Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Happiest Man

๐Ÿ‘ค Winky D โ€ข ๐ŸŽผ Gafa Futi โ€ข โฑ๏ธ 3:33
๐ŸŽต 2299 characters
โฑ๏ธ 3:33 duration
๐Ÿ†” ID: 13649915

๐Ÿ“œ Lyrics

ChiGafa chauya futi chakakoka fanika pfuti
Chi extraterrestial
Gafa futi

Kasoftware kekugumbuka pane maGafa kari kuramba kuinstaller
Ndaneta nekuva happy ndakuda matambudziko auye kuzonditora
Nekuti pese pandatsika, nokora tsoka prezha rasvika
Ndoda kugara ndava zivisa kufara kune vaidzi mirai zvekupaparika

Ndini the happiest man pataundi
But this time chiri kwangu se round
Handina zvondinetsa kana zvinondistressa
Rega ndikuudze zviri paground

I'm happy, I'm happy, I'm happy
Kusimbirwa neGafa life
I'm happy, I'm happy, I'm happy
Kana uchinakirwa nelife
Iti oho, oho, oho
Uchinakirwa nelife
Iti oho, oho, oho

Happy yangu haidi munhu kana Dollar coin
Ndikuda kufara, usandibata collar kaini
Hanzi Gafa rine energy pahappy
Saka mafaro ndini ndinomapower kunge solar kaini
Ndiri high but hakuna chandamona kaini
Vanoti tichasuwa, hamuna chamaona kaimi

Happy yangu pachiGafa mahara
Vari kugaya kuti zvimwe ndinopihwa nemadonor kaini
Chirega kuchema utange kuva happy nhasi (nhasi)
Vanga vakutsvaka happy nemari havasati vaiwana nanhasi
But pachiGafa inini

Ndini the happiest man pataundi
But this time chiri kwangu se round
Handina zvondinetsa kana zvinondistressa
Rega ndikuudze zviri paground

I'm happy, I'm happy, I'm happy
Kusimbirwa neGafa life
I'm happy, I'm happy, I'm happy
Kana uchinakirwa nelife
Iti oho, oho, oho
Uchinakirwa nelife
Iti oho, oho, oho

Kahappy kacho fanike munhu ada kukicka bucket
Ndakufambira mumhepo yanditadza gravity
Happy yese yazohodhwa nemaGafa
Musatambise nguva muchiitsvaka haipo pamarket
Voda kuti ndidhiniwe vofambisa gossip
Hanzi hameno zvimwe zvinhu zvaakuita worship
But tongotarisa kudenga uko kunaNyadenga
Ikoko ndiko kune Gafa office

Ndini the happiest man pataundi
But this time chiri kwangu se round
Handina zvondinetsa kana zvinondistressa
Rega ndikuudze zviri paground

I'm happy, I'm happy, I'm happy
Kusimbirwa neGafa life
I'm happy, I'm happy, I'm happy
Kana uchinakirwa nelife
Iti oho, oho, oho
Uchinakirwa nelife
Iti oho, oho, oho

Ndini the happiest man pataundi
But this time chiri kwangu se round
Handina zvondinetsa kana zvinondistressa
Rega ndikuudze zviri paground

I'm happy, I'm happy, I'm happy
Kusimbirwa neGafa life
I'm happy, I'm happy, I'm happy
Kana uchinakirwa nelife
Iti oho, oho, oho
Uchinakirwa nelife
Iti oho, oho, oho

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:00.92] ChiGafa chauya futi chakakoka fanika pfuti
[00:06.45] Chi extraterrestial
[00:08.74] Gafa futi
[00:11.32] Kasoftware kekugumbuka pane maGafa kari kuramba kuinstaller
[00:17.04] Ndaneta nekuva happy ndakuda matambudziko auye kuzonditora
[00:22.10] Nekuti pese pandatsika, nokora tsoka prezha rasvika
[00:27.10] Ndoda kugara ndava zivisa kufara kune vaidzi mirai zvekupaparika
[00:32.81] Ndini the happiest man pataundi
[00:35.22] But this time chiri kwangu se round
[00:38.23] Handina zvondinetsa kana zvinondistressa
[00:40.99] Rega ndikuudze zviri paground
[00:43.08] I'm happy, I'm happy, I'm happy
[00:46.57] Kusimbirwa neGafa life
[00:48.55] I'm happy, I'm happy, I'm happy
[00:51.70] Kana uchinakirwa nelife
[00:53.73] Iti oho, oho, oho
[00:57.24] Uchinakirwa nelife
[00:58.96] Iti oho, oho, oho
[01:04.40] Happy yangu haidi munhu kana Dollar coin
[01:07.08] Ndikuda kufara, usandibata collar kaini
[01:09.60] Hanzi Gafa rine energy pahappy
[01:11.69] Saka mafaro ndini ndinomapower kunge solar kaini
[01:14.96] Ndiri high but hakuna chandamona kaini
[01:17.64] Vanoti tichasuwa, hamuna chamaona kaimi
[01:20.39] Happy yangu pachiGafa mahara
[01:22.49] Vari kugaya kuti zvimwe ndinopihwa nemadonor kaini
[01:25.43] Chirega kuchema utange kuva happy nhasi (nhasi)
[01:29.50] Vanga vakutsvaka happy nemari havasati vaiwana nanhasi
[01:34.26] But pachiGafa inini
[01:36.89] Ndini the happiest man pataundi
[01:39.37] But this time chiri kwangu se round
[01:42.39] Handina zvondinetsa kana zvinondistressa
[01:44.84] Rega ndikuudze zviri paground
[01:47.10] I'm happy, I'm happy, I'm happy
[01:50.41] Kusimbirwa neGafa life
[01:52.39] I'm happy, I'm happy, I'm happy
[01:55.81] Kana uchinakirwa nelife
[01:57.52] Iti oho, oho, oho
[02:01.30] Uchinakirwa nelife
[02:03.03] Iti oho, oho, oho
[02:07.95] Kahappy kacho fanike munhu ada kukicka bucket
[02:11.00] Ndakufambira mumhepo yanditadza gravity
[02:13.72] Happy yese yazohodhwa nemaGafa
[02:15.72] Musatambise nguva muchiitsvaka haipo pamarket
[02:18.96] Voda kuti ndidhiniwe vofambisa gossip
[02:21.72] Hanzi hameno zvimwe zvinhu zvaakuita worship
[02:24.37] But tongotarisa kudenga uko kunaNyadenga
[02:27.50] Ikoko ndiko kune Gafa office
[02:30.19] Ndini the happiest man pataundi
[02:32.85] But this time chiri kwangu se round
[02:35.48] Handina zvondinetsa kana zvinondistressa
[02:38.20] Rega ndikuudze zviri paground
[02:40.55] I'm happy, I'm happy, I'm happy
[02:43.84] Kusimbirwa neGafa life
[02:45.84] I'm happy, I'm happy, I'm happy
[02:49.04] Kana uchinakirwa nelife
[02:51.04] Iti oho, oho, oho
[02:54.78] Uchinakirwa nelife
[02:56.24] Iti oho, oho, oho
[03:02.11] Ndini the happiest man pataundi
[03:04.77] But this time chiri kwangu se round
[03:07.62] Handina zvondinetsa kana zvinondistressa
[03:10.12] Rega ndikuudze zviri paground
[03:12.34] I'm happy, I'm happy, I'm happy
[03:15.76] Kusimbirwa neGafa life
[03:17.57] I'm happy, I'm happy, I'm happy
[03:21.19] Kana uchinakirwa nelife
[03:22.88] Iti oho, oho, oho
[03:26.72] Uchinakirwa nelife
[03:28.32] Iti oho, oho, oho
[03:32.48]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings