Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Sahwira Mukuru

๐Ÿ‘ค Majjesty โ€ข ๐ŸŽผ Sahwira Mukuru โ€ข โฑ๏ธ 2:49
๐ŸŽต 1736 characters
โฑ๏ธ 2:49 duration
๐Ÿ†” ID: 13830656

๐Ÿ“œ Lyrics

Ehkaa
Tambaoga haana pressure
Sta
Sahwira mukurusa
Majjesty usadaro
Ka nhaii

Nasahwira topindirana
Ende tinowirirana
Nasahwira tosimbisana
Musi weguva chete watichapesa Wangu sahwira muhombe Sahwira mukurusa
Ndomuda zvikuru aagh
Uyu muhombe handidi kumu loser
Ndingatomera bundu shaa
Muhombe sahwira mukurusa Hesi kani bhururu
Urimuhombe handidi kuku loser
Ndingatomera bundu

Coz ukango texta ndosekerera
Kuswera usingafile bho ndinomerera
Sahwira usahondi womesera
Ukandi replacer hauripinde denga
Aaah Ndasangana nevanhu hobho mulife but munhu akaita sewe is rare to find
Ndongoda kugara newe paside
Uchindimiririra ndikabuda offside
Muhombe
Sahwira mukurusa
Hesi kani bhururu
Urimuhombe handidi kuku loser
Ndingatomera bundu shaa

Muhombe Sahwira mukurusa
Ndomuda zvikuru aagh
Uyu muhombe handidi kumu loser
Ndingatomera bundu shaa
Muhombe sahwira mukurusa Hesi kani bhururu
Urimuhombe handidi kuku loser
Ndingatomera bundu

Pamwe pacho husahwira hunokunda hushamwari
Husahwira kusanganiswa naMwari
Husahwira hwunoita hwega
Hapadi force ukaona makumanikidza siyai
Mwari makaita zvenyu inini handishamisire but pana sahwira makandi blesser
Kana muchida henyu mupei makore akawandisa panyika handidi kutamba ndega
Sahwira mukurusa
Hesi kani bhururu
Urimuhombe handidi kuku loser
Imagine ndazomera bundu shaa

Muhombe sahwira mukurusa
Matemai mucheki mukurusa
Uyu muhombe handidi kumu loser
Pamwe ndiMhofu Mhofela
Muhombe sahwira mukurusa
Ava ndihumba ivava uyu muhombe handidi kumu loser
Ava ndishumba ivava muhombe sahwira mukurusa
Sahwira mukanya
Musamukanya uyu muhombe handidi kumu loser
Sahwira wangu Chihera
Chihera muhombe sahwira mukurusa
Hwesa masango
Urimuhombe handidi kuku loser
Moyo chirandu uri muhombe sahwira mukurusa

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:00.56] Ehkaa
[00:02.56] Tambaoga haana pressure
[00:05.35] Sta
[00:06.10] Sahwira mukurusa
[00:07.66] Majjesty usadaro
[00:09.40] Ka nhaii
[00:10.69] Nasahwira topindirana
[00:13.36] Ende tinowirirana
[00:15.78] Nasahwira tosimbisana
[00:17.87] Musi weguva chete watichapesa Wangu sahwira muhombe Sahwira mukurusa
[00:23.52] Ndomuda zvikuru aagh
[00:24.92] Uyu muhombe handidi kumu loser
[00:28.47] Ndingatomera bundu shaa
[00:30.46] Muhombe sahwira mukurusa Hesi kani bhururu
[00:35.14] Urimuhombe handidi kuku loser
[00:38.76] Ndingatomera bundu
[00:40.31] Coz ukango texta ndosekerera
[00:42.86] Kuswera usingafile bho ndinomerera
[00:46.08] Sahwira usahondi womesera
[00:47.96] Ukandi replacer hauripinde denga
[00:50.65] Aaah Ndasangana nevanhu hobho mulife but munhu akaita sewe is rare to find
[00:56.33] Ndongoda kugara newe paside
[00:58.54] Uchindimiririra ndikabuda offside
[01:01.00] Muhombe
[01:02.38] Sahwira mukurusa
[01:04.44] Hesi kani bhururu
[01:05.89] Urimuhombe handidi kuku loser
[01:09.33] Ndingatomera bundu shaa
[01:11.48] Muhombe Sahwira mukurusa
[01:14.61] Ndomuda zvikuru aagh
[01:16.16] Uyu muhombe handidi kumu loser
[01:19.55] Ndingatomera bundu shaa
[01:21.46] Muhombe sahwira mukurusa Hesi kani bhururu
[01:26.32] Urimuhombe handidi kuku loser
[01:29.75] Ndingatomera bundu
[01:31.33] Pamwe pacho husahwira hunokunda hushamwari
[01:34.92] Husahwira kusanganiswa naMwari
[01:37.54] Husahwira hwunoita hwega
[01:39.10] Hapadi force ukaona makumanikidza siyai
[01:42.60] Mwari makaita zvenyu inini handishamisire but pana sahwira makandi blesser
[01:48.01] Kana muchida henyu mupei makore akawandisa panyika handidi kutamba ndega
[01:53.42] Sahwira mukurusa
[01:55.43] Hesi kani bhururu
[01:56.99] Urimuhombe handidi kuku loser
[02:00.08] Imagine ndazomera bundu shaa
[02:02.37] Muhombe sahwira mukurusa
[02:05.15] Matemai mucheki mukurusa
[02:07.20] Uyu muhombe handidi kumu loser
[02:10.34] Pamwe ndiMhofu Mhofela
[02:12.44] Muhombe sahwira mukurusa
[02:15.56] Ava ndihumba ivava uyu muhombe handidi kumu loser
[02:20.89] Ava ndishumba ivava muhombe sahwira mukurusa
[02:25.68] Sahwira mukanya
[02:27.10] Musamukanya uyu muhombe handidi kumu loser
[02:30.79] Sahwira wangu Chihera
[02:32.36] Chihera muhombe sahwira mukurusa
[02:35.94] Hwesa masango
[02:37.89] Urimuhombe handidi kuku loser
[02:41.59] Moyo chirandu uri muhombe sahwira mukurusa
[02:47.43]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings