Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Vagara Vanovenga

๐Ÿ‘ค Killer T โ€ข ๐ŸŽผ Chairman Vol. 2 โ€ข โฑ๏ธ 3:09
๐ŸŽต 2162 characters
โฑ๏ธ 3:09 duration
๐Ÿ†” ID: 12686622

๐Ÿ“œ Lyrics

Hoty property (Kenako music)
Oskid saka Super
Nyatsocheka ma-settings ma-runnings
Kodasi ayana for real

Kunyangwe ukagona
Kunyangwe ukatadza,zvinenge zvakakango fanana
Havakwanise kutenda nyangwe pati shanda, vanenge vachiti hapana

Vagara vanonogovenga ava
Kunyangwe ukagona zvakaitasei
Vagara vanongo venga ava (ooh)
Vanomirira pawatadza votaura
Vagara vanonogovenga ava
Kunyangwe ukagona zvakaitasei
Vagara vanongo venga ava (ooh)
Vanomirira pawatadza votaura

Zvimwe kuda mweya yetsvina here yakavagara
Pamwe zvima-demon
Pandinogona, havaoni mapofu
Kuita hwa-Judah hwekunotengesa Jesu
Ndoda kubvunza anga amutadzireiko?
Irwo rwuvengo irworwu rwabva nepiko
Ndoda kubvunza zvichakusvitsa kupiko
Kungomirira pandatadza motaura?

Vagara vanonogovenga ava
Kunyangwe ukagona zvakaitasei
Vagara vanongo venga ava (ooh)
Vanomirira pawatadza votaura
Vagara vanonogovenga ava
Kunyangwe ukagona zvakaitasei
Vagara vanongo venga ava (ooh)
Vanomirira pawatadza votaura

Ko sei vachinyanyo ona zvakaipa
Munhu, munhu anoona zvakaipa
Kuzvishandira handione chaipa
Asi unoona moyo yavo ichibaika
Asi ingawani handinei navo
Endefuti handiraramire ivo
Mweya wekufema handikumbire kwavari
Zvandinoshaya ndino chema kuna-Mwari

Vagara vanonogovenga ava
Kunyangwe ukagona zvakaitasei
Vagara vanongo venga ava (ooh)
Vanomirira pawatadza votaura
Vagara vanonogovenga ava
Kunyangwe ukagona zvakaitasei
Vagara vanongo venga ava (ooh)
Vanomirira pawatadza votaura

Zvimwe kuda mweya yetsvina here yakavagara
Pamwe zvima-demon
Pandinogona, havaoni mapofu
Kuita hwa-Judah hwekunotengesa Jesu
Ndoda kubvunza anga amutadzireiko
Irwo rwuvengo irworwu rwabva nepiko
Ndoda kubvunza zvichakusvitsa kupiko
Kungomirira pandatadza motaura

Vagara vanonogovenga ava
Kunyangwe ukagona zvakaitasei
Vagara vanongo venga ava (ooh)
Vanomirira pawatadza votaura
Vagara vanonogovenga ava
Kunyangwe ukagona zvakaitasei
Vagara vanongo venga ava (ooh)
Vanomirira pawatadza votaura

Vagara vanonogovenga ava
Kunyangwe ukagona zvakaitasei
Vagara vanongo venga ava (ooh)
Vanomirira pawatadza votaura
Vagara vanonogovenga ava
Vagara vanonogovenga ava
Vagara vanongo venga ava (ooh)
Vanomirira pawatadza votaura

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:00.12] Hoty property (Kenako music)
[00:02.66] Oskid saka Super
[00:05.17] Nyatsocheka ma-settings ma-runnings
[00:09.25] Kodasi ayana for real
[00:11.76] Kunyangwe ukagona
[00:13.40] Kunyangwe ukatadza,zvinenge zvakakango fanana
[00:16.47] Havakwanise kutenda nyangwe pati shanda, vanenge vachiti hapana
[00:22.23] Vagara vanonogovenga ava
[00:24.40] Kunyangwe ukagona zvakaitasei
[00:27.07] Vagara vanongo venga ava (ooh)
[00:29.15] Vanomirira pawatadza votaura
[00:31.42] Vagara vanonogovenga ava
[00:34.40] Kunyangwe ukagona zvakaitasei
[00:36.76] Vagara vanongo venga ava (ooh)
[00:39.21] Vanomirira pawatadza votaura
[00:41.17] Zvimwe kuda mweya yetsvina here yakavagara
[00:43.91] Pamwe zvima-demon
[00:46.36] Pandinogona, havaoni mapofu
[00:48.38] Kuita hwa-Judah hwekunotengesa Jesu
[00:50.79] Ndoda kubvunza anga amutadzireiko?
[00:53.37] Irwo rwuvengo irworwu rwabva nepiko
[00:55.70] Ndoda kubvunza zvichakusvitsa kupiko
[00:57.13] Kungomirira pandatadza motaura?
[01:00.91] Vagara vanonogovenga ava
[01:03.41] Kunyangwe ukagona zvakaitasei
[01:05.18] Vagara vanongo venga ava (ooh)
[01:08.20] Vanomirira pawatadza votaura
[01:10.55] Vagara vanonogovenga ava
[01:13.25] Kunyangwe ukagona zvakaitasei
[01:15.25] Vagara vanongo venga ava (ooh)
[01:17.55] Vanomirira pawatadza votaura
[01:20.28] Ko sei vachinyanyo ona zvakaipa
[01:22.62] Munhu, munhu anoona zvakaipa
[01:24.92] Kuzvishandira handione chaipa
[01:27.33] Asi unoona moyo yavo ichibaika
[01:29.78] Asi ingawani handinei navo
[01:32.23] Endefuti handiraramire ivo
[01:34.20] Mweya wekufema handikumbire kwavari
[01:36.92] Zvandinoshaya ndino chema kuna-Mwari
[01:39.33] Vagara vanonogovenga ava
[01:42.38] Kunyangwe ukagona zvakaitasei
[01:44.07] Vagara vanongo venga ava (ooh)
[01:46.75] Vanomirira pawatadza votaura
[01:49.19] Vagara vanonogovenga ava
[01:51.83] Kunyangwe ukagona zvakaitasei
[01:54.07] Vagara vanongo venga ava (ooh)
[01:56.36] Vanomirira pawatadza votaura
[01:58.85] Zvimwe kuda mweya yetsvina here yakavagara
[02:01.23] Pamwe zvima-demon
[02:03.95] Pandinogona, havaoni mapofu
[02:05.94] Kuita hwa-Judah hwekunotengesa Jesu
[02:08.30] Ndoda kubvunza anga amutadzireiko
[02:11.16] Irwo rwuvengo irworwu rwabva nepiko
[02:13.37] Ndoda kubvunza zvichakusvitsa kupiko
[02:16.12] Kungomirira pandatadza motaura
[02:18.48] Vagara vanonogovenga ava
[02:21.05] Kunyangwe ukagona zvakaitasei
[02:23.11] Vagara vanongo venga ava (ooh)
[02:25.53] Vanomirira pawatadza votaura
[02:28.21] Vagara vanonogovenga ava
[02:30.98] Kunyangwe ukagona zvakaitasei
[02:32.89] Vagara vanongo venga ava (ooh)
[02:35.19] Vanomirira pawatadza votaura
[02:37.50] Vagara vanonogovenga ava
[02:40.52] Kunyangwe ukagona zvakaitasei
[02:42.14] Vagara vanongo venga ava (ooh)
[02:45.18] Vanomirira pawatadza votaura
[02:47.15] Vagara vanonogovenga ava
[02:52.24] Vagara vanonogovenga ava
[02:57.20] Vagara vanongo venga ava (ooh)
[02:59.89] Vanomirira pawatadza votaura
[03:02.02]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings