Zil Zil
๐ต 974 characters
โฑ๏ธ 11:02 duration
๐ ID: 13235022
๐ Lyrics
Zvawakangoti zii zii mudiwa wangu
Chiiko chauri kuronga apo?
Zvawakangoti zii zii mudiwa wangu
Chiiko chaurikuronga uko?
Zvawakongoti zii zii uriko kure
Chiiko chaurikuronga?
Zvawakangoti zii zii uriko kure
Chiiko chaurikufunga uko?
Chinguri wakandisiya dhiya wangu
Chiiko chaurikufunga?
Chinguri wakandisiya dhiya wangu
Chiiko chaunomboronga?
Zvaunongozofara kana ndauya
Chiiko chauri kuita iwe?
Kana usisandide nditaurirewo
Kana usisandide ndinyeurirewo
Kana usisandide nditaurirewo
Zvawakangoti zii zii mudiwa wangu
Chiiko chaurikufunga uko?
Zvawakangoti zii zii madhiya wangu
Chiiko chaunomboronga?
Chinguri wakandisiya dhiya wangu
Chiiko chaurikufunga iwe?
Zvaunozongofara kana ndauya
Chiiko chauri kuita?
Chinguri wakandisiya dhiya wangu
Chiiko chinokunakidza?
Zvimwe hauchandide nditaurirewo
Zvimwe hauchandide ndinyeurirewo
Zvimwe hauchandide nditaurirewo
Zvimwe hauchandide ndinyeurirewo
Zvimwe hauchandide nditaurirewo
Zvimwe hauchandide ndinyeurirewo
Chiiko chauri kuronga apo?
Zvawakangoti zii zii mudiwa wangu
Chiiko chaurikuronga uko?
Zvawakongoti zii zii uriko kure
Chiiko chaurikuronga?
Zvawakangoti zii zii uriko kure
Chiiko chaurikufunga uko?
Chinguri wakandisiya dhiya wangu
Chiiko chaurikufunga?
Chinguri wakandisiya dhiya wangu
Chiiko chaunomboronga?
Zvaunongozofara kana ndauya
Chiiko chauri kuita iwe?
Kana usisandide nditaurirewo
Kana usisandide ndinyeurirewo
Kana usisandide nditaurirewo
Zvawakangoti zii zii mudiwa wangu
Chiiko chaurikufunga uko?
Zvawakangoti zii zii madhiya wangu
Chiiko chaunomboronga?
Chinguri wakandisiya dhiya wangu
Chiiko chaurikufunga iwe?
Zvaunozongofara kana ndauya
Chiiko chauri kuita?
Chinguri wakandisiya dhiya wangu
Chiiko chinokunakidza?
Zvimwe hauchandide nditaurirewo
Zvimwe hauchandide ndinyeurirewo
Zvimwe hauchandide nditaurirewo
Zvimwe hauchandide ndinyeurirewo
Zvimwe hauchandide nditaurirewo
Zvimwe hauchandide ndinyeurirewo
โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:57.04] Zvawakangoti zii zii mudiwa wangu
[01:00.59] Chiiko chauri kuronga apo?
[01:04.25]
[01:15.84] Zvawakangoti zii zii mudiwa wangu
[01:19.01] Chiiko chaurikuronga uko?
[01:22.28]
[01:34.49] Zvawakongoti zii zii uriko kure
[01:37.65] Chiiko chaurikuronga?
[01:40.61]
[01:52.82] Zvawakangoti zii zii uriko kure
[01:56.22] Chiiko chaurikufunga uko?
[01:59.68]
[02:11.24] Chinguri wakandisiya dhiya wangu
[02:14.78] Chiiko chaurikufunga?
[02:17.97]
[02:29.74] Chinguri wakandisiya dhiya wangu
[02:33.08] Chiiko chaunomboronga?
[02:36.43]
[02:47.94] Zvaunongozofara kana ndauya
[02:51.44] Chiiko chauri kuita iwe?
[02:54.66]
[03:05.29] Kana usisandide nditaurirewo
[03:08.79] Kana usisandide ndinyeurirewo
[03:12.45] Kana usisandide nditaurirewo
[03:16.48]
[07:22.74] Zvawakangoti zii zii mudiwa wangu
[07:26.11] Chiiko chaurikufunga uko?
[07:29.70]
[07:37.43] Zvawakangoti zii zii madhiya wangu
[07:40.86] Chiiko chaunomboronga?
[07:44.02]
[07:52.15] Chinguri wakandisiya dhiya wangu
[07:55.45] Chiiko chaurikufunga iwe?
[07:58.94]
[08:06.60] Zvaunozongofara kana ndauya
[08:10.06] Chiiko chauri kuita?
[08:13.25]
[08:21.30] Chinguri wakandisiya dhiya wangu
[08:24.89] Chiiko chinokunakidza?
[08:28.51]
[08:34.76] Zvimwe hauchandide nditaurirewo
[08:38.48] Zvimwe hauchandide ndinyeurirewo
[08:42.08] Zvimwe hauchandide nditaurirewo
[08:45.72] Zvimwe hauchandide ndinyeurirewo
[08:49.42] Zvimwe hauchandide nditaurirewo
[08:52.97] Zvimwe hauchandide ndinyeurirewo
[08:57.76]
[01:00.59] Chiiko chauri kuronga apo?
[01:04.25]
[01:15.84] Zvawakangoti zii zii mudiwa wangu
[01:19.01] Chiiko chaurikuronga uko?
[01:22.28]
[01:34.49] Zvawakongoti zii zii uriko kure
[01:37.65] Chiiko chaurikuronga?
[01:40.61]
[01:52.82] Zvawakangoti zii zii uriko kure
[01:56.22] Chiiko chaurikufunga uko?
[01:59.68]
[02:11.24] Chinguri wakandisiya dhiya wangu
[02:14.78] Chiiko chaurikufunga?
[02:17.97]
[02:29.74] Chinguri wakandisiya dhiya wangu
[02:33.08] Chiiko chaunomboronga?
[02:36.43]
[02:47.94] Zvaunongozofara kana ndauya
[02:51.44] Chiiko chauri kuita iwe?
[02:54.66]
[03:05.29] Kana usisandide nditaurirewo
[03:08.79] Kana usisandide ndinyeurirewo
[03:12.45] Kana usisandide nditaurirewo
[03:16.48]
[07:22.74] Zvawakangoti zii zii mudiwa wangu
[07:26.11] Chiiko chaurikufunga uko?
[07:29.70]
[07:37.43] Zvawakangoti zii zii madhiya wangu
[07:40.86] Chiiko chaunomboronga?
[07:44.02]
[07:52.15] Chinguri wakandisiya dhiya wangu
[07:55.45] Chiiko chaurikufunga iwe?
[07:58.94]
[08:06.60] Zvaunozongofara kana ndauya
[08:10.06] Chiiko chauri kuita?
[08:13.25]
[08:21.30] Chinguri wakandisiya dhiya wangu
[08:24.89] Chiiko chinokunakidza?
[08:28.51]
[08:34.76] Zvimwe hauchandide nditaurirewo
[08:38.48] Zvimwe hauchandide ndinyeurirewo
[08:42.08] Zvimwe hauchandide nditaurirewo
[08:45.72] Zvimwe hauchandide ndinyeurirewo
[08:49.42] Zvimwe hauchandide nditaurirewo
[08:52.97] Zvimwe hauchandide ndinyeurirewo
[08:57.76]