Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Mirira Mangwanani

๐Ÿ‘ค Shingisai โ€ข ๐ŸŽผ Mumaoko โ€ข โฑ๏ธ 5:03
๐ŸŽต 2395 characters
โฑ๏ธ 5:03 duration
๐Ÿ†” ID: 12802790

๐Ÿ“œ Lyrics

Kana zuva rodoka
Rubatsiro rwanonoka
Woti Mwari mandisiya
Kwete

Kana mvura yonaya
Pokuwanda wapashaya
Woti Mwari mandirasa

Kuchema kungavapo, misodzi madekwani
Mufaro uchauya, mirira mangwanani
Vanochema vachidyara, vachakohwa vachifara
Mirira mangwanani

Kana zuva rodoka
Rubatsiro rwanonoka
Woti Mwari vandisiya

Kana mvura yonaya
Pokuwanda wapashaya
Woti Mwari mandirasa

Kuchema kungavapo, misodzi madekwani
Mufaro uchauya, mirira mangwanani
Vanochema vachidyara, vachakohwa vachifara
Mirira mangwanani

Mufaro uchauya
Uya mangwanani
Mufaro uchauya
Mirira mangwanani

Mirira, mirira, mirira (mufaro uchauya)
Uchauya (uya mangwanani)
Mirira mangwanani (mufaro uchauya)
Mirira (mirira mangwanani)

Mwana waMwari iwe (mufaro uchauya)
Tsungirira (uya mangwanani)
Usiku huchapera (mufaro uchauya)
Mirira (mirira mangwanani)

Jesu aripo (mufaro uchauya)
Nyengetera (uya mangwanani)
Mufaro mangwanani (mufaro uchauya)
Mirira (mirira mangwanani)

Mufaro uchauya
Uya mangwanani (uya mangwanani)
Mufaro uchauya
Mirira (mirira mangwanani)

Mirira, mirira (mufaro uchauya)
Uchauya (uya mangwanani)
Mufaro mangwanani (mufaro uchauya)
Mirira (mirira mangwanani)

Mwana waMwari iwe (mufaro uchauya)
Tsungirira (uya mangwanani)
Usiku huchapera (mufaro uchauya)
Mirira (mirira mangwanani)

Jeso aripo (mufaro uchauya)
Nyengetera (uya mangwanani)
Mufaro mangwanani (mufaro uchauya)
Mirira (mirira mangwanani)

Mwana waMwari iwe (mufaro uchauya)
Tsungirira (uya mangwanani)
Usiku huchapera (mufaro uchauya)
Mirira (mirira mangwanani)

Mwana waMwari iwe (mufaro uchauya)
Nyengetera (uya mangwanani)
Usiku huchapera (mufaro uchauya)
Mirira (mirira mangwanani)

Jesu aripo (mufaro uchauya)
Nyengetera (uya mangwanani)
Mufaro mangwanani (mufaro uchauya)
Mirira (mirira mangwanani)

Mwana waMwari iwe (mufaro uchauya)
Nyengetera (uya mangwanani)
Usiku huchapera (mufaro uchauya)
Mirira (mirira mangwanani)

Mirira, mirira (mufaro uchauya)
Uchauya (uya mangwanani)
Mirira mangwanani (mufaro uchauya)
Mirira (mirira mangwanani)

Mwana waMwari iwe (mufaro uchauya)
Tsungirira (uya mangwanani)
Mirira mangwanani (mufaro uchauya)
Mirira (mirira mangwanani)

Jeso aripo (mufaro uchauya)
Nyengetera (uya mangwanani)
Usiku huchapera (mufaro uchauya)
Mirira (mirira mangwanani)

Mwana waMwari iwe (mufaro uchauya)
Tsungirira (uya mangwanani)
Usiku huchapera (mufaro uchauya)
Mirira (mirira mangwanani)

Mwana waMwari iwe -

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:14.65] Kana zuva rodoka
[00:17.44] Rubatsiro rwanonoka
[00:20.25] Woti Mwari mandisiya
[00:23.17] Kwete
[00:26.27] Kana mvura yonaya
[00:29.04] Pokuwanda wapashaya
[00:31.57] Woti Mwari mandirasa
[00:36.58] Kuchema kungavapo, misodzi madekwani
[00:42.28] Mufaro uchauya, mirira mangwanani
[00:47.73] Vanochema vachidyara, vachakohwa vachifara
[00:54.94] Mirira mangwanani
[00:57.49]
[01:11.59] Kana zuva rodoka
[01:14.76] Rubatsiro rwanonoka
[01:17.72] Woti Mwari vandisiya
[01:23.27] Kana mvura yonaya
[01:26.12] Pokuwanda wapashaya
[01:29.06] Woti Mwari mandirasa
[01:33.60] Kuchema kungavapo, misodzi madekwani
[01:39.27] Mufaro uchauya, mirira mangwanani
[01:44.73] Vanochema vachidyara, vachakohwa vachifara
[01:52.06] Mirira mangwanani
[01:56.46] Mufaro uchauya
[01:59.21] Uya mangwanani
[02:02.39] Mufaro uchauya
[02:04.93] Mirira mangwanani
[02:06.62] Mirira, mirira, mirira (mufaro uchauya)
[02:09.67] Uchauya (uya mangwanani)
[02:12.22] Mirira mangwanani (mufaro uchauya)
[02:15.84] Mirira (mirira mangwanani)
[02:17.84] Mwana waMwari iwe (mufaro uchauya)
[02:21.14] Tsungirira (uya mangwanani)
[02:23.50] Usiku huchapera (mufaro uchauya)
[02:26.99] Mirira (mirira mangwanani)
[02:29.40] Jesu aripo (mufaro uchauya)
[02:32.66] Nyengetera (uya mangwanani)
[02:35.26] Mufaro mangwanani (mufaro uchauya)
[02:38.33] Mirira (mirira mangwanani)
[02:42.34] Mufaro uchauya
[02:44.74] Uya mangwanani (uya mangwanani)
[02:48.12] Mufaro uchauya
[02:50.27] Mirira (mirira mangwanani)
[02:52.08] Mirira, mirira (mufaro uchauya)
[02:55.50] Uchauya (uya mangwanani)
[02:58.04] Mufaro mangwanani (mufaro uchauya)
[03:01.60] Mirira (mirira mangwanani)
[03:03.58] Mwana waMwari iwe (mufaro uchauya)
[03:06.76] Tsungirira (uya mangwanani)
[03:09.47] Usiku huchapera (mufaro uchauya)
[03:12.67] Mirira (mirira mangwanani)
[03:15.13] Jeso aripo (mufaro uchauya)
[03:18.30] Nyengetera (uya mangwanani)
[03:20.93] Mufaro mangwanani (mufaro uchauya)
[03:24.20] Mirira (mirira mangwanani)
[03:26.42] Mwana waMwari iwe (mufaro uchauya)
[03:29.73] Tsungirira (uya mangwanani)
[03:32.34] Usiku huchapera (mufaro uchauya)
[03:35.74] Mirira (mirira mangwanani)
[03:37.71] Mwana waMwari iwe (mufaro uchauya)
[03:41.16] Nyengetera (uya mangwanani)
[03:43.68] Usiku huchapera (mufaro uchauya)
[03:46.96] Mirira (mirira mangwanani)
[03:49.39] Jesu aripo (mufaro uchauya)
[03:52.67] Nyengetera (uya mangwanani)
[03:55.15] Mufaro mangwanani (mufaro uchauya)
[03:58.68] Mirira (mirira mangwanani)
[04:00.74] Mwana waMwari iwe (mufaro uchauya)
[04:03.92] Nyengetera (uya mangwanani)
[04:06.52] Usiku huchapera (mufaro uchauya)
[04:09.99] Mirira (mirira mangwanani)
[04:12.17] Mirira, mirira (mufaro uchauya)
[04:15.54] Uchauya (uya mangwanani)
[04:17.97] Mirira mangwanani (mufaro uchauya)
[04:21.45] Mirira (mirira mangwanani)
[04:23.65] Mwana waMwari iwe (mufaro uchauya)
[04:26.70] Tsungirira (uya mangwanani)
[04:29.26] Mirira mangwanani (mufaro uchauya)
[04:32.91] Mirira (mirira mangwanani)
[04:34.98] Jeso aripo (mufaro uchauya)
[04:38.03] Nyengetera (uya mangwanani)
[04:39.99] Usiku huchapera (mufaro uchauya)
[04:44.22] Mirira (mirira mangwanani)
[04:46.35] Mwana waMwari iwe (mufaro uchauya)
[04:49.52] Tsungirira (uya mangwanani)
[04:52.12] Usiku huchapera (mufaro uchauya)
[04:55.77] Mirira (mirira mangwanani)
[04:57.87] Mwana waMwari iwe -
[05:02.45]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings