Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Nezvangu

๐Ÿ‘ค Killer T โ€ข ๐ŸŽผ Chairman Vol. 2 โ€ข โฑ๏ธ 5:18
๐ŸŽต 2633 characters
โฑ๏ธ 5:18 duration
๐Ÿ†” ID: 13749927

๐Ÿ“œ Lyrics

Hot Property Music (Hot Property Music)
Pari Triky (pari triky)
Anna Yako (Anna Yako), Aya T (Aya T)
Inga wakandisimbisa baby (ohh ohh)
Ukati haundisiyewo baby (ohh ohh)
Ko nhasi wakudei?

Babie haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Hameno

Chaanongoda chete kundipa stress, kuti inini ndifunge nezvake chete
Kungondiramba zvinhu zvacho zvoiita worse (hameno)
Chaanongoda chete kundipa stress, kuti inini ndifunge nezvake chete
Kungondiramba zvinhu zvacho zvoiita worse

Haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Hameno

Wani wakandisimbisa kubva pandakada
Ukati haundisiye babie ndichikuda
Ko nhasi wavakuenda here uchindisiya babie, hameno?
Hoo hoo zvinoita rudo, mumwe wangu ndiwe here wandakada?
Kundisiya nechironda here chisingapore babie

Babie haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Hameno

Chaanongoda chete kundipa stress, kuti inini ndifunge nezvake chete
Kungondiramba zvinhu zvacho zvoiita worse (hameno)
Chaanongoda chete kundipa stress, kuti inini ndifunge nezvake chete
Kungondiramba zvinhu zvacho zvoiita worse

Haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Hameno (hameno)

Babie usandisiye ndichikuda
Usandidaro (usandidaro)
Wabva watondipedza simba
Koo sei wandidaro dhiya?
Nditori munhuwo anorwadziwa
Zvawandirambira ndoda kuziva
Wazondisiya nestress mupfungwa

Babie haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Hameno

Chaanongoda chete kundipa stress, kuti inini ndifunge nezvake chete
Kungondiramba zvinhu zvacho zvoiita worse, hoo (hameno)
Chaanongoda chete kundipa stress, kuti inini ndifunge nezvake chete
Kungondiramba zvinhu zvacho zvoiita worse

Haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Hameno

Wani wakandisimbisa kubva pandakada
Ukati haundisiye babie ndichikuda
Ko nhasi wavakuenda here uchindisiya babie?
(Hameno) hoo hoo zvinoita rudo
Munhu wangu ndiwe here wandakada?
Kundisiya nechironda here chisingapore babie

Babie haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Hameno

Chaanongoda chete kundipa stress, kuti inini ndifunge nezvake chete
Kungondiramba zvinhu zvacho zvoiita worse (hameno)
Chaanongoda chete kundipa stress kuti inini ndifunge nezvake chete
Kungondiramba zvinhu zvacho zvoiita worse

Haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Hameno

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:00.23] Hot Property Music (Hot Property Music)
[00:03.79] Pari Triky (pari triky)
[00:05.95] Anna Yako (Anna Yako), Aya T (Aya T)
[00:11.06] Inga wakandisimbisa baby (ohh ohh)
[00:15.71] Ukati haundisiyewo baby (ohh ohh)
[00:19.38] Ko nhasi wakudei?
[00:20.27] Babie haachadawo nezvangu
[00:24.99] Babie haachadawo nezvangu
[00:29.81] Babie haachadawo nezvangu
[00:34.50] Babie haachadawo nezvangu
[00:40.13] Hameno
[00:41.19] Chaanongoda chete kundipa stress, kuti inini ndifunge nezvake chete
[00:46.16] Kungondiramba zvinhu zvacho zvoiita worse (hameno)
[00:50.92] Chaanongoda chete kundipa stress, kuti inini ndifunge nezvake chete
[00:55.73] Kungondiramba zvinhu zvacho zvoiita worse
[00:58.85] Haachadawo nezvangu
[01:03.00] Babie haachadawo nezvangu
[01:08.21] Babie haachadawo nezvangu
[01:13.04] Babie haachadawo nezvangu
[01:18.10] Hameno
[01:19.24] Wani wakandisimbisa kubva pandakada
[01:21.82] Ukati haundisiye babie ndichikuda
[01:24.27] Ko nhasi wavakuenda here uchindisiya babie, hameno?
[01:29.21] Hoo hoo zvinoita rudo, mumwe wangu ndiwe here wandakada?
[01:33.83] Kundisiya nechironda here chisingapore babie
[01:37.12] Babie haachadawo nezvangu
[01:41.83] Babie haachadawo nezvangu
[01:46.51] Babie haachadawo nezvangu
[01:51.34] Babie haachadawo nezvangu
[01:56.88] Hameno
[01:58.10] Chaanongoda chete kundipa stress, kuti inini ndifunge nezvake chete
[02:03.08] Kungondiramba zvinhu zvacho zvoiita worse (hameno)
[02:07.78] Chaanongoda chete kundipa stress, kuti inini ndifunge nezvake chete
[02:12.45] Kungondiramba zvinhu zvacho zvoiita worse
[02:15.74] Haachadawo nezvangu
[02:20.29] Babie haachadawo nezvangu
[02:24.64] Babie haachadawo nezvangu
[02:29.81] Babie haachadawo nezvangu
[02:35.00] Hameno (hameno)
[02:37.65] Babie usandisiye ndichikuda
[02:39.82] Usandidaro (usandidaro)
[02:42.13] Wabva watondipedza simba
[02:44.54] Koo sei wandidaro dhiya?
[02:46.68] Nditori munhuwo anorwadziwa
[02:49.24] Zvawandirambira ndoda kuziva
[02:51.58] Wazondisiya nestress mupfungwa
[02:53.94] Babie haachadawo nezvangu
[02:58.54] Babie haachadawo nezvangu
[03:03.39] Babie haachadawo nezvangu
[03:08.19] Babie haachadawo nezvangu
[03:13.55] Hameno
[03:15.14] Chaanongoda chete kundipa stress, kuti inini ndifunge nezvake chete
[03:19.61] Kungondiramba zvinhu zvacho zvoiita worse, hoo (hameno)
[03:24.53] Chaanongoda chete kundipa stress, kuti inini ndifunge nezvake chete
[03:29.46] Kungondiramba zvinhu zvacho zvoiita worse
[03:32.75] Haachadawo nezvangu
[03:37.05] Babie haachadawo nezvangu
[03:41.70] Babie haachadawo nezvangu
[03:46.56] Babie haachadawo nezvangu
[03:51.70] Hameno
[03:52.99] Wani wakandisimbisa kubva pandakada
[03:55.36] Ukati haundisiye babie ndichikuda
[03:57.78] Ko nhasi wavakuenda here uchindisiya babie?
[04:01.57] (Hameno) hoo hoo zvinoita rudo
[04:05.02] Munhu wangu ndiwe here wandakada?
[04:07.32] Kundisiya nechironda here chisingapore babie
[04:10.67] Babie haachadawo nezvangu
[04:15.36] Babie haachadawo nezvangu
[04:20.14] Babie haachadawo nezvangu
[04:25.06] Babie haachadawo nezvangu
[04:29.82] Hameno
[04:31.86] Chaanongoda chete kundipa stress, kuti inini ndifunge nezvake chete
[04:36.68] Kungondiramba zvinhu zvacho zvoiita worse (hameno)
[04:41.36] Chaanongoda chete kundipa stress kuti inini ndifunge nezvake chete
[04:46.15] Kungondiramba zvinhu zvacho zvoiita worse
[04:49.33] Haachadawo nezvangu
[04:53.75] Babie haachadawo nezvangu
[04:58.30] Babie haachadawo nezvangu
[05:03.58] Babie haachadawo nezvangu
[05:08.54] Hameno
[05:10.89]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings