Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Mumwe Wangu

๐Ÿ‘ค Killer T โ€ข ๐ŸŽผ Chairman Vol. 2 โ€ข โฑ๏ธ 2:40
๐ŸŽต 1746 characters
โฑ๏ธ 2:40 duration
๐Ÿ†” ID: 12685885

๐Ÿ“œ Lyrics

Uu, uhu, uuhu (Oskid Production)
Hot property, ayanaya for

Ndaida kuti ungozadzisa
Zvawakanga wandisimbisa
Zvawasiya wandirwadzisa
Nenguva yandaka tambisa

Mumwe wangu taive tese tichitambura oh-ooh
Asi nhasi wandisiya
Zvataironga wakanganwa, nekuti zvako zvaita
Mumwe wangu taive tese tichitambura oh-ooh
Asi nhasi wandisiya
Zvataironga wakanganwa, nekuti zvako zvaita

Ndaiti pauchafara ndichafarawo (oh, oo-ohh)
Pauchachema ndichachemawo
Paucha tamba ndichatambawo, asi zvako zvaita
Ndaiti mumwe wangu ndichava newe
Kwauchaenda ndichaenda newe
Mukuchema ndichava newe, asi zvako zvaita

Mumwe wangu taive tese tichitambura oh-ooh
Asi nhasi wandisiya
Zvataironga wakanganwa, nekuti zvako zvaita
Mumwe wangu taive tese tichitambura oh-ooh
Asi nhasi wandisiya
Zvataironga wakanganwa, nekuti zvako zvaita, zvaita

Ndakabva kure ndichisadharara
Ndisingazive zvichaparara
Mumwe wangu otombonyara kundiona semarara
Ndimbozama kuzvishingisa nenguva yandakatambisa
Mumwe wangu warasisa, zvawakanga wandisimbisa

Mumwe wangu taive tese tichitambura oh-ooh
Asi nhasi wandisiya
Zvataironga wakanganwa, nekuti zvako zvaita
Mumwe wangu taive tese tichitambura oh-ooh
Asi nhasi wandisiya
Zvataironga wakanganwa, nekuti zvako zvaita

Ndaida kuti ungozadzisa
Zvawakanga wandisimbisa
Zvawasiya wandirwadzisa
Nenguva yandakatambisa

Mumwe wangu taive tese tichitambura oh-ooh
Asi nhasi wandisiya
Zvataironga wakanganwa, nekuti zvako zvaita
Mumwe wangu taive tese tichitambura oh-ooh
Asi nhasi wandisiya
Zvataironga wakanganwa, nekuti zvako zvaita

Mumwe wangu taive tese tichitambura oh-ooh
Asi nhasi wandisiya
Zvataironga wakanganwa, nekuti zvako zvaita
Mumwe wangu taive tese tichitambura oh-ooh
Asi nhasi wandisiya
Zvataironga wakanganwa, nekuti zvako zvaita

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:01.92] Uu, uhu, uuhu (Oskid Production)
[00:06.25] Hot property, ayanaya for
[00:09.64] Ndaida kuti ungozadzisa
[00:12.12] Zvawakanga wandisimbisa
[00:14.34] Zvawasiya wandirwadzisa
[00:16.80] Nenguva yandaka tambisa
[00:18.30] Mumwe wangu taive tese tichitambura oh-ooh
[00:21.71] Asi nhasi wandisiya
[00:24.02] Zvataironga wakanganwa, nekuti zvako zvaita
[00:27.73] Mumwe wangu taive tese tichitambura oh-ooh
[00:31.19] Asi nhasi wandisiya
[00:33.08] Zvataironga wakanganwa, nekuti zvako zvaita
[00:36.77] Ndaiti pauchafara ndichafarawo (oh, oo-ohh)
[00:40.65] Pauchachema ndichachemawo
[00:42.70] Paucha tamba ndichatambawo, asi zvako zvaita
[00:46.43] Ndaiti mumwe wangu ndichava newe
[00:49.84] Kwauchaenda ndichaenda newe
[00:52.16] Mukuchema ndichava newe, asi zvako zvaita
[00:55.89] Mumwe wangu taive tese tichitambura oh-ooh
[00:59.18] Asi nhasi wandisiya
[01:01.40] Zvataironga wakanganwa, nekuti zvako zvaita
[01:05.59] Mumwe wangu taive tese tichitambura oh-ooh
[01:08.47] Asi nhasi wandisiya
[01:10.55] Zvataironga wakanganwa, nekuti zvako zvaita, zvaita
[01:15.50] Ndakabva kure ndichisadharara
[01:17.39] Ndisingazive zvichaparara
[01:20.03] Mumwe wangu otombonyara kundiona semarara
[01:24.80] Ndimbozama kuzvishingisa nenguva yandakatambisa
[01:29.46] Mumwe wangu warasisa, zvawakanga wandisimbisa
[01:33.39] Mumwe wangu taive tese tichitambura oh-ooh
[01:37.07] Asi nhasi wandisiya
[01:39.19] Zvataironga wakanganwa, nekuti zvako zvaita
[01:43.04] Mumwe wangu taive tese tichitambura oh-ooh
[01:46.10] Asi nhasi wandisiya
[01:48.51] Zvataironga wakanganwa, nekuti zvako zvaita
[01:53.39] Ndaida kuti ungozadzisa
[01:55.71] Zvawakanga wandisimbisa
[01:58.02] Zvawasiya wandirwadzisa
[02:00.40] Nenguva yandakatambisa
[02:02.03] Mumwe wangu taive tese tichitambura oh-ooh
[02:05.05] Asi nhasi wandisiya
[02:07.40] Zvataironga wakanganwa, nekuti zvako zvaita
[02:11.02] Mumwe wangu taive tese tichitambura oh-ooh
[02:14.63] Asi nhasi wandisiya
[02:16.65] Zvataironga wakanganwa, nekuti zvako zvaita
[02:20.73] Mumwe wangu taive tese tichitambura oh-ooh
[02:23.96] Asi nhasi wandisiya
[02:25.80] Zvataironga wakanganwa, nekuti zvako zvaita
[02:30.09] Mumwe wangu taive tese tichitambura oh-ooh
[02:33.25] Asi nhasi wandisiya
[02:35.78] Zvataironga wakanganwa, nekuti zvako zvaita
[02:39.19]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings