Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Ibanga Iroro (feat. Mclyne Beatz)

๐Ÿ‘ค ProBeatz โ€ข ๐ŸŽผ Ibanga Iroro (feat. Mclyne Beatz) โ€ข โฑ๏ธ 2:15
๐ŸŽต 769 characters
โฑ๏ธ 2:15 duration
๐Ÿ†” ID: 13896667

๐Ÿ“œ Lyrics

Ukatiwona takatyora pakona
Ndudu dzedu takamona (hoo ibanga iroro)
Amwa chibuku neamwa shampopo
Endgame racho kudhakwa (hmm-mm ibanga iroro)
Wadya mupunga or wadya manhuchu as long as iwewe waguta (hmm-mmm ibanga iroro)
Vakatumira bveni iwe tumira mheni, avasi kukuziva mhani (hmm-mm ibanga iroro)

Hmm-mm ibanga iroro
Hmm-mm ibanga iroro

Zvino zuva racho zvaratongonyura njuga dzacho dzakamira (hmm ibanga here?)
Azvina basa todhonza tambo kana zvakawoma tochinja musambo
Vanozviketa kuti tinocheka kunge bhemba
Usambopererwa chinja mazano
Usambomira mhani iwe!
Ramba uchicheka mhani iwe
Cheka masettings, cheka your balance

Ramba uchicheka uchicheka uchicheka uchicheka uchi- (hmm-mm ibanga iroro)

Hmm-mm ibanga iroro
Hmm-mm ibanga iroro
Hmm-mm ibanga iroro
Hmm-mm

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:18.36] Ukatiwona takatyora pakona
[00:21.06] Ndudu dzedu takamona (hoo ibanga iroro)
[00:27.61] Amwa chibuku neamwa shampopo
[00:30.39] Endgame racho kudhakwa (hmm-mm ibanga iroro)
[00:37.23] Wadya mupunga or wadya manhuchu as long as iwewe waguta (hmm-mmm ibanga iroro)
[00:46.82] Vakatumira bveni iwe tumira mheni, avasi kukuziva mhani (hmm-mm ibanga iroro)
[00:56.87] Hmm-mm ibanga iroro
[01:01.12] Hmm-mm ibanga iroro
[01:06.03] Zvino zuva racho zvaratongonyura njuga dzacho dzakamira (hmm ibanga here?)
[01:15.84] Azvina basa todhonza tambo kana zvakawoma tochinja musambo
[01:20.73] Vanozviketa kuti tinocheka kunge bhemba
[01:23.29] Usambopererwa chinja mazano
[01:25.79] Usambomira mhani iwe!
[01:28.09] Ramba uchicheka mhani iwe
[01:30.46] Cheka masettings, cheka your balance
[01:32.66] Ramba uchicheka uchicheka uchicheka uchicheka uchi- (hmm-mm ibanga iroro)
[01:40.03] Hmm-mm ibanga iroro
[01:44.64] Hmm-mm ibanga iroro
[01:49.44] Hmm-mm ibanga iroro
[01:54.12] Hmm-mm
[01:59.67]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings