Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Nzvimbo Yako

๐Ÿ‘ค Qounfuzed โ€ข ๐ŸŽผ Nzvimbo Yako โ€ข โฑ๏ธ 3:48
๐ŸŽต 1574 characters
โฑ๏ธ 3:48 duration
๐Ÿ†” ID: 13217333

๐Ÿ“œ Lyrics

Ehkaa
Tambaoga haana pressure
Ngoma yerudo Ngoma yerudo
Iwee
Ehe ka nhai
Sta
Nyaya yacho yakaoma

Bata hana yangu ugoziva mukati imomo mune nzvimbo yako
Mune nzvimbo yako
Usanyepegwe nevanhu vemakuhwa kuti hatifitani
Ndini munhu wako
Ndini munhu wako

Aiwa handidi newe
Uri wangu kaiwe
Chengeta rudo rwedu rusabiwe
Ndingabaikana
Ndibatisise usasiye
Tigochembedzana
Iwe huya pedyo neni
Timboyemedzana

Saka Bata hana yangu ugoziva
Mukati imomo mune nzvimbo yako
Mune nzvimbo yako
Usanyepegwe nevanhu vemakuhwa kuti hatifitani
Ndini munhu wako
Ndini munhu wako

Ndizvo kaa iwe iwe, zvatakawirirana
Ndizvo kaa, zvatakatenderana

Ndoda kukupakira mashoko erudo munzeve
Zvinyatsotapira kusvikira wava nechiveve
Kana usipo ndosuwa hwema hweganda rako
Veduwee zveshuwa,
Ngiya kuthanda hako-o
Ramba uchindipuruzira
Kuromensana ndo kwandinokurudzira
Nyaya yacho yakaoma
Haa ndizvo kaiwe
Kana wave wangu
Ini handizodawo, kukuona une vamwe vanhu
Saka bata hana yangu ugoziva mukati imomo mune nzvimbo yako
Mune nzvimbo yako
Usanyeperwe nevanhu vemakuhwa kuti hatifitani
Ndini munhu wako
Ndini munhu wako

Ndizvo kaa iwe iwe, zvatakawirirana
Ndizvo kaa, zvatakatenderana

Ngatitungidze rudo se mooto
Hupenyu idamba kamwe
Tikafa hatidi kuzorambana ndongoda iwe
Hatingatambe rudo selotto
Chero tikafa todanana chete tomuka zvipoko
Ukaisa nzeve yako pahana yangu
uchanzwa ngoma yerudo
Ngoma yerudo
Ukaisa nzeve yako pahana yangu
Uchanzwa ngoma yerudo
Ngoma yerudo

Forever
Forever
Forever
You and me forever
You and me forever

Forever
Forever
Forever
You and me forever
You and me forever

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:01.18] Ehkaa
[00:03.25] Tambaoga haana pressure
[00:05.74] Ngoma yerudo Ngoma yerudo
[00:09.31] Iwee
[00:10.95] Ehe ka nhai
[00:13.20] Sta
[00:15.98] Nyaya yacho yakaoma
[00:17.56] Bata hana yangu ugoziva mukati imomo mune nzvimbo yako
[00:24.58] Mune nzvimbo yako
[00:26.44] Usanyepegwe nevanhu vemakuhwa kuti hatifitani
[00:31.68] Ndini munhu wako
[00:33.93] Ndini munhu wako
[00:36.35] Aiwa handidi newe
[00:38.56] Uri wangu kaiwe
[00:40.21] Chengeta rudo rwedu rusabiwe
[00:43.05] Ndingabaikana
[00:45.05] Ndibatisise usasiye
[00:47.63] Tigochembedzana
[00:49.88] Iwe huya pedyo neni
[00:52.34] Timboyemedzana
[00:54.69] Saka Bata hana yangu ugoziva
[00:58.52] Mukati imomo mune nzvimbo yako
[01:02.14] Mune nzvimbo yako
[01:04.08] Usanyepegwe nevanhu vemakuhwa kuti hatifitani
[01:09.25] Ndini munhu wako
[01:11.53] Ndini munhu wako
[01:14.03] Ndizvo kaa iwe iwe, zvatakawirirana
[01:19.59] Ndizvo kaa, zvatakatenderana
[01:32.05] Ndoda kukupakira mashoko erudo munzeve
[01:36.85] Zvinyatsotapira kusvikira wava nechiveve
[01:41.67] Kana usipo ndosuwa hwema hweganda rako
[01:46.82] Veduwee zveshuwa,
[01:49.31] Ngiya kuthanda hako-o
[01:51.71] Ramba uchindipuruzira
[01:55.04] Kuromensana ndo kwandinokurudzira
[01:58.96] Nyaya yacho yakaoma
[02:01.22] Haa ndizvo kaiwe
[02:04.22] Kana wave wangu
[02:05.73] Ini handizodawo, kukuona une vamwe vanhu
[02:10.31] Saka bata hana yangu ugoziva mukati imomo mune nzvimbo yako
[02:17.38] Mune nzvimbo yako
[02:19.32] Usanyeperwe nevanhu vemakuhwa kuti hatifitani
[02:24.44] Ndini munhu wako
[02:26.73] Ndini munhu wako
[02:29.48] Ndizvo kaa iwe iwe, zvatakawirirana
[02:38.65] Ndizvo kaa, zvatakatenderana
[02:48.09] Ngatitungidze rudo se mooto
[02:51.74] Hupenyu idamba kamwe
[02:53.79] Tikafa hatidi kuzorambana ndongoda iwe
[02:57.27] Hatingatambe rudo selotto
[03:02.08] Chero tikafa todanana chete tomuka zvipoko
[03:05.38] Ukaisa nzeve yako pahana yangu
[03:11.30] uchanzwa ngoma yerudo
[03:14.03] Ngoma yerudo
[03:15.87] Ukaisa nzeve yako pahana yangu
[03:20.36] Uchanzwa ngoma yerudo
[03:23.46] Ngoma yerudo
[03:26.61] Forever
[03:27.54] Forever
[03:28.72] Forever
[03:30.47] You and me forever
[03:32.71] You and me forever
[03:36.05] Forever
[03:36.88] Forever
[03:37.93] Forever
[03:39.79] You and me forever
[03:42.15] You and me forever
[03:47.06]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings