Nguva
๐ต 1548 characters
โฑ๏ธ 3:44 duration
๐ ID: 13749929
๐ Lyrics
HitLab (HitLab)
Kanaboy
Haachagona kungokupa moyo and usamu-blame
Zvaasangana nazvo zvakawanda, ane vanga uyo, kasi usaregedze
Ndiwe waanga akamirira kuti ugomushandura, she will never let you down
Usazofa uri bhachura, gara wangomubhabhura
Nhamo hadzipere
Asi chakakosha kuti ungoziva kuti anewe zvachose
Zvimwe haareve (haareve)
Asi chakakosha kuti ungoziva kuti ndiwe iwe zvachose
Ingomubatisisa, inguva chete
Ingomubatisisa, inguva chete
Ingomubatisisa, inguva chete
Ingomubatisisa, inguva, inguva, inguva chete
Inguva (inguva) inguva (inguva)
Inguva, inguva, inguva chete
Inguva (inguva) inguva (inguva)
Inguva, inguva, inguva chete
Inguva, inguva
Inguva, inguva, inguva chete
Inguva, inguva
Inguva, inguva, inguva chete
Akambo-believer akatorwa moyo (nguva)
Ndokuzobondera yabvira hondo (nguva)
Akutsvaga anomubata zvinyoro (nguva)
Pamwe ndiwe uchamupa zororo (nguva)
Chingoziva zvaanoda iwe, iwe, iwe, iwe
'Cause what she really wants is to know that you care
Hazvireve rudo haana iyeye
But she wanna be ready, ready for you
Nhamo hadzipere (ukamunyararidza, achakupa mukana iwe)
Asi chakakosha kuti ungoziva kuti anewe zvachose (ukamunyararidza)
Zvimwe haareve

Inguva (Patronik)

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:00.14] HitLab (HitLab)
[00:06.66] Kanaboy
[00:10.97] Haachagona kungokupa moyo and usamu-blame
[00:16.29] Zvaasangana nazvo zvakawanda, ane vanga uyo, kasi usaregedze
[00:22.58] Ndiwe waanga akamirira kuti ugomushandura, she will never let you down
[00:30.12] Usazofa uri bhachura, gara wangomubhabhura
[00:36.52] Nhamo hadzipere
[00:40.58] Asi chakakosha kuti ungoziva kuti anewe zvachose
[00:48.98] Zvimwe haareve (haareve)
[00:52.80] Asi chakakosha kuti ungoziva kuti ndiwe iwe zvachose
[01:00.40] Ingomubatisisa, inguva chete
[01:06.87] Ingomubatisisa, inguva chete
[01:12.93] Ingomubatisisa, inguva chete
[01:19.26] Ingomubatisisa, inguva, inguva, inguva chete
[01:26.72] Inguva (inguva) inguva (inguva)
[01:29.75] Inguva, inguva, inguva chete
[01:32.85] Inguva (inguva) inguva (inguva)
[01:35.98] Inguva, inguva, inguva chete
[01:39.27] Inguva, inguva
[01:42.16] Inguva, inguva, inguva chete
[01:45.57] Inguva, inguva
[01:48.36] Inguva, inguva, inguva chete
[01:51.72] Akambo-believer akatorwa moyo (nguva)
[01:54.61] Ndokuzobondera yabvira hondo (nguva)
[01:57.65] Akutsvaga anomubata zvinyoro (nguva)
[02:00.84] Pamwe ndiwe uchamupa zororo (nguva)
[02:03.18] Chingoziva zvaanoda iwe, iwe, iwe, iwe
[02:06.55] 'Cause what she really wants is to know that you care
[02:09.99] Hazvireve rudo haana iyeye
[02:12.82] But she wanna be ready, ready for you
[02:16.28] Nhamo hadzipere (ukamunyararidza, achakupa mukana iwe)
[02:20.24] Asi chakakosha kuti ungoziva kuti anewe zvachose (ukamunyararidza)
[02:28.58] Zvimwe haareve
[02:32.65] Asi chakakosha kuti ungoziva kuti ndiwe iwe zvachose
[02:40.34] Ingomubatisisa, inguva chete
[02:46.67] Ingomubatisisa, inguva chete
[02:52.77] Ingomubatisisa, inguva chete
[02:58.65] Ingomubatisisa, inguva, inguva, inguva chete
[03:06.46] Inguva (inguva) inguva (inguva)
[03:09.96] Inguva, inguva, inguva chete
[03:12.55] Inguva (inguva) inguva (inguva)
[03:15.76] Inguva, inguva, inguva chete
[03:18.82] Inguva, inguva
[03:21.99] Inguva, inguva, inguva chete
[03:25.33] Inguva (Patronik)
[03:28.25]