Handidi Naye
๐ต 1700 characters
โฑ๏ธ 6:09 duration
๐ ID: 13954536
๐ Lyrics
Vakauya kwandiri vehama
Vakataura neni, siyana naye
Vakauya kwandiri vehama
Ndokutaura neni, siyana naye
Jesu wako waunonamata
NdiMwari wavachena usamunamata
Jesu wako waunonamata
NdiMwari wevarungu usamunamata
Ini ndokuti kwete Jesu ndomuziva saMwari
Ndichamunamata, ndichamurumbidza
Ini ndokuti kwete, ah-ah, Jesu ndiMwari
Ndichamunamata, ndichamurumbidza
Kwete, kwete ndaramba
Handidi naye Jesu wangu
Kwete, kwete ndaramba
Handidi naye Jesu wangu
Pfuma yangu nezvimwe zvandiinazvo
Mudikani ungatora, kwete Jesu
Zvokwadi yangu yakavepo neropa
Handingairase, handingaitengese
Zvokwadi yangu yakavapo neropa
Handingairase, handingaitengese
Ini handidi, handidi naye
Ini handidi, handidi naye
Ini handidi, handidi naye
Ini handidi, handidi naye
Oh-yeah, oh-yeah ndaramba
Handidi naye Jesu wangu
Oh-yeah, ndaramba
Handidi naye Jesu wangu
Vakauya kwandiri vehama
Ndokutaura neni, siyana naye
Ini ndokuti kwete Jesu uye ndiMwari
Ndichamunamata, ndichamurumbidza
Ndikafunga upenyu hwandiinawo
Ndakapiwa naJesu, ndomuramba sei?
Ndikafunga zvaakandiitira
Zvinotyisa Jesu, ndomuramba sei?
Kana ndikafunga zvandiri vehama
Ndakaitwa naJesu, ndomuramba sei?
Chimiro chandiinacho, zvandiri vehama
Ndakaitwa naJesu, ndomuramba sei?
Nemhuri yandinayo, pfuma yandinayo
Akandipa Jesu, ndomuramba sei?
Mhuri yandinayo, makore andinawo
Ndakapiwa naJesu, ndomurambirei?
Kunyangwe nechivimbiso chokuenda kudenga
Akandipa Jesu, ndomuramba sei?
Kunyangwe nechivimbiso chokuenda kudenga
Ndakapiwa naJesu, ndomuramba sei?
Utano hwandiinawo, upenyu hwandiinawo
Ndakapiwa naJesu, ndomuramba sei?
Ini handidi ini, handidi naye
Ini handidi ini, handidi naye
Ini handidi ini, handidi naye
Ini handidi ini, handidi naye
Uh

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:40.88] Vakauya kwandiri vehama
[00:45.34] Vakataura neni, siyana naye
[00:51.24] Vakauya kwandiri vehama
[00:55.89] Ndokutaura neni, siyana naye
[01:01.69] Jesu wako waunonamata
[01:05.95] NdiMwari wavachena usamunamata
[01:12.04] Jesu wako waunonamata
[01:16.41] NdiMwari wevarungu usamunamata
[01:22.13] Ini ndokuti kwete Jesu ndomuziva saMwari
[01:26.86] Ndichamunamata, ndichamurumbidza
[01:32.55] Ini ndokuti kwete, ah-ah, Jesu ndiMwari
[01:37.05] Ndichamunamata, ndichamurumbidza
[01:43.00] Kwete, kwete ndaramba
[01:47.46] Handidi naye Jesu wangu
[01:53.50] Kwete, kwete ndaramba
[01:57.79] Handidi naye Jesu wangu
[02:04.06] Pfuma yangu nezvimwe zvandiinazvo
[02:08.08] Mudikani ungatora, kwete Jesu
[02:14.27] Zvokwadi yangu yakavepo neropa
[02:18.63] Handingairase, handingaitengese
[02:24.62] Zvokwadi yangu yakavapo neropa
[02:29.07] Handingairase, handingaitengese
[02:34.86] Ini handidi, handidi naye
[02:40.15] Ini handidi, handidi naye
[02:45.06] Ini handidi, handidi naye
[02:50.31] Ini handidi, handidi naye
[02:55.66] Oh-yeah, oh-yeah ndaramba
[03:00.08] Handidi naye Jesu wangu
[03:08.26] Oh-yeah, ndaramba
[03:10.55] Handidi naye Jesu wangu
[03:16.33]
[03:47.63] Vakauya kwandiri vehama
[03:52.04] Ndokutaura neni, siyana naye
[03:57.50] Ini ndokuti kwete Jesu uye ndiMwari
[04:02.28] Ndichamunamata, ndichamurumbidza
[04:08.44] Ndikafunga upenyu hwandiinawo
[04:12.89] Ndakapiwa naJesu, ndomuramba sei?
[04:18.54] Ndikafunga zvaakandiitira
[04:23.29] Zvinotyisa Jesu, ndomuramba sei?
[04:28.41] Kana ndikafunga zvandiri vehama
[04:33.46] Ndakaitwa naJesu, ndomuramba sei?
[04:38.85] Chimiro chandiinacho, zvandiri vehama
[04:43.96] Ndakaitwa naJesu, ndomuramba sei?
[04:48.82] Nemhuri yandinayo, pfuma yandinayo
[04:54.15] Akandipa Jesu, ndomuramba sei?
[04:59.43] Mhuri yandinayo, makore andinawo
[05:04.22] Ndakapiwa naJesu, ndomurambirei?
[05:09.74] Kunyangwe nechivimbiso chokuenda kudenga
[05:15.00] Akandipa Jesu, ndomuramba sei?
[05:20.01] Kunyangwe nechivimbiso chokuenda kudenga
[05:25.21] Ndakapiwa naJesu, ndomuramba sei?
[05:30.42] Utano hwandiinawo, upenyu hwandiinawo
[05:35.63] Ndakapiwa naJesu, ndomuramba sei?
[05:41.39] Ini handidi ini, handidi naye
[05:46.58] Ini handidi ini, handidi naye
[05:51.87] Ini handidi ini, handidi naye
[05:57.15] Ini handidi ini, handidi naye
[06:02.20] Uh
[06:03.93]