Nyarara
๐ต 1483 characters
โฑ๏ธ 3:01 duration
๐ ID: 13009186
๐ Lyrics
Bagga we-Ragga
(DJ)
Dzimwe nguva ndombo- (Incoming)
(Ooh, ooh-ooh)
Dzimwe nguva ndombochema (yeah)
Hupenyu pahunorema (yeah)
Kudhara vanhu vaimbondisema (yeah)
Vachindiona kunge rema (yeah)
Dzimwe nguva zvombotsveyama (yeah)
Mhamha nadaddy vachindipirana (yeah)
Chinangwa chenge chiri kufadzana (yeah)
But ndakakundikana (yeah)
Point of correction, zvichabatana (yeah)
Ndaivhara vanhu, vaimboudzana (yeah)
Usakurumidza kumedza kutsenga uchada
Kana zvikaoma tinonamata
Nyarara kuchema (yeah)
Iwe nyarara kuchema (yeah)
Ndati nyarara kuchema (yeah)
Iwe nyarara kuchema (ah-ah-ah-ah-ah)
Nyarara (yeah) nyarara (iwe)
Nyarara kuchema (ah)
Nyarara (yeah) nyarara (iwe)
Nyarara kuchema (ah)
Hupenyu hunorova chamupidigori
Nhamo yarova namata hazvidi godobori
Nhamo yandirova haimboti sorry (eh)
Ndakabva kujecha and this is my story
Dzimwe nguva ndombochema (yeah)
Hupenyu pahunorema (yeah)
Kudhara vanhu vaimbondisema (yeah)
Vachindiona kunge rema (yeah)
Ma-problems ari pa-den akandimomotera
Asi nguva dzese Mwari vanokomborera
Ndaedza kutsanangura hapana anondinzwisisa
Wese wandaudza anobva atanga kudhipisa

(Mashroom)

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:04.06] Bagga we-Ragga
[00:06.44] (DJ)
[00:07.19] Dzimwe nguva ndombo- (Incoming)
[00:09.74] (Ooh, ooh-ooh)
[00:14.31] Dzimwe nguva ndombochema (yeah)
[00:18.19] Hupenyu pahunorema (yeah)
[00:21.05] Kudhara vanhu vaimbondisema (yeah)
[00:24.42] Vachindiona kunge rema (yeah)
[00:27.62] Dzimwe nguva zvombotsveyama (yeah)
[00:31.54] Mhamha nadaddy vachindipirana (yeah)
[00:34.88] Chinangwa chenge chiri kufadzana (yeah)
[00:38.54] But ndakakundikana (yeah)
[00:41.98] Point of correction, zvichabatana (yeah)
[00:45.14] Ndaivhara vanhu, vaimboudzana (yeah)
[00:48.94] Usakurumidza kumedza kutsenga uchada
[00:52.79] Kana zvikaoma tinonamata
[00:56.29] Nyarara kuchema (yeah)
[00:59.45] Iwe nyarara kuchema (yeah)
[01:03.14] Ndati nyarara kuchema (yeah)
[01:06.51] Iwe nyarara kuchema (ah-ah-ah-ah-ah)
[01:10.33] Nyarara (yeah) nyarara (iwe)
[01:13.96] Nyarara kuchema (ah)
[01:17.15] Nyarara (yeah) nyarara (iwe)
[01:21.15] Nyarara kuchema (ah)
[01:23.80] Hupenyu hunorova chamupidigori
[01:27.46] Nhamo yarova namata hazvidi godobori
[01:30.90] Nhamo yandirova haimboti sorry (eh)
[01:34.59] Ndakabva kujecha and this is my story
[01:37.86] Dzimwe nguva ndombochema (yeah)
[01:41.38] Hupenyu pahunorema (yeah)
[01:44.47] Kudhara vanhu vaimbondisema (yeah)
[01:48.32] Vachindiona kunge rema (yeah)
[01:51.82] Ma-problems ari pa-den akandimomotera
[01:55.27] Asi nguva dzese Mwari vanokomborera
[01:58.46] Ndaedza kutsanangura hapana anondinzwisisa
[02:02.14] Wese wandaudza anobva atanga kudhipisa
[02:05.46] Point of correction, zvichabatana (yeah)
[02:08.71] Ndaivhara vanhu, vaimboudzana (yeah)
[02:12.36] Usakurumidza kumedza kutsenga uchada
[02:16.58] Kana zvikaoma tinonamata
[02:19.77] Nyarara kuchema (yeah)
[02:23.05] Iwe nyarara kuchema (yeah)
[02:26.44] Ndati nyarara kuchema (yeah)
[02:30.04] Iwe nyarara kuchema (ah-ah-ah-ah-ah)
[02:33.70] Nyarara (yeah) nyarara (iwe)
[02:37.38] Nyarara kuchema (ah)
[02:40.44] Nyarara (yeah) nyarara (iwe)
[02:44.39] Nyarara kuchema (ah)
[02:49.13] (Mashroom)
[02:49.83]