Samanyika
๐ต 1652 characters
โฑ๏ธ 6:44 duration
๐ ID: 13877473
๐ Lyrics
Samanyika murume wangu, murume wangu Samanyika

Samanyika murume wangu, makore mangani ndinewe tigere?
Samanyika murume wangu, pavana vasere tiri tese ndinyarewo?
Samanyika murume wangu, rudo rwekare rwuye rwakaendepi?

Twandinokanga wave kutora wotukangazve
Twandinobika woraira nekasiyanwa
Samanyika murume wangu, wondifungisa kure kwedu Mberengwa

Kwete, kwete, kwete Mai Boy, ndakange ndatorwa moyo wangu
Nemwana uya akachena pameso chete, achivavarira homwe yangu
Iiih Mai Boy, ndiregererewo wangu
Kwete, kwete, kwete Mai Boy

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:33.74] Samanyika murume wangu, murume wangu Samanyika
[00:41.54] Samanyika murume wangu, murume wangu Samanyika
[00:48.94] Samanyika murume wangu, makore mangani ndinewe tigere?
[00:56.54] Samanyika murume wangu, pavana vasere tiri tese ndinyarewo?
[01:04.58]
[01:19.29] Samanyika murume wangu, rudo rwekare rwuye rwakaendepi?
[01:26.74] Samanyika murume wangu, rudo rwekare rwuye rwakaendepi?
[01:34.51] Twandinokanga wave kutora wotukangazve
[01:38.07] Twandinobika woraira nekasiyanwa
[01:41.72] Samanyika murume wangu, wondifungisa kure kwedu Mberengwa
[01:49.22] Samanyika murume wangu, wondifungisa kure kwedu Mberengwa
[01:57.64]
[02:11.94] Samanyika murume wangu, murume wangu Samanyika
[02:19.56] Samanyika murume wangu, makore mangani ndinewe tigere?
[02:27.18] Samanyika murume wangu, pavana vasere tiri tese ndinyarewo?
[02:35.64]
[02:49.79] Samanyika murume wangu, murume wangu Samanyika
[02:57.38] Samanyika murume wangu, wondifungisa kure kwedu Mberengwa
[03:04.72] Twandinokanga wave kutora wotukangazve
[03:08.32] Twandinobika woraira nekasiyanwa
[03:12.18] Samanyika murume wangu, wondifungisa kure kwedu Mberengwa
[03:19.68] Samanyika murume wangu, murume wangu Samanyika
[03:26.85]
[03:47.50] Kwete, kwete, kwete Mai Boy, ndakange ndatorwa moyo wangu
[03:52.90] Nemwana uya akachena pameso chete, achivavarira homwe yangu
[04:00.36] Iiih Mai Boy, ndiregererewo wangu
[04:06.15]
[04:11.23] Kwete, kwete, kwete Mai Boy
[04:14.66] Kwete, kwete, kwete Mai Boy, ndakange ndatorwa moyo wangu
[04:22.03] Nemwana uya akachena pameso chete, achivavarira homwe yangu
[04:29.45] Iiih Mai Boy, ndiregererewo wangu
[04:33.39]
[05:52.55] Kwete, kwete, kwete Mai Boy
[05:56.08] Kwete, kwete, kwete Mai Boy, ndakange ndatorwa moyo wangu
[06:03.27] Nemwana uya akachena pameso chete, achivavarira homwe yangu
[06:10.86] Iiih Mai Boy, ndiregererewo wangu
[06:17.97] Kwete, kwete, kwete Mai Boy
[06:21.76] Kwete, kwete, kwete Mai Boy, ndakange ndatorwa moyo wangu
[06:28.62] Nemwana uya akachena pameso chete, achivavarira homwe yangu
[06:35.81] Iiih Mai Boy, ndiregererewo wangu
[06:40.35]