Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Tivake Musha

๐Ÿ‘ค Killer T โ€ข ๐ŸŽผ Tiri Vemuma Streets 2 โ€ข โฑ๏ธ 3:03
๐ŸŽต 1346 characters
โฑ๏ธ 3:03 duration
๐Ÿ†” ID: 12686562

๐Ÿ“œ Lyrics

On it producer
Anaya for
Mudiwa wangu inini ndinokuda ini (Major, aha-a)
Mudiwa wangu inini ndinokuda

Ndakakupfimba ukandiudza
Ukati unondida sezvandokuitawo
Ngatisamire, ita tiyende
Mudiwa ndinokudawo kana uchindida iwewe bhebhi

Aiwa haiwa ndiri kutoda nezvako
Saka chitongoda nezvangu tivake musha
Aiwa haiwa ndiri kutoda nezvako
Saka chitongoda nezvangu tivake musha

Siyana neavo vakakurwadzisa paye-paye
Inini ndauya, aihwa ndichakuchengeta
Ndichakudawo, uchandidawo
Zvichazorwadza vakawanda vaona uchi-glower
Nekuti inini pauri handibve
Kusvika zvayendwa
Inini ndokuda

Aiwa haiwa ndiri kutoda nezvako
Saka chitongoda nezvangu tivake musha
Aiwa haiwa ndiri kutoda nezvako
Saka chitongoda nezvangu tivake musha

Zvinoda kuzonzi madadisa
Vaperekedzi masimbisa
Amai vachipururudza
Jongwe richikukurudza kumutsa muroora
Iwewe baby wauya kumba
Uchiona tete

Aiwa haiwa ndiri kutoda nezvako
Saka chitongoda nezvangu tivake musha
Aiwa haiwa ndiri kutoda nezvako
Saka chitongoda nezvangu tivake musha

Siyana neavo vakakurwadzisa paye paye
Inini ndauya, aihwa ndichakuchengeta
Ndichakudawo, uchandidawo
Zvichazorwadza vakawanda vaona uchi-glower
Nekuti inini pauri handibve
Kusvika zvayendwa
Inini ndokuda

Aiwa haiwa ndiri kutoda nezvako
Saka chitongoda nezvangu tivake musha
Aiwa haiwa ndiri kutoda nezvako
Saka chitongoda nezvangu tivake musha

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:00.02] On it producer
[00:01.48] Anaya for
[00:02.25] Mudiwa wangu inini ndinokuda ini (Major, aha-a)
[00:06.02] Mudiwa wangu inini ndinokuda
[00:09.21] Ndakakupfimba ukandiudza
[00:13.22] Ukati unondida sezvandokuitawo
[00:17.29] Ngatisamire, ita tiyende
[00:21.57] Mudiwa ndinokudawo kana uchindida iwewe bhebhi
[00:27.65] Aiwa haiwa ndiri kutoda nezvako
[00:31.44] Saka chitongoda nezvangu tivake musha
[00:35.71] Aiwa haiwa ndiri kutoda nezvako
[00:39.75] Saka chitongoda nezvangu tivake musha
[00:44.90] Siyana neavo vakakurwadzisa paye-paye
[00:48.58] Inini ndauya, aihwa ndichakuchengeta
[00:52.76] Ndichakudawo, uchandidawo
[00:56.58] Zvichazorwadza vakawanda vaona uchi-glower
[01:00.94] Nekuti inini pauri handibve
[01:04.88] Kusvika zvayendwa
[01:07.02] Inini ndokuda
[01:09.25] Aiwa haiwa ndiri kutoda nezvako
[01:12.86] Saka chitongoda nezvangu tivake musha
[01:17.32] Aiwa haiwa ndiri kutoda nezvako
[01:21.15] Saka chitongoda nezvangu tivake musha
[01:25.25] Zvinoda kuzonzi madadisa
[01:27.33] Vaperekedzi masimbisa
[01:29.28] Amai vachipururudza
[01:31.54] Jongwe richikukurudza kumutsa muroora
[01:35.79] Iwewe baby wauya kumba
[01:40.22] Uchiona tete
[01:42.14] Aiwa haiwa ndiri kutoda nezvako
[01:45.98] Saka chitongoda nezvangu tivake musha
[01:50.55] Aiwa haiwa ndiri kutoda nezvako
[01:54.13] Saka chitongoda nezvangu tivake musha
[01:59.43] Siyana neavo vakakurwadzisa paye paye
[02:02.88] Inini ndauya, aihwa ndichakuchengeta
[02:07.15] Ndichakudawo, uchandidawo
[02:11.25] Zvichazorwadza vakawanda vaona uchi-glower
[02:15.37] Nekuti inini pauri handibve
[02:19.32] Kusvika zvayendwa
[02:21.51] Inini ndokuda
[02:23.81] Aiwa haiwa ndiri kutoda nezvako
[02:27.45] Saka chitongoda nezvangu tivake musha
[02:31.96] Aiwa haiwa ndiri kutoda nezvako
[02:35.62] Saka chitongoda nezvangu tivake musha
[02:40.42]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings