Mavanga
๐ต 1401 characters
โฑ๏ธ 9:16 duration
๐ ID: 13235023
๐ Lyrics
Kuita kwako iwe kuchazondipa mavanga iwewe

Kufunga kwako iwe kuchazonditunzva mavanga iwe

Hama dzese dzakapera uchidzipa mavanga iwewe

Nhasi wasara neni-neni kuti undipe mavanga iwe

Uchandivenga ndazvifunga, jerakamwe hariteyiwe iwe

Neiyo nguva uchandivenga jerakamwe wajaira iwewe

Hariteyiwe jerakamwe, chokwadi uchanditunzva mavanga
Hariteyeke jerakamwe, chokwadi uchandipa mavanga
Neni-neni unorweyiko, koo chako chandinacho ndechipiko?

Kufunga kwako iwe kuchazonditunzva mavanga iwewe

Nhasi wasara neni-neni kuti undipe mavanga iwewe

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:41.01] Kuita kwako iwe kuchazondipa mavanga iwewe
[00:46.07]
[00:56.47] Kuita kwako iwe kuchazondipa mavanga iwewe
[01:01.82]
[01:11.73] Kufunga kwako iwe kuchazonditunzva mavanga iwe
[01:17.88]
[01:27.28] Kufunga kwako iwe kuchazonditunzva mavanga iwe
[01:33.08]
[01:42.71] Hama dzese dzakapera uchidzipa mavanga iwewe
[01:48.63]
[01:57.84] Hama dzese dzakapera uchidzipa mavanga iwewe
[02:03.89]
[02:13.32] Nhasi wasara neni-neni kuti undipe mavanga iwe
[02:19.12]
[02:28.92] Nhasi wasara neni-neni kuti undipe mavanga iwe
[02:35.97]
[02:44.56] Uchandivenga ndazvifunga, jerakamwe hariteyiwe iwe
[02:50.71]
[02:59.76] Uchandivenga ndazvifunga, jerakamwe hariteyiwe iwe
[03:05.98]
[03:15.15] Neiyo nguva uchandivenga jerakamwe wajaira iwewe
[03:20.86]
[03:30.41] Neiyo nguva uchandivenga jerakamwe wajaira iwewe
[03:37.82]
[04:04.97] Kuita kwako iwe kuchazondipa mavanga iwewe
[04:10.83]
[04:20.42] Kufunga kwako iwe kuchazonditunzva mavanga iwe
[04:25.88]
[04:35.79] Hama dzese dzakapera uchidzipa mavanga iwewe
[04:40.59]
[04:50.83] Nhasi wasara neni-neni kuti undipe mavanga iwe
[04:56.65]
[05:06.22] Uchandivenga ndazvifunga, jerakamwe hariteyiwe iwe
[05:12.51]
[05:47.37] Hariteyiwe jerakamwe, chokwadi uchanditunzva mavanga
[05:54.89] Hariteyeke jerakamwe, chokwadi uchandipa mavanga
[06:02.10] Neni-neni unorweyiko, koo chako chandinacho ndechipiko?
[06:11.27]
[06:35.81] Kuita kwako iwe kuchazondipa mavanga iwewe
[06:42.19]
[06:46.72] Kufunga kwako iwe kuchazonditunzva mavanga iwewe
[06:52.27]
[07:01.62] Hama dzese dzakapera uchidzipa mavanga iwewe
[07:07.30]
[07:20.10] Nhasi wasara neni-neni kuti undipe mavanga iwewe
[07:25.99]
[07:34.99] Uchandivenga ndazvifunga, jerakamwe hariteyiwe iwe
[07:41.76]
[07:49.66] Neiyo nguva uchandivenga jerakamwe wajaira iwewe
[07:54.92]
[08:00.06] Hariteyiwe jerakamwe, chokwadi uchanditunzva mavanga
[08:07.44] Hariteyeke jerakamwe, chokwadi uchandipa mavanga
[08:14.71] Neni-neni unorweyiko, koo chako chandinacho ndechipiko?
[08:25.67]