Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Munamato

๐Ÿ‘ค Killer T โ€ข ๐ŸŽผ Singles โ€ข โฑ๏ธ 2:22
๐ŸŽต 1638 characters
โฑ๏ธ 2:22 duration
๐Ÿ†” ID: 12685886

๐Ÿ“œ Lyrics

Ayanaya for
Killer T
Em,popopo

Nyatsomhanya iwe usambobatika
Nyatsofamba iwe tinosvika
Nyatsoshanda iwe wotozvisimbisa
Nyatsofaya iwe tinosvika

Iwo munamato mukurukuru
Ndiwo wakaitwa namai vake
Vakati, "Mwanangu wee, iwe zvandakuzvara kura uone"
Iwo munamato mukurukuru
Ndiwo wakaitwa namai vake
Vakati, "Mwanangu wee, iwe zvandakuzvara kura uone"

Vakanditi kura uzvionere
Asi ndapota undigonere
Zvikanetsa siya uzvionere
Nekuti wenyama haungamugonere
Vavengi varipo uvagonere
Tsamba yekudenga uvanyorere
Vakataura siya zvipundure
Ndapota mwanangu usandigumbure

Iwo munamato mukurukuru
Ndiwo wakaitwa namai vake
Vakati, "Mwanangu wee, iwe zvandakuzvara kura uone"
Iwo munamato mukurukuru
Ndiwo wakaitwa namai vake
Vakati, "Mwanangu wee, iwe zvandakuzvara kura uone"

Usacheme zvako,uchachengetwa
Minamato yekudenga yese inosvika
Vakakwira iwe wotozvidzikisa
Kuti vekwako vachakusimbisa
Nyatso faya,nyangwe wega usamire
Mukufamba musandityire
Nyangwe zvikanetsa sei handimire
Jehovah wekudenga musandisiye

Iwo munamato mukurukuru
Ndiwo wakaitwa namai vake
Vakati, "Mwanangu wee, iwe zvandakuzvara kura uone"
Iwo munamato mukurukuru
Ndiwo wakaitwa namai vake
Vakati, "Mwanangu wee, iwe zvandakuzvara kura uone"

Vakanditi kura uzvionere
Asi ndapotawo undigonere
Zvikanetsa siya uzvionere
Nekuti wenyama haungamugonere
Vavengi varipo uvagonere
Tsamba yekudenga uvanyorere
Vakataura siya zvipundure
Ndapota mwana wangu usandigumbure

Iwo munamato mukurukuru
Ndiwo wakaitwa namai vake
Vakati, "Mwanangu wee, iwe zvandakuzvara kura uone"
Iwo munamato mukurukuru
Ndiwo wakaitwa namai vake
Vakati, "Mwanangu wee, iwe zvandakuzvara kura uone"

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:01.53] Ayanaya for
[00:03.96] Killer T
[00:06.26] Em,popopo
[00:08.99] Nyatsomhanya iwe usambobatika
[00:11.52] Nyatsofamba iwe tinosvika
[00:13.58] Nyatsoshanda iwe wotozvisimbisa
[00:15.68] Nyatsofaya iwe tinosvika
[00:18.46] Iwo munamato mukurukuru
[00:20.63] Ndiwo wakaitwa namai vake
[00:22.63] Vakati, "Mwanangu wee, iwe zvandakuzvara kura uone"
[00:27.14] Iwo munamato mukurukuru
[00:28.97] Ndiwo wakaitwa namai vake
[00:31.35] Vakati, "Mwanangu wee, iwe zvandakuzvara kura uone"
[00:35.99] Vakanditi kura uzvionere
[00:38.08] Asi ndapota undigonere
[00:40.13] Zvikanetsa siya uzvionere
[00:42.46] Nekuti wenyama haungamugonere
[00:44.80] Vavengi varipo uvagonere
[00:47.27] Tsamba yekudenga uvanyorere
[00:49.18] Vakataura siya zvipundure
[00:51.41] Ndapota mwanangu usandigumbure
[00:53.97] Iwo munamato mukurukuru
[00:56.00] Ndiwo wakaitwa namai vake
[00:58.25] Vakati, "Mwanangu wee, iwe zvandakuzvara kura uone"
[01:02.44] Iwo munamato mukurukuru
[01:04.85] Ndiwo wakaitwa namai vake
[01:06.87] Vakati, "Mwanangu wee, iwe zvandakuzvara kura uone"
[01:11.37] Usacheme zvako,uchachengetwa
[01:13.64] Minamato yekudenga yese inosvika
[01:15.78] Vakakwira iwe wotozvidzikisa
[01:17.77] Kuti vekwako vachakusimbisa
[01:20.38] Nyatso faya,nyangwe wega usamire
[01:22.23] Mukufamba musandityire
[01:24.63] Nyangwe zvikanetsa sei handimire
[01:27.08] Jehovah wekudenga musandisiye
[01:29.66] Iwo munamato mukurukuru
[01:31.42] Ndiwo wakaitwa namai vake
[01:33.77] Vakati, "Mwanangu wee, iwe zvandakuzvara kura uone"
[01:38.42] Iwo munamato mukurukuru
[01:40.56] Ndiwo wakaitwa namai vake
[01:42.50] Vakati, "Mwanangu wee, iwe zvandakuzvara kura uone"
[01:47.17] Vakanditi kura uzvionere
[01:49.33] Asi ndapotawo undigonere
[01:51.46] Zvikanetsa siya uzvionere
[01:53.66] Nekuti wenyama haungamugonere
[01:55.91] Vavengi varipo uvagonere
[01:58.29] Tsamba yekudenga uvanyorere
[02:00.03] Vakataura siya zvipundure
[02:02.32] Ndapota mwana wangu usandigumbure
[02:05.07] Iwo munamato mukurukuru
[02:07.12] Ndiwo wakaitwa namai vake
[02:09.33] Vakati, "Mwanangu wee, iwe zvandakuzvara kura uone"
[02:13.84] Iwo munamato mukurukuru
[02:16.23] Ndiwo wakaitwa namai vake
[02:18.39] Vakati, "Mwanangu wee, iwe zvandakuzvara kura uone"
[02:22.40]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings