Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Wandibhowa

๐Ÿ‘ค Jah Prayzah โ€ข ๐ŸŽผ Maita Baba โ€ข โฑ๏ธ 2:38
๐ŸŽต 1004 characters
โฑ๏ธ 2:38 duration
๐Ÿ†” ID: 13113135

๐Ÿ“œ Lyrics

Dakari, let the beat play

Wanga wakamira naaniko pagate apo?
Wandibhowa, wandibhowa
Ka-skirt kapfupi-pfupi ke skotch kawaka khiya
Kandibhowa, wandibhowa

Hana yorova kusvika mangwana
Ura hwomona ndakanyarara
Zvinoreva kuti wandibhowa
Wandibhowa

(Wandibhowa, wandibhowa)
(Wandibhowa)

Who cares?
I don't wanna stress, yeah
I don't want pressure
I don't wanna be your goodbye

You think I'm lyin' every time
When I'm honest, your mission's
To pick a fight, you're all I want
In my life is to see you

Hana yorova, kusvika mangwana
Ura hwomona, ndakanyarara
Zvinoreva kuti wandibhowa
Wandibhowa

(Wandibhowa, wandibhowa)
Zvinoreva kuti wandibhowa

Ndikaenda newe zvinoita here? (Wandibhowa)
Ndikagara newe zvinoita here? (Wandibhowa)
Ndikaenda newe unobvuma here? (Wandibhowa)
Ndikagara newe zvinoita here? (Wandibhowa)

Shanje dzandinadzo dzinokunda ngoma kurira (wandibhowa)
Ndikaenda newe unobvuma here?
Shanje dzandinadzo dzinokunda ngoma kurira (wandibhowa)
Ndikaenda newe unobvuma here? (Wandibhowa)

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:06.85] Dakari, let the beat play
[00:08.13] Wanga wakamira naaniko pagate apo?
[00:13.10] Wandibhowa, wandibhowa
[00:17.60] Ka-skirt kapfupi-pfupi ke skotch kawaka khiya
[00:22.99] Kandibhowa, wandibhowa
[00:27.66] Hana yorova kusvika mangwana
[00:31.96] Ura hwomona ndakanyarara
[00:36.23] Zvinoreva kuti wandibhowa
[00:39.64]
[00:41.84] Wandibhowa
[00:46.34] (Wandibhowa, wandibhowa)
[00:53.59]
[00:56.23] (Wandibhowa)
[00:58.08] Who cares?
[01:00.28] I don't wanna stress, yeah
[01:02.60] I don't want pressure
[01:04.85] I don't wanna be your goodbye
[01:06.80] You think I'm lyin' every time
[01:08.78] When I'm honest, your mission's
[01:11.56] To pick a fight, you're all I want
[01:12.98] In my life is to see you
[01:15.58] Hana yorova, kusvika mangwana
[01:20.14] Ura hwomona, ndakanyarara
[01:24.20] Zvinoreva kuti wandibhowa
[01:27.72]
[01:29.84] Wandibhowa
[01:34.70] (Wandibhowa, wandibhowa)
[01:43.32] Zvinoreva kuti wandibhowa
[01:45.14] Ndikaenda newe zvinoita here? (Wandibhowa)
[01:49.84] Ndikagara newe zvinoita here? (Wandibhowa)
[01:54.64] Ndikaenda newe unobvuma here? (Wandibhowa)
[01:59.62] Ndikagara newe zvinoita here? (Wandibhowa)
[02:03.47] Shanje dzandinadzo dzinokunda ngoma kurira (wandibhowa)
[02:09.08] Ndikaenda newe unobvuma here?
[02:13.07] Shanje dzandinadzo dzinokunda ngoma kurira (wandibhowa)
[02:18.89] Ndikaenda newe unobvuma here? (Wandibhowa)
[02:22.77]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings