Chitekete
๐ต 2445 characters
โฑ๏ธ 14:23 duration
๐ ID: 12764174
๐ Lyrics
Honai ruva reChitekete chaamai nababa pari zvino vatadza kurara nekufunga iwe, Chitekete
Honai ruva reChitekete chamai nababa pari zvino vatadza kurara nekufunga iwe, Chitekete
Honai ruva reChitekete watondipa musengwa handichakwanisa kufunga kana kurara

Pauri pane dandemutande pane tsotso rinobaya zvandisina shangu ndokutoraseiko?

Ndashaya maitiro, ndashaya madhonzero, ndashaya chandingakupe kuti ndive newe

Ohoo oh ndoriwanepiko simba kuti ave wangu?

Ohoo oh ndoriwanepiko simba mwana uya ndinomuda?

Ohoo oh ndoriwanepiko simba kuti ndimuroore?

Ave muroora wamai, muroora wamai
Ave muroora wamai, muroora wamai
Ave muroora wamai, muroora wamai
Kudzai muroora wamai, muroora wamai
Kudzai muroora wamai, muroora wamai
Kudzai muroora wamai, muroora wamai
Kudzai muroora wamai, muroora wamai
Kudzai muroora wamai, muroora wamai
Kudzai muroora wamai, muroora wamai
Kudzai muroora wamai, muroora wamai
Kudzai muroora wamai
Azvare vakanaka mangwana

Majerasi anyanya, shuwa anyanya
Majerasi anyanya, shuwa anyanya
Majerasi anyanya, shuwa manyanya
Majerasi anyanya, shuwa anyanya
Majerasi anyanya, shuwa anyanya
Majerasi anyanya, shuwa anyanya
Majerasi anyanya, shuwa anyanya
Majerasi anyanya, shuwa anyanya
Majerasi anyanya
Ndomuroora seiko?

Majerasi anyanya shuwa anyanya

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[01:02.46] Honai ruva reChitekete chaamai nababa pari zvino vatadza kurara nekufunga iwe, Chitekete
[01:25.21] Honai ruva reChitekete chamai nababa pari zvino vatadza kurara nekufunga iwe, Chitekete
[01:48.15] Honai ruva reChitekete watondipa musengwa handichakwanisa kufunga kana kurara
[02:07.25] Honai ruva reChitekete watondipa musengwa handichakwanisa kufunga kana kurara
[02:26.24] Pauri pane dandemutande pane tsotso rinobaya zvandisina shangu ndokutoraseiko?
[02:49.18] Pauri pane dandemutande pane tsotso rinobaya zvandisina shangu ndokutoraseiko?
[03:08.04] Ndashaya maitiro, ndashaya madhonzero, ndashaya chandingakupe kuti ndive newe
[03:26.99] Ndashaya maitiro, ndashaya madhonzero, ndashaya chandingakupe kuti ndive newe
[03:36.93]
[07:47.22] Honai ruva reChitekete chaamai nababa pari zvino vatadza kurara nekufunga iwe, Chitekete
[08:05.14] Honai ruva reChitekete chamai nababa pari zvino vatadza kurara nekufunga iwe, Chitekete
[08:26.58] Honai ruva reChitekete watondipa musengwa handichakwanisa kufunga kana kurara
[08:48.15] Honai ruva reChitekete watondipa musengwa handichakwanisa kufunga kana kurara
[09:06.13] Pauri pane dandemutande pane tsotso rinobaya zvandisina shangu ndokutoraseiko?
[09:24.13] Pauri pane dandemutande pane tsotso rinobaya zvandisina shangu ndokutoraseiko?
[09:41.58] Ndashaya maitiro, ndashaya madhonzero, ndashaya chandingakupe kuti ndive newe
[10:03.05] Ndashaya maitiro, ndashaya madhonzero, ndashaya chandingakupe kuti ndive newe
[10:21.36] Ohoo oh ndoriwanepiko simba kuti ave wangu?
[10:39.18] Ohoo oh ndoriwanepiko simba kuti ave wangu?
[10:56.92] Ohoo oh ndoriwanepiko simba mwana uya ndinomuda?
[11:14.41] Ohoo oh ndoriwanepiko simba mwana uya ndinomuda?
[11:32.21] Ohoo oh ndoriwanepiko simba kuti ndimuroore?
[11:49.94] Ohoo oh ndoriwanepiko simba kuti ndimuroore?
[11:56.86] Ave muroora wamai, muroora wamai
[12:00.12] Ave muroora wamai, muroora wamai
[12:03.72] Ave muroora wamai, muroora wamai
[12:07.13] Kudzai muroora wamai, muroora wamai
[12:10.51] Kudzai muroora wamai, muroora wamai
[12:14.07] Kudzai muroora wamai, muroora wamai
[12:17.62] Kudzai muroora wamai, muroora wamai
[12:20.93] Kudzai muroora wamai, muroora wamai
[12:24.53] Kudzai muroora wamai, muroora wamai
[12:28.18] Kudzai muroora wamai, muroora wamai
[12:31.85] Kudzai muroora wamai
[12:34.39] Azvare vakanaka mangwana
[12:39.32]
[12:54.04] Ohoo oh ndoriwanepiko simba kuti ndimuroore?
[13:00.59] Majerasi anyanya, shuwa anyanya
[13:03.77] Majerasi anyanya, shuwa anyanya
[13:07.48] Majerasi anyanya, shuwa manyanya
[13:10.58] Majerasi anyanya, shuwa anyanya
[13:14.40] Majerasi anyanya, shuwa anyanya
[13:17.03] Majerasi anyanya, shuwa anyanya
[13:21.07] Majerasi anyanya, shuwa anyanya
[13:24.96] Majerasi anyanya, shuwa anyanya
[13:28.66] Majerasi anyanya
[13:31.21] Ndomuroora seiko?
[13:35.62]
[13:57.54] Ohoo oh ndoriwanepiko simba kuti ave wangu?
[14:03.82] Majerasi anyanya shuwa anyanya
[14:07.37] Majerasi anyanya shuwa anyanya
[14:09.61] Majerasi anyanya shuwa anyanya
[14:13.75]