Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Hasha

๐Ÿ‘ค Jah Prayzah โ€ข ๐ŸŽผ Chiremerera โ€ข โฑ๏ธ 5:07
๐ŸŽต 1503 characters
โฑ๏ธ 5:07 duration
๐Ÿ†” ID: 13841056

๐Ÿ“œ Lyrics

Hasha dzinenge dzatutumira
Hwahwa hwunenge hwasanganiswa
Anouya nemashoko, magaramoyo
Anouya nehondo ozamurira

Hmm-hmm-hmm, hasha
Ahh hmm-hmm-hmm, hasha
Ndomera ronda repamoyo
Ndakabaiwa newandakapa moyo

Wongoshinga kugarira shungu
(Zvandiremera, iya-iya hoye, iya-iya hoye)
Wongoshinga kugarira shungu mumoyo zvorwadza
(Iya-iya hoye, iya-iya)

Wongoshinga kugarira shungu zvandiremera iwe
(Iya-iya hoye, iya-iya hoye)
Wongoshinga kugarira shungu mumoyo zvodzimba
(Iya-iya hoye, iya-iya)

Zvikanzi, "Uchatondidedera nekuti ndini musoro wemba"
Aitoti, "Uchatondigwadama, unorara watonhora
Ukapikisa unorara watonhora, unorara watonhora"
(Ukapikisa unorara watonhora, unorara watonhora)

Wongoshinga kugarira shungu
(Zvandiremera, iya-iya hoye, iya-iya hoye)
Wongoshinga kugarira shungu mumoyo zvorwadza
(Iya-iya hoye, iya-iya)

Wongoshinga kugarira shungu zvandiremera iwe
(Iya-iya hoye, iya-iya hoye)
Wongoshinga kugarira shungu mumoyo zvodzimba
(Iya-iya hoye, iya-iya)

Kupera kuonda kufunganya mukoma nde-ha
(Kupera kuonda kufunganya mukoma nde-ha)
Mavanga kumeso kuzenge gandanga nde-ha
(Mavanga kumeso kuzenge gandanga nde-ha)

Kupera kuonda kufunganya mukoma nde-ha
(Kupera kuonda kufunganya mukoma nde-ha)
Mavanga kumeso kuzenge gandanga nde-ha
(Mavanga!)

Ndaimboti, "Ndakuenda!"
Ndikafuratira pwere dzangu ndiani anorera?
Ndaimboti, "Ndakuenda!"
Ndikafuratira pwere dzangu ndiani anorera?

Hmm unorara watonho-
Unorara watonhora (hasha)
Hmm unorara watonho-
Unorara watonhora (hasha)
Hi-hi-hi-

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:27.40] Hasha dzinenge dzatutumira
[00:34.17] Hwahwa hwunenge hwasanganiswa
[00:41.15] Anouya nemashoko, magaramoyo
[00:47.72] Anouya nehondo ozamurira
[00:54.40] Hmm-hmm-hmm, hasha
[01:00.45] Ahh hmm-hmm-hmm, hasha
[01:07.21] Ndomera ronda repamoyo
[01:11.77]
[01:13.87] Ndakabaiwa newandakapa moyo
[01:18.21]
[01:20.72] Wongoshinga kugarira shungu
[01:23.27] (Zvandiremera, iya-iya hoye, iya-iya hoye)
[01:27.38] Wongoshinga kugarira shungu mumoyo zvorwadza
[01:31.50] (Iya-iya hoye, iya-iya)
[01:34.17] Wongoshinga kugarira shungu zvandiremera iwe
[01:38.00] (Iya-iya hoye, iya-iya hoye)
[01:40.83] Wongoshinga kugarira shungu mumoyo zvodzimba
[01:45.01] (Iya-iya hoye, iya-iya)
[01:48.91] Zvikanzi, "Uchatondidedera nekuti ndini musoro wemba"
[01:58.47]
[02:00.58] Aitoti, "Uchatondigwadama, unorara watonhora
[02:13.40] Ukapikisa unorara watonhora, unorara watonhora"
[02:26.95] (Ukapikisa unorara watonhora, unorara watonhora)
[02:40.55] Wongoshinga kugarira shungu
[02:43.25] (Zvandiremera, iya-iya hoye, iya-iya hoye)
[02:47.25] Wongoshinga kugarira shungu mumoyo zvorwadza
[02:51.59] (Iya-iya hoye, iya-iya)
[02:54.02] Wongoshinga kugarira shungu zvandiremera iwe
[02:58.13] (Iya-iya hoye, iya-iya hoye)
[03:00.53] Wongoshinga kugarira shungu mumoyo zvodzimba
[03:04.99] (Iya-iya hoye, iya-iya)
[03:08.86]
[03:35.63] Kupera kuonda kufunganya mukoma nde-ha
[03:39.11] (Kupera kuonda kufunganya mukoma nde-ha)
[03:42.42] Mavanga kumeso kuzenge gandanga nde-ha
[03:45.63] (Mavanga kumeso kuzenge gandanga nde-ha)
[03:49.18] Kupera kuonda kufunganya mukoma nde-ha
[03:52.38] (Kupera kuonda kufunganya mukoma nde-ha)
[03:55.75] Mavanga kumeso kuzenge gandanga nde-ha
[03:59.09] (Mavanga!)
[04:00.73] Ndaimboti, "Ndakuenda!"
[04:04.57] Ndikafuratira pwere dzangu ndiani anorera?
[04:13.96] Ndaimboti, "Ndakuenda!"
[04:17.65] Ndikafuratira pwere dzangu ndiani anorera?
[04:24.97]
[04:27.33] Hmm unorara watonho-
[04:34.45] Unorara watonhora (hasha)
[04:39.85] Hmm unorara watonho-
[04:47.80] Unorara watonhora (hasha)
[04:52.07] Hi-hi-hi-
[04:52.85]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings