Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Mbiri

๐Ÿ‘ค Tembalami โ€ข ๐ŸŽผ Mbiri โ€ข โฑ๏ธ 5:13
๐ŸŽต 2328 characters
โฑ๏ธ 5:13 duration
๐Ÿ†” ID: 12717508

๐Ÿ“œ Lyrics

Jehovah zvoshamisa
Jehovah zvoshamisa
Jehovah zvoshamisa
Jehovah zvoshamisa

I won't be afraid, for you are my refugee
My strong tower, oh God
I won't cry no more
Ndimi simba rangu musimbisi wehana yangu Baba
Ndimi munobvisa misodzi yangu
Ndimi munoshandura rungano rwehupenyu hwangu
Ndimi munobvisa misodzi yangu
Ndimi munoshandura rungano rwehupenyu hwangu

Pihwai mbiri munodadida
Pihwai mbiri mutsvene, Jehovah zvoshamisa
Jehovah zvoshamisa

Makafanira rumbidzo yangu Mwari
Mamuri Ishe ndawana hupenyu
Handaifanira kurarama kusvika nhasi
But You came, died and rose again for me

Ndimi munobvisa misodzi yangu (Ndimi munobvisa misodzi yangu)
Ndimi munoshandura rungano rwehupenyu hwangu (Munoshandura rungano)
Ndimi munobvisa misodzi yangu (Ndimi munobvisa misodzi yangu)
Ndimi munoshandura rungano rwehupenyu hwangu

Pihwai mbiri munodadisa (Mwari munondidadisa)
Pihwai mbiri mutsvene, Jehovah zvoshamisa (Jehovah zvoshamisa)
Jehovah zvoshamisa (zvoshamisa, oh, yeah)
Pihwai mbiri munodadisa (munondidadisa)
Pihwai mbiri mutsvene (Jehovah) Jehovah zvoshamisa (Jehovah)
Munondishamisa (munondishamisa) imi Jehovah (Jehovah zvoshamisa)
Munondishamisa (munoshamisa) imi Jehovah

You are glorious, we glorify your name oh Jehovah
Jehovah zvoshamisa (Jehovah) Jehovah zvoshamisa
You are Mighty God, mighty is your name, oh Jehovah
Jehovah zvoshamisa (Jehovah) Jehovah zvoshamisa
Oh-oh-oh Jehovah
Jehovah zvoshamisa (Jehovah) Jehovah zvoshamisa
Oh-oh-oh Jehovah

Pihwai mbiri munodadisa (Pihwai mbiri Jehovah)
Pihwai mbiri mutsvene (Pihwai mbiri Jehovah)
(Makafanira mbiri hee) Jehovah zvoshamisa
There's nobody like the Lord in all the earth
There's nobody like the Lord in all the earth (Jehovah zvoshamisa)
There's nobody like the Lord in all the earth
Nobody, nobody, nobody, nobody, nobody, oh

Pihwai mbiri munodadisa
Pihwai mbiri mutsvene (muri mutsvene, muri mutsvene) Jehovah zvoshamisa
Munondishamisa imi Jehovah (imi Munondishamisa imi) Jehovah zvoshamisa
Munondishamisa imi Jehovah (Munondishamisa imi) Jehovah zvoshamisa
Munondishamisa imi Jehovah (Munondishamisa) Jehovah zvoshamisa

Munondishamisa imi Jehovah (there's nobody)
(Like you Lord in all the earth) Jehovah zvoshamisa
Munondishamisa imi Jehovah (nobody, nobody)
(Nobody, nobody, nobody) Jehovah zvoshamisa
Munondishamisa imi Jehovah (Jehovah zvoshamisa)

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:00.19] Jehovah zvoshamisa
[00:02.93] Jehovah zvoshamisa
[00:11.77] Jehovah zvoshamisa
[00:14.56] Jehovah zvoshamisa
[00:24.55] I won't be afraid, for you are my refugee
[00:32.23] My strong tower, oh God
[00:36.45] I won't cry no more
[00:39.14] Ndimi simba rangu musimbisi wehana yangu Baba
[00:48.60] Ndimi munobvisa misodzi yangu
[00:54.46] Ndimi munoshandura rungano rwehupenyu hwangu
[01:00.57] Ndimi munobvisa misodzi yangu
[01:06.32] Ndimi munoshandura rungano rwehupenyu hwangu
[01:11.88] Pihwai mbiri munodadida
[01:17.75] Pihwai mbiri mutsvene, Jehovah zvoshamisa
[01:27.71] Jehovah zvoshamisa
[01:35.13] Makafanira rumbidzo yangu Mwari
[01:41.81] Mamuri Ishe ndawana hupenyu
[01:46.87] Handaifanira kurarama kusvika nhasi
[01:53.29] But You came, died and rose again for me
[01:59.19] Ndimi munobvisa misodzi yangu (Ndimi munobvisa misodzi yangu)
[02:04.89] Ndimi munoshandura rungano rwehupenyu hwangu (Munoshandura rungano)
[02:10.62] Ndimi munobvisa misodzi yangu (Ndimi munobvisa misodzi yangu)
[02:16.53] Ndimi munoshandura rungano rwehupenyu hwangu
[02:22.08] Pihwai mbiri munodadisa (Mwari munondidadisa)
[02:27.85] Pihwai mbiri mutsvene, Jehovah zvoshamisa (Jehovah zvoshamisa)
[02:38.25] Jehovah zvoshamisa (zvoshamisa, oh, yeah)
[02:45.30] Pihwai mbiri munodadisa (munondidadisa)
[02:51.39] Pihwai mbiri mutsvene (Jehovah) Jehovah zvoshamisa (Jehovah)
[02:58.12] Munondishamisa (munondishamisa) imi Jehovah (Jehovah zvoshamisa)
[03:04.09] Munondishamisa (munoshamisa) imi Jehovah
[03:09.25] You are glorious, we glorify your name oh Jehovah
[03:16.33] Jehovah zvoshamisa (Jehovah) Jehovah zvoshamisa
[03:21.11] You are Mighty God, mighty is your name, oh Jehovah
[03:28.22] Jehovah zvoshamisa (Jehovah) Jehovah zvoshamisa
[03:32.49] Oh-oh-oh Jehovah
[03:39.67] Jehovah zvoshamisa (Jehovah) Jehovah zvoshamisa
[03:44.45] Oh-oh-oh Jehovah
[03:55.24] Pihwai mbiri munodadisa (Pihwai mbiri Jehovah)
[04:01.81] Pihwai mbiri mutsvene (Pihwai mbiri Jehovah)
[04:05.26] (Makafanira mbiri hee) Jehovah zvoshamisa
[04:08.00] There's nobody like the Lord in all the earth
[04:11.18] There's nobody like the Lord in all the earth (Jehovah zvoshamisa)
[04:14.16] There's nobody like the Lord in all the earth
[04:17.38] Nobody, nobody, nobody, nobody, nobody, oh
[04:18.94] Pihwai mbiri munodadisa
[04:25.09] Pihwai mbiri mutsvene (muri mutsvene, muri mutsvene) Jehovah zvoshamisa
[04:31.82] Munondishamisa imi Jehovah (imi Munondishamisa imi) Jehovah zvoshamisa
[04:37.85] Munondishamisa imi Jehovah (Munondishamisa imi) Jehovah zvoshamisa
[04:43.66] Munondishamisa imi Jehovah (Munondishamisa) Jehovah zvoshamisa
[04:49.52] Munondishamisa imi Jehovah (there's nobody)
[04:53.16] (Like you Lord in all the earth) Jehovah zvoshamisa
[04:55.35] Munondishamisa imi Jehovah (nobody, nobody)
[04:59.13] (Nobody, nobody, nobody) Jehovah zvoshamisa
[05:01.18] Munondishamisa imi Jehovah (Jehovah zvoshamisa)
[05:05.04]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings