Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Samatenga

๐Ÿ‘ค Simon Chimbetu & Orchestra Dendera Kings โ€ข ๐ŸŽผ African Panorama Chapter 2 โ€ข โฑ๏ธ 8:09
๐ŸŽต 2134 characters
โฑ๏ธ 8:09 duration
๐Ÿ†” ID: 12686270

๐Ÿ“œ Lyrics

Toubvunza mubvunzo uya kumatenga
Isu toubvunza chete toubvunza
Kuti sei Mwari muchitipa nguva yakaoma?
Koo hama dzedu dzinotisiya dziripiko?
Imi munovaisa nyika ipi iri kure?

Uko kwavanogara vasingagone kutaura nesu
Uko kwavanosvika vasingagone kunyora tsamba
Kuti hama dzangu ndakafamba zvakanaka
Nyika yandiri ndigere hangu zvakanaka
Asi rokwe rangu remavara chengetai

Nokuti ndiri mushishi kukumbira kuvatongi
Kuti vandipe gwara ndidzokere kwandakabva
Nokuti ndakasiya vana vangu vese
(Hona) ndasuwa mwana wangu gotwe
(Inini) ndasuwa mwana wangu gotwe
(Hona) ndasuwa mwana wangu gotwe, eeh

Toubvunza mubvunzo uya kumatenga
Isu toubvunza chete toubvunza
Kuti sei Mwari muchitipa nguva yakaoma?
Koo hama dzedu dzinotisiya dziripiko?
Imi munovaisa nyika ipi iri kure?

Uko kwavanogara vasingagone kutaura nesu
Uko kwavanosvika vasingagone kunyora tsamba
Kuti hama dzangu ndakafamba zvakanaka
Nyika yandiri ndigere hangu zvakanaka

Asi rokwe rangu remavara chengetai
Nokuti ndiri mushishi kukumbira kuvatongi
Kuti vandipe gwara ndidzokere kwandakabva
Nokuti ndakasiya vana vangu vese

(Hona) ndasuwa mwana wangu gotwe
(Inini) ndasuwa mwana wangu gotwe
(Hona) ndasuwa mwana wangu gotwe
(Inini) ndasuwa mwana wangu gotwe
(Hona) ndasuwa mwana wangu gotwe, inini, eeh

Toubvunza mubvunzo uya kumatenga
Isu toubvunza chete toubvunza
Kuti sei Mwari muchitipa nguva yakaoma?
Koo hama dzedu dzinotisiya dziripiko?
Imi munovaisa nyika ipi iri kure?

Uko kwavanogara vasingagone kutaura nesu
Uko kwavanosvika vasingagone kunyora tsamba
Kuti hama dzangu ndakafamba zvakanaka
Nyika yandiri ndigere hangu zvakanaka
Asi rokwe rangu remavara chengetai

Nokuti ndiri mushishi kukumbira kuvatongi
Kuti vandipe gwara ndidzokere kwandakabva
Nokuti ndakasiya vana vangu vese
(Hona) ndasuwa mwana wangu gotwe
(Yuwi, yuwi) ndasuwa mwana wangu gotwe

(Hona) ndasuwa mwana wangu gotwe
(Yuwi, yuwi) ndasuwa mwana wangu gotwe
(Hona) ndasuwa mwana wangu gotwe
(Ini, ini) ndasuwa mwana wangu gotwe, eeh

Toubvunza mubvunzo uya kumatenga
Isu toubvunza chete toubvunza
Kuti sei Mwari muchitipa nguva yakaoma?
Koo hama dzedu dzinotisiya dziripiko?
Imi munovaisa -

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:23.85] Toubvunza mubvunzo uya kumatenga
[00:27.44] Isu toubvunza chete toubvunza
[00:31.49] Kuti sei Mwari muchitipa nguva yakaoma?
[00:35.44] Koo hama dzedu dzinotisiya dziripiko?
[00:39.41] Imi munovaisa nyika ipi iri kure?
[00:42.99] Uko kwavanogara vasingagone kutaura nesu
[00:46.95] Uko kwavanosvika vasingagone kunyora tsamba
[00:50.12] Kuti hama dzangu ndakafamba zvakanaka
[00:54.62] Nyika yandiri ndigere hangu zvakanaka
[00:58.44] Asi rokwe rangu remavara chengetai
[01:02.38] Nokuti ndiri mushishi kukumbira kuvatongi
[01:06.14] Kuti vandipe gwara ndidzokere kwandakabva
[01:10.18] Nokuti ndakasiya vana vangu vese
[01:13.74] (Hona) ndasuwa mwana wangu gotwe
[01:17.94] (Inini) ndasuwa mwana wangu gotwe
[01:21.79] (Hona) ndasuwa mwana wangu gotwe, eeh
[01:29.84]
[01:56.89] Toubvunza mubvunzo uya kumatenga
[02:00.35] Isu toubvunza chete toubvunza
[02:03.94] Kuti sei Mwari muchitipa nguva yakaoma?
[02:08.01] Koo hama dzedu dzinotisiya dziripiko?
[02:11.83] Imi munovaisa nyika ipi iri kure?
[02:15.67] Uko kwavanogara vasingagone kutaura nesu
[02:19.55] Uko kwavanosvika vasingagone kunyora tsamba
[02:23.65] Kuti hama dzangu ndakafamba zvakanaka
[02:27.10] Nyika yandiri ndigere hangu zvakanaka
[02:31.17] Asi rokwe rangu remavara chengetai
[02:35.10] Nokuti ndiri mushishi kukumbira kuvatongi
[02:39.19] Kuti vandipe gwara ndidzokere kwandakabva
[02:42.86] Nokuti ndakasiya vana vangu vese
[02:46.88] (Hona) ndasuwa mwana wangu gotwe
[02:50.47] (Inini) ndasuwa mwana wangu gotwe
[02:54.42] (Hona) ndasuwa mwana wangu gotwe
[02:58.32] (Inini) ndasuwa mwana wangu gotwe
[03:02.27] (Hona) ndasuwa mwana wangu gotwe, inini, eeh
[03:10.63]
[04:30.66] Toubvunza mubvunzo uya kumatenga
[04:34.05] Isu toubvunza chete toubvunza
[04:37.77] Kuti sei Mwari muchitipa nguva yakaoma?
[04:41.81] Koo hama dzedu dzinotisiya dziripiko?
[04:45.46] Imi munovaisa nyika ipi iri kure?
[04:49.58] Uko kwavanogara vasingagone kutaura nesu
[04:53.26] Uko kwavanosvika vasingagone kunyora tsamba
[04:57.15] Kuti hama dzangu ndakafamba zvakanaka
[05:00.93] Nyika yandiri ndigere hangu zvakanaka
[05:04.74] Asi rokwe rangu remavara chengetai
[05:08.70] Nokuti ndiri mushishi kukumbira kuvatongi
[05:12.68] Kuti vandipe gwara ndidzokere kwandakabva
[05:16.34] Nokuti ndakasiya vana vangu vese
[05:20.40] (Hona) ndasuwa mwana wangu gotwe
[05:23.74] (Yuwi, yuwi) ndasuwa mwana wangu gotwe
[05:27.58] (Hona) ndasuwa mwana wangu gotwe
[05:31.31] (Yuwi, yuwi) ndasuwa mwana wangu gotwe
[05:35.56] (Hona) ndasuwa mwana wangu gotwe
[05:39.05] (Ini, ini) ndasuwa mwana wangu gotwe, eeh
[05:47.71]
[07:48.96] Toubvunza mubvunzo uya kumatenga
[07:52.42] Isu toubvunza chete toubvunza
[07:56.15] Kuti sei Mwari muchitipa nguva yakaoma?
[08:00.23] Koo hama dzedu dzinotisiya dziripiko?
[08:03.82] Imi munovaisa -
[08:06.94]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings