Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Usabvume

๐Ÿ‘ค Jah Signal โ€ข ๐ŸŽผ Usabvume โ€ข โฑ๏ธ 3:24
๐ŸŽต 1627 characters
โฑ๏ธ 3:24 duration
๐Ÿ†” ID: 13881646

๐Ÿ“œ Lyrics

Simplex
Usazi ngoma (Simplex music)

T, T vakakukumbira usabvume
Jah Signal, vakakukumbira usabvume
Swa, dhiya wangu ndinokurirwawo
Usazofunga kuti ndinofurirwawo
Nekuti inini godo chairo ndinaro
Asi moyo wangu unoda mufaro

Urambe (vakakukumbira usabvume)
Urambe (vakakukumbira usabvume)
Vakati ndipowo unoti ndi Peter (vakakukumbira usabvume)
Woza newe kuIjipita (vakakukumbira usabvume)
Usadzoka my sister (vakakukumbira usabvume)
Uri sthandwa sami dali wangu (vakakukumbira usabvume)
Urambe (vakakukumbira usabvume)
Urambe (vakakukumbira usabvume)

Kana iri sugar ndichadira yese
Chimbondipa nguva ndigogona zvese
Tichaenda kwaunoda kwese
Usafunga nyika ino ndoroora yese
Kana uchida nyama ndichakupa yese
Uchida bhazi huya uzadze rese
Vaya vanonditsoma uvabhombe vese
Ndiwe chete wandinoda dali

Urambe (vakakukumbira usabvume)
Urambe (vakakukumbira usabvume)
Vakati ndipowo unoti ndi Peter (vakakukumbira usabvume)
Woza newe kuIjipita (vakakukumbira usabvume)
Usadzoka my sister (vakakukumbira usabvume)
Uri sthandwa sami dali wangu (vakakukumbira usabvume)
Urambe (vakakukumbira usabvume)
Urambe (vakakukumbira usabvume)

Mbembe, urambe
Mbe, urambe
Mbe, urambe
Mbe, urambe

Dhiya wangu ndinokurirwawo
Usazofunga kuti ndinofurirwawo
Nekuti inini godo chairo ndinaro
Asi moyo wangu unoda mufaro

Urambe (vakakukumbira usabvume)
Urambe (vakakukumbira usabvume)
Vakati ndipowo unoti ndi Peter (vakakukumbira usabvume)
Woza newe kuIjipita (vakakukumbira usabvume)
Usadzoka my sister (vakakukumbira usabvume)
Uri sthandwa sami dali wangu (vakakukumbira usabvume)
Urambe (vakakukumbira usabvume)
Urambe (vakakukumbira usabvume)

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:00.80] Simplex
[00:02.76] Usazi ngoma (Simplex music)
[00:07.41] T, T vakakukumbira usabvume
[00:11.87] Jah Signal, vakakukumbira usabvume
[00:16.23] Swa, dhiya wangu ndinokurirwawo
[00:20.08] Usazofunga kuti ndinofurirwawo
[00:23.61] Nekuti inini godo chairo ndinaro
[00:27.44] Asi moyo wangu unoda mufaro
[00:31.22] Urambe (vakakukumbira usabvume)
[00:35.11] Urambe (vakakukumbira usabvume)
[00:37.66] Vakati ndipowo unoti ndi Peter (vakakukumbira usabvume)
[00:41.46] Woza newe kuIjipita (vakakukumbira usabvume)
[00:45.15] Usadzoka my sister (vakakukumbira usabvume)
[00:48.91] Uri sthandwa sami dali wangu (vakakukumbira usabvume)
[00:54.37] Urambe (vakakukumbira usabvume)
[00:58.22] Urambe (vakakukumbira usabvume)
[01:02.59] Kana iri sugar ndichadira yese
[01:06.23] Chimbondipa nguva ndigogona zvese
[01:10.32] Tichaenda kwaunoda kwese
[01:13.77] Usafunga nyika ino ndoroora yese
[01:17.69] Kana uchida nyama ndichakupa yese
[01:21.90] Uchida bhazi huya uzadze rese
[01:25.51] Vaya vanonditsoma uvabhombe vese
[01:29.22] Ndiwe chete wandinoda dali
[01:32.82] Urambe (vakakukumbira usabvume)
[01:36.40] Urambe (vakakukumbira usabvume)
[01:38.99] Vakati ndipowo unoti ndi Peter (vakakukumbira usabvume)
[01:42.96] Woza newe kuIjipita (vakakukumbira usabvume)
[01:46.76] Usadzoka my sister (vakakukumbira usabvume)
[01:50.34] Uri sthandwa sami dali wangu (vakakukumbira usabvume)
[01:55.91] Urambe (vakakukumbira usabvume)
[01:59.67] Urambe (vakakukumbira usabvume)
[02:02.71] Mbembe, urambe
[02:06.82] Mbe, urambe
[02:10.74] Mbe, urambe
[02:14.54] Mbe, urambe
[02:19.42] Dhiya wangu ndinokurirwawo
[02:22.95] Usazofunga kuti ndinofurirwawo
[02:26.58] Nekuti inini godo chairo ndinaro
[02:30.43] Asi moyo wangu unoda mufaro
[02:34.36] Urambe (vakakukumbira usabvume)
[02:37.85] Urambe (vakakukumbira usabvume)
[02:40.50] Vakati ndipowo unoti ndi Peter (vakakukumbira usabvume)
[02:44.02] Woza newe kuIjipita (vakakukumbira usabvume)
[02:48.16] Usadzoka my sister (vakakukumbira usabvume)
[02:51.77] Uri sthandwa sami dali wangu (vakakukumbira usabvume)
[02:57.25] Urambe (vakakukumbira usabvume)
[03:01.06] Urambe (vakakukumbira usabvume)
[03:05.00]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings