Zoro
๐ต 1301 characters
โฑ๏ธ 11:09 duration
๐ ID: 13298941
๐ Lyrics
Ndomuudza sei mwana uyu, dambudziko riri pakati pemoyo wangu
Ave pamwe neni Zoro, ndigodada ndichiti dhali?

Zorodzai ndinokuda teerera, dambudziko riri pakati pemoyo wangu
Ndomuudza seiko Zoro? Ndinzwewo ndisatambure

Ndafamba mutunhu uri kure, ndakatakura bango rerudo rweimba yedu
Chindisunungurawozve Zoro, dama rerudo chindipa ndizorore

Chero zvikarema sei, mungayedza zvese zvamunoda, ndewangu chete Zoro
Mungataura zvenyu nemaziso zvamunoda, ndewangu chete Zoro
Kungava kure sei, chitsoka ndibereke ndonotora Zoro
Ndichatokwira bhazi kuenda kure, kure ndonotora Zoro
Ndichatokwira ndege kuenda kure, kure ndonotora Zoro

Mungataura zvenyu namaziso zvamunoda, ndewangu chete Zoro

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[01:31.25] Ndomuudza sei mwana uyu, dambudziko riri pakati pemoyo wangu
[01:37.67] Ave pamwe neni Zoro, ndigodada ndichiti dhali?
[01:43.16]
[01:56.42] Ndomuudza sei mwana uyu, dambudziko riri pakati pemoyo wangu
[02:02.91] Ave pamwe neni Zoro, ndigodada ndichiti dhali?
[02:08.27]
[02:21.81] Zorodzai ndinokuda teerera, dambudziko riri pakati pemoyo wangu
[02:28.15] Ndomuudza seiko Zoro? Ndinzwewo ndisatambure
[02:34.40]
[02:47.16] Zorodzai ndinokuda teerera, dambudziko riri pakati pemoyo wangu
[02:53.52] Ndomuudza seiko Zoro? Ndinzwewo ndisatambure
[02:59.06]
[03:12.52] Ndafamba mutunhu uri kure, ndakatakura bango rerudo rweimba yedu
[03:18.83] Chindisunungurawozve Zoro, dama rerudo chindipa ndizorore
[03:24.79]
[03:38.01] Ndafamba mutunhu uri kure, ndakatakura bango rerudo rweimba yedu
[03:44.17] Chindisunungurawozve Zoro, dama rerudo chindipa ndizorore
[03:50.13]
[05:51.52] Chero zvikarema sei, mungayedza zvese zvamunoda, ndewangu chete Zoro
[05:59.46]
[06:05.23] Mungataura zvenyu nemaziso zvamunoda, ndewangu chete Zoro
[06:12.75]
[06:22.13] Kungava kure sei, chitsoka ndibereke ndonotora Zoro
[06:29.79]
[06:39.58] Ndichatokwira bhazi kuenda kure, kure ndonotora Zoro
[06:46.74]
[06:56.55] Ndichatokwira ndege kuenda kure, kure ndonotora Zoro
[07:04.16]
[07:13.59] Kungava kure sei, chitsoka ndibereke ndonotora Zoro
[07:21.29]
[09:25.45] Chero zvikarema sei, mungayedza zvese zvamunoda, ndewangu chete Zoro
[09:32.51]
[09:45.89] Mungataura zvenyu namaziso zvamunoda, ndewangu chete Zoro
[09:53.00]
[10:06.07] Kungava kure sei, chitsoka ndibereke ndonotora Zoro
[10:13.68]
[10:23.09] Ndichatokwira bhazi kuenda kure, kure ndonotora Zoro
[10:30.19]
[10:43.38] Ndichatokwira ndege kuenda kure, kure ndonotora Zoro
[10:50.31]