Pikiniki
๐ต 1735 characters
โฑ๏ธ 3:50 duration
๐ ID: 13973848
๐ Lyrics
Handidi wemunzira (Wagwizi)
Wechitaka, ndoda wangu wechitaka
Uchandifunga ndayenda kuti nyaa
Uchandifunga ndarova kuti nyaa
Uchandifunga ndayenda kuti nyaa
Uchandifunga ndarova kuti nyaa
Unoda here kuyenda nemoyo?
Unoda here? Ndabvunza nemoyo
Unoda here kuyenda nemoyo?
Unoda here? Ndabvunza nemoyo
Tichatamba kangoma kemazuvano
(Pikinikiniki padikidiki pikinikini)
Tosangana panzvimbo ine runyararo
(Pikinikiniki padikidiki piki pikini)
Tikagaragara toita kasungano
(Pikinikiniki padikidiki pikinikini)
Ini newe toratidza musiyano
(Pikinikiniki padikidiki piki pikini)
Handidi wemunzira ndoda wechitaka
Kunyangwe akakoniwa kumira nekudhakwa
Ndichanongedzera wangu wechitaka
Kunyangwe ahutsatsa, akanyura mumadhaka
Pfimbika chisikana ndakumbirawo pfimbika
Pfimbika, ah-ha-ha
Cheuka chisikana ndakumbirawo cheuka
Cheuka, ah-ha-ha
Mazana emamaira, mazanawo
Ndakasvika kure kure nenjinga yanga

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:01.68] Handidi wemunzira (Wagwizi)
[00:06.77] Wechitaka, ndoda wangu wechitaka
[00:12.02] Uchandifunga ndayenda kuti nyaa
[00:16.82] Uchandifunga ndarova kuti nyaa
[00:21.85] Uchandifunga ndayenda kuti nyaa
[00:26.64] Uchandifunga ndarova kuti nyaa
[00:31.69] Unoda here kuyenda nemoyo?
[00:36.45] Unoda here? Ndabvunza nemoyo
[00:41.39] Unoda here kuyenda nemoyo?
[00:46.02] Unoda here? Ndabvunza nemoyo
[00:48.98] Tichatamba kangoma kemazuvano
[00:50.93] (Pikinikiniki padikidiki pikinikini)
[00:53.69] Tosangana panzvimbo ine runyararo
[00:55.76] (Pikinikiniki padikidiki piki pikini)
[00:58.44] Tikagaragara toita kasungano
[01:00.58] (Pikinikiniki padikidiki pikinikini)
[01:03.38] Ini newe toratidza musiyano
[01:05.25] (Pikinikiniki padikidiki piki pikini)
[01:10.06] Handidi wemunzira ndoda wechitaka
[01:14.77] Kunyangwe akakoniwa kumira nekudhakwa
[01:19.65] Ndichanongedzera wangu wechitaka
[01:23.26] Kunyangwe ahutsatsa, akanyura mumadhaka
[01:29.33] Pfimbika chisikana ndakumbirawo pfimbika
[01:34.09] Pfimbika, ah-ha-ha
[01:38.93] Cheuka chisikana ndakumbirawo cheuka
[01:43.75] Cheuka, ah-ha-ha
[01:48.15] Mazana emamaira, mazanawo
[01:53.08] Ndakasvika kure kure nenjinga yanga
[01:57.83] Mazana emamaira, mazanawo
[02:02.32] Ndakasvika kure kure nenjinga yanga
[02:05.64] Tichatamba kangoma kemazuvano
[02:07.71] (Pikinikiniki padikidiki pikinikini)
[02:10.48] Tosangana panzvimbo ine runyararo
[02:12.48] (Pikinikiniki padikidiki piki pikini)
[02:15.23] Tikagaragara toita kasungano
[02:17.23] (Pikinikiniki padikidiki pikinikini)
[02:20.02] Ini newe toratidza musiyano
[02:22.11] (Pikinikiniki padikidiki piki pikini)
[02:25.86]
[02:46.09] Pfimbika chisikana ndakumbirawo pfimbika
[02:50.81] Pfimbika, ah-ha-ha
[02:55.44] Cheuka chisikana ndakumbirawo cheuka
[03:00.57] Cheuka, ah-ha-ha
[03:03.06] Tichatamba kangoma kemazuvano
[03:05.32] (Pikinikiniki padikidiki pikinikini)
[03:08.02] Tosangana panzvimbo ine runyararo
[03:10.28] (Pikinikiniki padikidiki piki pikini)
[03:12.99] Tikagaragara toita kasungano
[03:14.80] (Pikinikiniki padikidiki pikinikini)
[03:17.74] Ini newe toratidza musiyano
[03:19.76] (Pikinikiniki padikidiki piki pikini)
[03:24.37] Pfimbika, ah-ha-ha
[03:29.40] Cheuka chisikana ndakumbirawo cheuka
[03:33.93] Cheuka, ah-ha-ha
[03:38.89] Pfimbika chisikana ndakumbirawo pfimbika
[03:42.78]