Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Mutadzi Ngaaregererwe

๐Ÿ‘ค Leonard Dembo โ€ข ๐ŸŽผ Tinokumbira Kurarama โ€ข โฑ๏ธ 13:52
๐ŸŽต 2535 characters
โฑ๏ธ 13:52 duration
๐Ÿ†” ID: 13234100

๐Ÿ“œ Lyrics

Ndingabude seiko mune zvakaipa
Kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?

Ndingabude seiko mune zvakaipa
Kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?

Ndingapunyuke seiko mune zvakaipa
Kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?

Ndingapunyuke seiko mune zvakaipa
Kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?

Pane uya wandofungira mweya wakaipa
Iye akanditadzira, ndokumbirawo ararame

Pane uya wandofungira mweya wakaipa
Iye akanditadzira, ndokumbirawo ararame

Ndiri mutadzi panyika, anochiva nekuuraya
Zvisi akanditadzira, ndokumbirazve ndicheneswe

Ndiri mutadzi panyika, anochiva nekuuraya
Zvisi akanditadzira, ndokumbirazve ndirarame

Ndiyeka rusvava, anochema zvamurwadza
Tendeukai mutarise, tokumbirazve ararame

Ndiyeka rusvava, anochema zvamurwadza
Tendeukai mutarise, tokumbira ngaararame

Ndinoreurura ini reurura, reurura ini reurura
Ndinoreurura ini reurura, kuti ndirarame

Vachauya here baba, riiniko? Vachauya here baba, kuzotinunura?
Vachauya here baba, riiniko? Vachauya here baba, kuzotinunura?
Muchauya here baba, riiniko? Muchauya here baba, mukati mehondo?
Muchauya here baba, riiniko? Muchauya here baba, mukati mehondo?
Varipo here baba, varipiko? Vachauya here baba, kuzotinunura?
Vachauya here baba, riiniko? Vachauya here baba, kuzotinunura?

Ndingabude seiko mune zvakaipa
Kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?

Ndingabude seiko mune zvakaipa
Kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?

Ndingapunyuke seiko mune zvakaipa
Kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?

Ndingapunyuke seiko mune zvakaipa
Kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?

Pane uya wandafungira mweya wakaipa
Iye akanditadzira, ndokumbirazve ararame

Uya uye wandofungira mweya wakaipa
Iye akanditadzira, ndokumbirazve ararame

Ndiri mutadzi panyika, anochiva nekuuraya
Zvisi akanditadzira, ndokumbirazve ndicheneswe

Ndiri mutadzi panyika, anochiva nekuuraya
Zvisi akanditadzira, ndokumbirazve ndirarame

Ndiyeka rusvava, anochema zvomurwadza
Tendeukai mutarise, tokumbirazve ararame

Ndiyeka rusvava, anochema zvomurwadza
Tendeukai mutarise, tokumbira ngavararame

Ndinoreurura ini reurura, reurura ini reurura
Ndinoreurura ini reurura, kuti ndirarame

Ndinoreurura ini reurura, reurura ini reurura
Ndinoreurura ini reurura, kuti ndicheneswe

Muchauya here baba, riiniko? Muchauya here baba, kuzotiraramisa?
Muchauya here baba, riiniko? Muchauya here baba, kuzotiraramisa?
Variko here baba, varipiko? Vachauya here baba, mukati mehondo?
Variko here baba, varipiko? Vachauya here baba, mukati mehondo?
Variko here baba, varipiko? Vachauya here baba, kuzotiraramisa?

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[01:33.16] Ndingabude seiko mune zvakaipa
[01:38.20] Kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?
[01:43.09]
[01:54.87] Ndingabude seiko mune zvakaipa
[01:59.83] Kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?
[02:04.57]
[02:16.36] Ndingapunyuke seiko mune zvakaipa
[02:21.56] Kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?
[02:25.82]
[02:38.01] Ndingapunyuke seiko mune zvakaipa
[02:43.20] Kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?
[02:47.58]
[02:55.23] Pane uya wandofungira mweya wakaipa
[03:00.42] Iye akanditadzira, ndokumbirawo ararame
[03:05.09]
[03:12.87] Pane uya wandofungira mweya wakaipa
[03:17.62] Iye akanditadzira, ndokumbirawo ararame
[03:22.13]
[03:30.03] Ndiri mutadzi panyika, anochiva nekuuraya
[03:35.14] Zvisi akanditadzira, ndokumbirazve ndicheneswe
[03:39.70]
[03:47.13] Ndiri mutadzi panyika, anochiva nekuuraya
[03:52.49] Zvisi akanditadzira, ndokumbirazve ndirarame
[03:56.80]
[04:04.49] Ndiyeka rusvava, anochema zvamurwadza
[04:09.49] Tendeukai mutarise, tokumbirazve ararame
[04:14.59]
[04:21.56] Ndiyeka rusvava, anochema zvamurwadza
[04:26.76] Tendeukai mutarise, tokumbira ngaararame
[04:32.13]
[04:38.83] Ndinoreurura ini reurura, reurura ini reurura
[04:43.54] Ndinoreurura ini reurura, kuti ndirarame
[04:48.93]
[04:56.14] Vachauya here baba, riiniko? Vachauya here baba, kuzotinunura?
[05:04.82] Vachauya here baba, riiniko? Vachauya here baba, kuzotinunura?
[05:13.37] Muchauya here baba, riiniko? Muchauya here baba, mukati mehondo?
[05:22.08] Muchauya here baba, riiniko? Muchauya here baba, mukati mehondo?
[05:30.30] Varipo here baba, varipiko? Vachauya here baba, kuzotinunura?
[05:38.74] Vachauya here baba, riiniko? Vachauya here baba, kuzotinunura?
[05:47.24]
[09:31.91] Ndingabude seiko mune zvakaipa
[09:37.07] Kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?
[09:41.35]
[09:49.26] Ndingabude seiko mune zvakaipa
[09:54.27] Kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?
[09:58.89]
[10:06.17] Ndingapunyuke seiko mune zvakaipa
[10:11.14] Kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?
[10:15.49]
[10:23.20] Ndingapunyuke seiko mune zvakaipa
[10:27.83] Kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?
[10:32.39]
[10:40.20] Pane uya wandafungira mweya wakaipa
[10:45.12] Iye akanditadzira, ndokumbirazve ararame
[10:49.76]
[10:57.03] Uya uye wandofungira mweya wakaipa
[11:02.24] Iye akanditadzira, ndokumbirazve ararame
[11:06.29]
[11:14.14] Ndiri mutadzi panyika, anochiva nekuuraya
[11:18.71] Zvisi akanditadzira, ndokumbirazve ndicheneswe
[11:23.61]
[11:31.16] Ndiri mutadzi panyika, anochiva nekuuraya
[11:35.88] Zvisi akanditadzira, ndokumbirazve ndirarame
[11:41.08]
[11:47.76] Ndiyeka rusvava, anochema zvomurwadza
[11:52.89] Tendeukai mutarise, tokumbirazve ararame
[11:56.82]
[12:04.77] Ndiyeka rusvava, anochema zvomurwadza
[12:09.65] Tendeukai mutarise, tokumbira ngavararame
[12:14.10]
[12:21.88] Ndinoreurura ini reurura, reurura ini reurura
[12:26.24] Ndinoreurura ini reurura, kuti ndirarame
[12:31.58]
[12:38.52] Ndinoreurura ini reurura, reurura ini reurura
[12:42.82] Ndinoreurura ini reurura, kuti ndicheneswe
[12:48.03]
[12:51.28] Muchauya here baba, riiniko? Muchauya here baba, kuzotiraramisa?
[12:59.57] Muchauya here baba, riiniko? Muchauya here baba, kuzotiraramisa?
[13:08.04] Variko here baba, varipiko? Vachauya here baba, mukati mehondo?
[13:16.46] Variko here baba, varipiko? Vachauya here baba, mukati mehondo?
[13:25.05] Variko here baba, varipiko? Vachauya here baba, kuzotiraramisa?
[13:34.04]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings