Searching (feat. Mr Konscious)
๐ต 1939 characters
โฑ๏ธ 3:18 duration
๐ ID: 13000397
๐ Lyrics
Searching
Varikunditi Zvaunotosimbawo wani
Zvawatobuda tumatama
Varikunditi zvaunotochenawo
Ko nhaiwe zvawakatodzikama
Ndaishaya munhu anonyatsondida
Anonzwisisa kuti ndoshanda nema speaker
Kana ndaenda kubhawa asingazondibeeper
Anondi truster
Anokoshesawo peace yangu kani
Munhu anomira samomz vangu
Munhu wekuti pahondo dzangu anobatika
Ndiitei makorokoto ndakazomuwana amana
All my life all my life
I have been searching
Akomana ndazomuwana
I have been searching for
Someone Special
I have been searching for
Munhu asina pressure
I have been searching
Ndaingodawo munhu akandifita
Voice riri sweeter
Anouya paden pangu kuzondipicka
Munhu anondida
Wekuti ndikapinza call yangu anoipikawo
Ndaitsvaga munhu asingazondicheata
Asingatuke masahwira angu ana Peter
Asina pressure ndikasadzoka kumba deepaz
Kunyangwe pocket money anondipawo
Ndaida munhu anoziva kuti ane benzi rake
Anonzwisisa zvingori munhu wake
Munhu wandinaye ndiyo type yake
I'm okay anonditreata fair
Nekuti Zvaindidhurira kudiwawo
Nhasi ndazowana anondidawo
Mumoyo make andiwanisawo chigaro
Zviya zvekucheata handichadaro ini handichadaro
Sha ndakudiwawo
Ndaisambofunga ndinodikawo
Ndakazowana anondidawo
Zviya zvekucheater handichadaro ini
Handichadaro
All my life all my life
I have been searching
Akomana ndazomuwana
I have been searching for
Someone Special
I have been searching for
Munhu asina pressure
I have been searching
Varikunditi Zvaunotosimbawo wani
Zvawatobuda tumatama
Varikunditi zvaunotochenawo
Ko nhaiwe zvawakatodzikama
Zvaindidhurira kudiwawo
Nhasi ndazowana anondidawo
Mumoyo make andiwanisawo chigaro
Zviya zvekucheata handichadaro ini handichadaro
Sha ndakudiwawo
Ndaisambofunga ndinodikawo
Ndakazowana anondidawo
Zviya zvekucheater handichadaro ini
Handichadaro
All my life all my life
I have been searching
Akomana ndazomuwana
I have been searching for
Someone Special
I have been searching for
Munhu asina pressure
I have been searching
Varikunditi Zvaunotosimbawo wani
Zvawatobuda tumatama
Varikunditi zvaunotochenawo
Ko nhaiwe zvawakatodzikama
Ndaishaya munhu anonyatsondida
Anonzwisisa kuti ndoshanda nema speaker
Kana ndaenda kubhawa asingazondibeeper
Anondi truster
Anokoshesawo peace yangu kani
Munhu anomira samomz vangu
Munhu wekuti pahondo dzangu anobatika
Ndiitei makorokoto ndakazomuwana amana
All my life all my life
I have been searching
Akomana ndazomuwana
I have been searching for
Someone Special
I have been searching for
Munhu asina pressure
I have been searching
Ndaingodawo munhu akandifita
Voice riri sweeter
Anouya paden pangu kuzondipicka
Munhu anondida
Wekuti ndikapinza call yangu anoipikawo
Ndaitsvaga munhu asingazondicheata
Asingatuke masahwira angu ana Peter
Asina pressure ndikasadzoka kumba deepaz
Kunyangwe pocket money anondipawo
Ndaida munhu anoziva kuti ane benzi rake
Anonzwisisa zvingori munhu wake
Munhu wandinaye ndiyo type yake
I'm okay anonditreata fair
Nekuti Zvaindidhurira kudiwawo
Nhasi ndazowana anondidawo
Mumoyo make andiwanisawo chigaro
Zviya zvekucheata handichadaro ini handichadaro
Sha ndakudiwawo
Ndaisambofunga ndinodikawo
Ndakazowana anondidawo
Zviya zvekucheater handichadaro ini
Handichadaro
All my life all my life
I have been searching
Akomana ndazomuwana
I have been searching for
Someone Special
I have been searching for
Munhu asina pressure
I have been searching
Varikunditi Zvaunotosimbawo wani
Zvawatobuda tumatama
Varikunditi zvaunotochenawo
Ko nhaiwe zvawakatodzikama
Zvaindidhurira kudiwawo
Nhasi ndazowana anondidawo
Mumoyo make andiwanisawo chigaro
Zviya zvekucheata handichadaro ini handichadaro
Sha ndakudiwawo
Ndaisambofunga ndinodikawo
Ndakazowana anondidawo
Zviya zvekucheater handichadaro ini
Handichadaro
All my life all my life
I have been searching
Akomana ndazomuwana
I have been searching for
Someone Special
I have been searching for
Munhu asina pressure
I have been searching
โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:06.60] Searching
[00:11.27] Varikunditi Zvaunotosimbawo wani
[00:14.23] Zvawatobuda tumatama
[00:16.66] Varikunditi zvaunotochenawo
[00:19.16] Ko nhaiwe zvawakatodzikama
[00:21.51] Ndaishaya munhu anonyatsondida
[00:24.09] Anonzwisisa kuti ndoshanda nema speaker
[00:26.63] Kana ndaenda kubhawa asingazondibeeper
[00:29.12] Anondi truster
[00:30.17] Anokoshesawo peace yangu kani
[00:32.82] Munhu anomira samomz vangu
[00:34.93] Munhu wekuti pahondo dzangu anobatika
[00:38.14] Ndiitei makorokoto ndakazomuwana amana
[00:42.93] All my life all my life
[00:46.29] I have been searching
[00:48.89] Akomana ndazomuwana
[00:51.69] I have been searching for
[00:53.86] Someone Special
[00:57.16] I have been searching for
[00:58.93] Munhu asina pressure
[01:01.84] I have been searching
[01:03.84] Ndaingodawo munhu akandifita
[01:05.23] Voice riri sweeter
[01:07.17] Anouya paden pangu kuzondipicka
[01:09.18] Munhu anondida
[01:10.50] Wekuti ndikapinza call yangu anoipikawo
[01:13.84] Ndaitsvaga munhu asingazondicheata
[01:16.00] Asingatuke masahwira angu ana Peter
[01:19.07] Asina pressure ndikasadzoka kumba deepaz
[01:21.76] Kunyangwe pocket money anondipawo
[01:24.77] Ndaida munhu anoziva kuti ane benzi rake
[01:28.17] Anonzwisisa zvingori munhu wake
[01:30.83] Munhu wandinaye ndiyo type yake
[01:33.20] I'm okay anonditreata fair
[01:35.73] Nekuti Zvaindidhurira kudiwawo
[01:38.20] Nhasi ndazowana anondidawo
[01:40.52] Mumoyo make andiwanisawo chigaro
[01:43.53] Zviya zvekucheata handichadaro ini handichadaro
[01:47.14] Sha ndakudiwawo
[01:49.24] Ndaisambofunga ndinodikawo
[01:51.91] Ndakazowana anondidawo
[01:54.36] Zviya zvekucheater handichadaro ini
[01:57.68] Handichadaro
[01:58.56] All my life all my life
[02:01.89] I have been searching
[02:03.87] Akomana ndazomuwana
[02:07.15] I have been searching for
[02:09.49] Someone Special
[02:12.64] I have been searching for
[02:14.22] Munhu asina pressure
[02:17.93] I have been searching
[02:20.58] Varikunditi Zvaunotosimbawo wani
[02:23.68] Zvawatobuda tumatama
[02:26.14] Varikunditi zvaunotochenawo
[02:28.56] Ko nhaiwe zvawakatodzikama
[02:30.75] Zvaindidhurira kudiwawo
[02:32.14] Nhasi ndazowana anondidawo
[02:34.40] Mumoyo make andiwanisawo chigaro
[02:41.26] Zviya zvekucheata handichadaro ini handichadaro
[02:42.01] Sha ndakudiwawo
[02:43.27] Ndaisambofunga ndinodikawo
[02:45.83] Ndakazowana anondidawo
[02:48.28] Zviya zvekucheater handichadaro ini
[02:50.61] Handichadaro
[02:52.34] All my life all my life
[02:55.72] I have been searching
[02:57.61] Akomana ndazomuwana
[03:01.16] I have been searching for
[03:03.16] Someone Special
[03:06.65] I have been searching for
[03:08.31] Munhu asina pressure
[03:11.97] I have been searching
[03:14.52]
[00:11.27] Varikunditi Zvaunotosimbawo wani
[00:14.23] Zvawatobuda tumatama
[00:16.66] Varikunditi zvaunotochenawo
[00:19.16] Ko nhaiwe zvawakatodzikama
[00:21.51] Ndaishaya munhu anonyatsondida
[00:24.09] Anonzwisisa kuti ndoshanda nema speaker
[00:26.63] Kana ndaenda kubhawa asingazondibeeper
[00:29.12] Anondi truster
[00:30.17] Anokoshesawo peace yangu kani
[00:32.82] Munhu anomira samomz vangu
[00:34.93] Munhu wekuti pahondo dzangu anobatika
[00:38.14] Ndiitei makorokoto ndakazomuwana amana
[00:42.93] All my life all my life
[00:46.29] I have been searching
[00:48.89] Akomana ndazomuwana
[00:51.69] I have been searching for
[00:53.86] Someone Special
[00:57.16] I have been searching for
[00:58.93] Munhu asina pressure
[01:01.84] I have been searching
[01:03.84] Ndaingodawo munhu akandifita
[01:05.23] Voice riri sweeter
[01:07.17] Anouya paden pangu kuzondipicka
[01:09.18] Munhu anondida
[01:10.50] Wekuti ndikapinza call yangu anoipikawo
[01:13.84] Ndaitsvaga munhu asingazondicheata
[01:16.00] Asingatuke masahwira angu ana Peter
[01:19.07] Asina pressure ndikasadzoka kumba deepaz
[01:21.76] Kunyangwe pocket money anondipawo
[01:24.77] Ndaida munhu anoziva kuti ane benzi rake
[01:28.17] Anonzwisisa zvingori munhu wake
[01:30.83] Munhu wandinaye ndiyo type yake
[01:33.20] I'm okay anonditreata fair
[01:35.73] Nekuti Zvaindidhurira kudiwawo
[01:38.20] Nhasi ndazowana anondidawo
[01:40.52] Mumoyo make andiwanisawo chigaro
[01:43.53] Zviya zvekucheata handichadaro ini handichadaro
[01:47.14] Sha ndakudiwawo
[01:49.24] Ndaisambofunga ndinodikawo
[01:51.91] Ndakazowana anondidawo
[01:54.36] Zviya zvekucheater handichadaro ini
[01:57.68] Handichadaro
[01:58.56] All my life all my life
[02:01.89] I have been searching
[02:03.87] Akomana ndazomuwana
[02:07.15] I have been searching for
[02:09.49] Someone Special
[02:12.64] I have been searching for
[02:14.22] Munhu asina pressure
[02:17.93] I have been searching
[02:20.58] Varikunditi Zvaunotosimbawo wani
[02:23.68] Zvawatobuda tumatama
[02:26.14] Varikunditi zvaunotochenawo
[02:28.56] Ko nhaiwe zvawakatodzikama
[02:30.75] Zvaindidhurira kudiwawo
[02:32.14] Nhasi ndazowana anondidawo
[02:34.40] Mumoyo make andiwanisawo chigaro
[02:41.26] Zviya zvekucheata handichadaro ini handichadaro
[02:42.01] Sha ndakudiwawo
[02:43.27] Ndaisambofunga ndinodikawo
[02:45.83] Ndakazowana anondidawo
[02:48.28] Zviya zvekucheater handichadaro ini
[02:50.61] Handichadaro
[02:52.34] All my life all my life
[02:55.72] I have been searching
[02:57.61] Akomana ndazomuwana
[03:01.16] I have been searching for
[03:03.16] Someone Special
[03:06.65] I have been searching for
[03:08.31] Munhu asina pressure
[03:11.97] I have been searching
[03:14.52]