Forogonya
๐ต 2131 characters
โฑ๏ธ 4:25 duration
๐ ID: 13974066
๐ Lyrics
Wagwizi, haa!
Usanyanyondibata ipapo
Ende handikuoni mushe (Rodney Beats)
Usanyanyondibata ipapo
Hmm, handikuoni mushe
Yaunoda kunditamba iyoyo ndakatomboitamba mumwe
Matsotsi, haagerane

Unofunga kuti unondirova chekuseri
Unoita kundihwandira seri, kundikumbira unondityei?

Kana uchida kuti ndiite zvaunoda, chiitawo zvandinoda
Zvi-balance

Akandidai so, agondidai so (akachukucha chiuno, aichuna)
Kuita kunditsvaira nemutsvairo (akachukucha chiuno, aichuna)
Zvikanzi, "Hamheno ukandigona?" (Akachukucha chiuno, aichuna)
Anga andikwidza forogonya (akachukucha chiuno, aichuna)
Akandidai so, agondidai so (akachukucha chiuno, iwe woshora)
Kuita kunditsvaira nemutsvairo (akachukucha chiuno, iwe woshora)
Zvikanzi, "Hamheno ukandigona?" (Akachukucha chiuno, iwe woshora)
Anga andikwidza forogonya (akachukucha chiuno, iwe woshora)
Vana muHarare senyi vasingarare, nhai baba Harare?
Ukavabvunza voti, "Musatigadza dare, mujolo wakatanga kare nana baba"
Hee eh-eh, eh-eh, vaijola
Hee, ehee, eh, eh-eh, haa
Hee eh-eh, eh-eh, vaijola
Hee, ehee, eh, eh-eh

Chazireni, bvunza Ushamba kuti Mambo ndiyani? Achauya mangwana

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:02.38] Wagwizi, haa!
[00:08.99] Usanyanyondibata ipapo
[00:13.47] Ende handikuoni mushe (Rodney Beats)
[00:17.93] Usanyanyondibata ipapo
[00:22.04] Hmm, handikuoni mushe
[00:27.05] Yaunoda kunditamba iyoyo ndakatomboitamba mumwe
[00:31.58] Matsotsi, haagerane
[00:36.26] Yaunoda kunditamba iyoyo ndakatomboitamba mumwe
[00:40.59] Matsotsi, haagerane
[00:45.29] Unofunga kuti unondirova chekuseri
[00:48.03] Unoita kundihwandira seri, kundikumbira unondityei?
[00:54.36] Unofunga kuti unondirova chekuseri
[00:57.10] Unoita kundihwandira seri, kundikumbira unondityei?
[01:03.37] Kana uchida kuti ndiite zvaunoda, chiitawo zvandinoda
[01:08.78] Zvi-balance
[01:12.31] Kana uchida kuti ndiite zvaunoda, chiitawo zvandinoda
[01:17.87] Zvi-balance
[01:20.60] Akandidai so, agondidai so (akachukucha chiuno, aichuna)
[01:25.25] Kuita kunditsvaira nemutsvairo (akachukucha chiuno, aichuna)
[01:29.64] Zvikanzi, "Hamheno ukandigona?" (Akachukucha chiuno, aichuna)
[01:34.45] Anga andikwidza forogonya (akachukucha chiuno, aichuna)
[01:38.97] Akandidai so, agondidai so (akachukucha chiuno, iwe woshora)
[01:43.18] Kuita kunditsvaira nemutsvairo (akachukucha chiuno, iwe woshora)
[01:47.84] Zvikanzi, "Hamheno ukandigona?" (Akachukucha chiuno, iwe woshora)
[01:52.68] Anga andikwidza forogonya (akachukucha chiuno, iwe woshora)
[01:56.98] Vana muHarare senyi vasingarare, nhai baba Harare?
[02:06.19] Ukavabvunza voti, "Musatigadza dare, mujolo wakatanga kare nana baba"
[02:17.03] Hee eh-eh, eh-eh, vaijola
[02:21.14] Hee, ehee, eh, eh-eh, haa
[02:26.08] Hee eh-eh, eh-eh, vaijola
[02:30.56] Hee, ehee, eh, eh-eh
[02:33.92] Unofunga kuti unondirova chekuseri
[02:36.77] Unoita kundihwandira seri, kundikumbira unondityei?
[02:42.92] Unofunga kuti unondirova chekuseri
[02:45.97] Unoita kundihwandira seri, kundikumbira unondityei?
[02:51.10] Akandidai so, agondidai so (akachukucha chiuno, aichuna)
[02:55.68] Kuita kunditsvaira nemutsvairo (akachukucha chiuno, aichuna)
[03:00.44] Zvikanzi, "Hamheno ukandigona?" (Akachukucha chiuno, aichuna)
[03:05.06] Anga andikwidza forogonya (akachukucha chiuno, aichuna)
[03:09.56] Akandidai so, agondidai so (akachukucha chiuno, iwe woshora)
[03:13.82] Kuita kunditsvaira nemutsvairo (akachukucha chiuno, iwe woshora)
[03:18.29] Zvikanzi, "Hamheno ukandigona?" (Akachukucha chiuno, iwe woshora)
[03:23.03] Anga andikwidza forogonya (akachukucha chiuno, iwe woshora)
[03:29.52] Chazireni, bvunza Ushamba kuti Mambo ndiyani? Achauya mangwana
[03:38.57] Chazireni, bvunza Ushamba kuti Mambo ndiyani? Achauya mangwana
[03:47.63] Chazireni, bvunza Ushamba kuti Mambo ndiyani? Achauya mangwana
[03:56.44]