Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Chiramwiwa

๐Ÿ‘ค Jah Prayzah โ€ข ๐ŸŽผ Hokoyo โ€ข โฑ๏ธ 5:17
๐ŸŽต 2468 characters
โฑ๏ธ 5:17 duration
๐Ÿ†” ID: 12758093

๐Ÿ“œ Lyrics

Mwanangu (mwanangu, mwanangu, mwanangu)
Milli (Milli, Milli, Milli)
Mwanangu (mwanangu, mwanangu, mwanangu)

Mwanangu (mwanangu, mwanangu)
Mwanangu Chiramwiwa
Enda, nechipo chawapiwa
Asi usakanganwa nzira yekumba
Mwanangu (mwanangu, mwanangu)
Mwanangu Chiramwiwa
Enda, nechipo chawapiwa
Asi usakanganwa nzira yekumba

Dzoka kumba, huya ndikubaire gwayana
Dzoka mwana
Chimwe chana
Chimwe chana changu chakarova chana
Chimwe chana
Dzoka kumba, huya ndikubaire gwayana
Dzoka mwana
Chimwe chana
Chimwe chana changu chakarova chana
Chimwe chana

Mwanangu (mwanangu, mwanangu)
Chero tikapara pasi senjiva
Chero ndakuona rimwe rezuva
Chiramwiwa

Mwanangu (mwanangu)
Kuti uzowana chako cheziya
Uchatanga watokumbira mweya
Chiramwiwa

Aika zve mwanangu
Chiramwiwa
Chiramwiwa
Aika zve mwanangu

Dzoka kumba, huya ndikubaire gwayana
Dzoka mwana
Chimwe chana
Chimwe chana changu chakarova chana
Chimwe chana
Dzoka kumba, huya ndikubaire gwayana
Dzoka mwana
Chimwe chana
Chimwe chana changu chakarova chana
Chimwe chana

Ndakabara ndikarera ndega
Ndakabara ndikarera ndega
Ndatetereka, Nedzimwe nyika
Ndikati inzwai mai sarai
Ndikati inzwai mai sarai
Ini ndamberereka, ndedzimwe nyika
Ndikati inzwai mai sarai
Ndikati inzwai mai sarai
Ndatetereka nedzimwe nyika
Inzwai mai sarai, ndikati inzwai

Ndakabara ndikarera ndega (ndakabara ndikarera ndega)
Ndakabara ndikarera ndega (ndakabara ndikarera ndega)
Ndakabara ndikarera ndega (ndakabara ndikarera ndega)
Ndakabara ndikarera ndega (ndakabara ndikarera ndega)
Maiti kumba kune nhamo

Dzoka kumba, (mwanangu) huya ndikubaire gwayana, dzoka mwana
Inga ndimi maiti ramba uchizama (chimwe chana) chana
Chimwe chana changu chakarova chana (chimwe chana)
Uchapepuka tazopesana (dzoka kumba) mwanangu huya ndikubaire gwayana
Dzoka mwana
Uchapepuka tapesana (chimwe chana)
Mwanangu (chimwe chana changu chakarova chana)
Chimwe chana

Asi ndiwe here, ndiwe, ndiwe nyakutumbura ndiwe?
Asi ndiwe here, ndiwe, ndiwe nyakutumbura ndiwe?
Asi ndiwe here, ndiwe, ndiwe nyakutumbura ndiwe?
Asi ndiwe here, ndiwe, ndiwe nyakutumbura ndiwe?
Uchapepuka tazopesana

Dzoka kumba, (mwanangu) huya ndikubaire (baire gwayana) gwayana
Dzoka mwana (ahhh)
Maiti kumba kune nhamo (chimwe chana) mwana
(Chimwe chana changu) changu chakarova chana
(Chimwe chana) chana, chana
(Dzoka kumba) mwana huya ndikubaire gwayana
Dzoka mwana, (mwana)

Inga ndimi maiti ramba uchizama
(Chimwe chana) chana
(Chimwe chana) changu chakarova chana
(Chimwe chana) chana, chana

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:00.14] Mwanangu (mwanangu, mwanangu, mwanangu)
[00:04.74] Milli (Milli, Milli, Milli)
[00:08.81] Mwanangu (mwanangu, mwanangu, mwanangu)
[00:17.36] Mwanangu (mwanangu, mwanangu)
[00:20.58] Mwanangu Chiramwiwa
[00:23.76] Enda, nechipo chawapiwa
[00:28.19] Asi usakanganwa nzira yekumba
[00:34.97] Mwanangu (mwanangu, mwanangu)
[00:37.85] Mwanangu Chiramwiwa
[00:40.98] Enda, nechipo chawapiwa
[00:45.34] Asi usakanganwa nzira yekumba
[00:53.62] Dzoka kumba, huya ndikubaire gwayana
[00:58.12] Dzoka mwana
[01:02.38] Chimwe chana
[01:03.67] Chimwe chana changu chakarova chana
[01:06.54] Chimwe chana
[01:10.96] Dzoka kumba, huya ndikubaire gwayana
[01:15.45] Dzoka mwana
[01:19.54] Chimwe chana
[01:20.80] Chimwe chana changu chakarova chana
[01:23.96] Chimwe chana
[01:26.61] Mwanangu (mwanangu, mwanangu)
[01:28.47] Chero tikapara pasi senjiva
[01:30.43] Chero ndakuona rimwe rezuva
[01:32.38] Chiramwiwa
[01:35.41] Mwanangu (mwanangu)
[01:37.14] Kuti uzowana chako cheziya
[01:39.22] Uchatanga watokumbira mweya
[01:41.31] Chiramwiwa
[01:43.16] Aika zve mwanangu
[01:45.76] Chiramwiwa
[01:49.95] Chiramwiwa
[01:51.71] Aika zve mwanangu
[01:54.37] Dzoka kumba, huya ndikubaire gwayana
[01:58.52] Dzoka mwana
[02:02.99] Chimwe chana
[02:04.13] Chimwe chana changu chakarova chana
[02:07.22] Chimwe chana
[02:11.57] Dzoka kumba, huya ndikubaire gwayana
[02:15.79] Dzoka mwana
[02:20.10] Chimwe chana
[02:21.51] Chimwe chana changu chakarova chana
[02:24.62] Chimwe chana
[02:27.12] Ndakabara ndikarera ndega
[02:31.30] Ndakabara ndikarera ndega
[02:36.69] Ndatetereka, Nedzimwe nyika
[02:40.87] Ndikati inzwai mai sarai
[02:42.86] Ndikati inzwai mai sarai
[02:45.04] Ini ndamberereka, ndedzimwe nyika
[02:49.31] Ndikati inzwai mai sarai
[02:51.57] Ndikati inzwai mai sarai
[02:54.11] Ndatetereka nedzimwe nyika
[02:58.32] Inzwai mai sarai, ndikati inzwai
[03:01.54] Ndakabara ndikarera ndega (ndakabara ndikarera ndega)
[03:05.84] Ndakabara ndikarera ndega (ndakabara ndikarera ndega)
[03:10.31] Ndakabara ndikarera ndega (ndakabara ndikarera ndega)
[03:14.45] Ndakabara ndikarera ndega (ndakabara ndikarera ndega)
[03:18.98] Maiti kumba kune nhamo
[03:20.73] Dzoka kumba, (mwanangu) huya ndikubaire gwayana, dzoka mwana
[03:26.36] Inga ndimi maiti ramba uchizama (chimwe chana) chana
[03:30.95] Chimwe chana changu chakarova chana (chimwe chana)
[03:34.99] Uchapepuka tazopesana (dzoka kumba) mwanangu huya ndikubaire gwayana
[03:42.42] Dzoka mwana
[03:44.06] Uchapepuka tapesana (chimwe chana)
[03:47.47] Mwanangu (chimwe chana changu chakarova chana)
[03:50.85] Chimwe chana
[03:53.56] Asi ndiwe here, ndiwe, ndiwe nyakutumbura ndiwe?
[04:02.20] Asi ndiwe here, ndiwe, ndiwe nyakutumbura ndiwe?
[04:10.87] Asi ndiwe here, ndiwe, ndiwe nyakutumbura ndiwe?
[04:19.33] Asi ndiwe here, ndiwe, ndiwe nyakutumbura ndiwe?
[04:26.70] Uchapepuka tazopesana
[04:29.57] Dzoka kumba, (mwanangu) huya ndikubaire (baire gwayana) gwayana
[04:34.25] Dzoka mwana (ahhh)
[04:36.62] Maiti kumba kune nhamo (chimwe chana) mwana
[04:40.01] (Chimwe chana changu) changu chakarova chana
[04:43.05] (Chimwe chana) chana, chana
[04:46.82] (Dzoka kumba) mwana huya ndikubaire gwayana
[04:51.97] Dzoka mwana, (mwana)
[04:52.91] Inga ndimi maiti ramba uchizama
[04:55.86] (Chimwe chana) chana
[04:57.28] (Chimwe chana) changu chakarova chana
[05:00.19] (Chimwe chana) chana, chana
[05:13.27]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings