] Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione
[01:25.92] Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson owo
[01:31.37] Maisa fanirwa kundirega ndichiperera paari
[01:35.38] Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai owo
[01:40.50] Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione
[01:44.34] Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson owo
[01:49.60] Aindinyepera kuti kumba kwavo ndini mukwasha
[01:53.67] Apa Ndanga ndiri time pusher
[01:55.76] Achindiitisa zvisina basa
[02:00.47] Murudo Ndini ndega ndaifaitira
[02:02.57] Kutopedza nguva yangu ndichitaimira
[02:04.73] Kutoronga ramangwana ndichishingira
[02:08.30] Maisa fanirwa kundirega ndichiperera paari
[02:12.13] Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai owo
[02:17.41] Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione
[02:21.32] Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson owo
[02:26.53] Maisa fanirwa kundirega ndichiperera paari
[02:30.64] Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai owo
[02:35.84] Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione
[02:39.91] Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson owo
[02:45.16] Aitove nechinangwa chekuda kundiparadza
[02:48.48] Chekuda kundisiya andisakadza
[02:50.56] Ndochema ndoshaya anondinyaradza owo
[02:54.39] Chaingoda kundichemedza hameno why
[02:58.07] Kundiramba pakutanga zvanga zviri nani
[03:00.35] Asi zvese zvaida ndaimupa wani
[03:03.58] Maisa fanirwa kundirega ndichiperera paari
[03:07.54] Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai owo
[03:12.72] Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione
[03:16.72] Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson owo
[03:22.28] Maisa fanirwa kundirega ndichiperera paari
[03:26.17] Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai owo
[03:31.34] Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione
[03:35.26] Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson owo
[03:40.75] Aindinyepera kuti kumba kwavo ndini mukwasha
[03:44.54] Apa Ndanga ndiri time pusher
[03:46.30] Achindiitisa zvisina basa
[03:51.16] Murudo Ndini ndega ndaifaitira
[03:53.51] Kutopedza nguva yangu ndichitaimira
[03:55.67] Kutoronga ramangwana ndichishingira
[03:59.03] Maisa fanirwa kundirega ndichiperera paari
[04:02.98] Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai owo
[04:08.31] Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione
[04:12.24] Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson owo
[04:17.42] Maisa fanirwa kundirega ndichiperera paari
[04:21.41] Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai owo
[04:26.67] Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione
[04:30.56] Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson owo
[04:36.35]