Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Mubayei

๐Ÿ‘ค Feli Nandi โ€ข ๐ŸŽผ Mubayei โ€ข โฑ๏ธ 3:03
๐ŸŽต 1159 characters
โฑ๏ธ 3:03 duration
๐Ÿ†” ID: 14017331

๐Ÿ“œ Lyrics

Hu-hu-hu
Wehu, wehu
Wehu, wehu
Hu-hu-hu
Wehu, wehu
Wehu, wehu (Alicious)

Apo paya zvandaifunga tiri tese
Tinodyira ndiro imwe, tiri vanhu vamwe
Kuti, "Kwete haiwa, mafungiro atosiyana haiwa
Marotero atosiya haiwa
Kwekuyenda kwatosiyana iwe"

Kana ndanga ndakoniwa, makadiiko kundiudzawo?
Kana ndanga ndakoshiwa, makadiiko kundiudzawo?

Vakatora mapfumo vakaunganidza
Hanzi, "Mubayei."
Hanzi, "Mubayei."
Zvikanzi, "Mubayei."

Vakatora mapfumo vakaunganidza
Hanzi, "Mubayei."
Zvikanzi, "Mubayei."
Zvikanzi, "Mubayei."

Dai ndaidzosera nguva kure
Ndaida paya (paiva nechokwadi)
Ndaida paya (paiva nerudo)

Dai ndaidzosera nguva kure
Ndaida paya (paiva nechokwadi)
Ndaida paya (paiva nerudo)

Kuti, "Kwete haiwa, mafungiro atosiyana haiwa
Mawonero atosiya haiwa
Kwekuyenda kwatosiyana haiwa"

Ho-ho-ho-o
Vakatora mapfumo vakaunganidza
Hanzi, "Mubayei."
Hanzi, "Mubayei."
Zvikanzi, "Mubayei."

Vakatora mapfumo vakaunganidza
Hanzi, "Mubayei."
Zvikanzi, "Mubayei."
Zvikanzi, "Mubayei."

Tarira munhu wangu
Taidyidzana wani (wehu)
Waive mumwe wangu (wehu)
Pakaposheka ndepapi?

Taiyanana wani
Waive mumwe wangu (wehu)
Pakapotseka ndepapi? (wehu)
Pakatadzwa ndepapi?

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:00.24] Hu-hu-hu
[00:04.90] Wehu, wehu
[00:08.09] Wehu, wehu
[00:11.45] Hu-hu-hu
[00:17.14] Wehu, wehu
[00:19.82] Wehu, wehu (Alicious)
[00:23.53] Apo paya zvandaifunga tiri tese
[00:28.66] Tinodyira ndiro imwe, tiri vanhu vamwe
[00:35.46] Kuti, "Kwete haiwa, mafungiro atosiyana haiwa
[00:40.45] Marotero atosiya haiwa
[00:43.50] Kwekuyenda kwatosiyana iwe"
[00:47.66] Kana ndanga ndakoniwa, makadiiko kundiudzawo?
[00:53.40] Kana ndanga ndakoshiwa, makadiiko kundiudzawo?
[00:59.69] Vakatora mapfumo vakaunganidza
[01:02.26] Hanzi, "Mubayei."
[01:04.99] Hanzi, "Mubayei."
[01:07.47] Zvikanzi, "Mubayei."
[01:11.42] Vakatora mapfumo vakaunganidza
[01:14.32] Hanzi, "Mubayei."
[01:16.77] Zvikanzi, "Mubayei."
[01:19.66] Zvikanzi, "Mubayei."
[01:23.54] Dai ndaidzosera nguva kure
[01:29.26] Ndaida paya (paiva nechokwadi)
[01:31.91] Ndaida paya (paiva nerudo)
[01:35.36] Dai ndaidzosera nguva kure
[01:40.88] Ndaida paya (paiva nechokwadi)
[01:43.96] Ndaida paya (paiva nerudo)
[01:47.55] Kuti, "Kwete haiwa, mafungiro atosiyana haiwa
[01:52.53] Mawonero atosiya haiwa
[01:55.64] Kwekuyenda kwatosiyana haiwa"
[01:59.70]
[02:09.00] Ho-ho-ho-o
[02:11.48] Vakatora mapfumo vakaunganidza
[02:14.04] Hanzi, "Mubayei."
[02:17.09] Hanzi, "Mubayei."
[02:19.53] Zvikanzi, "Mubayei."
[02:23.58] Vakatora mapfumo vakaunganidza
[02:26.11] Hanzi, "Mubayei."
[02:28.66] Zvikanzi, "Mubayei."
[02:31.45] Zvikanzi, "Mubayei."
[02:37.06] Tarira munhu wangu
[02:39.43] Taidyidzana wani (wehu)
[02:43.05] Waive mumwe wangu (wehu)
[02:46.13] Pakaposheka ndepapi?
[02:49.12] Taiyanana wani
[02:51.94] Waive mumwe wangu (wehu)
[02:54.90] Pakapotseka ndepapi? (wehu)
[02:58.00] Pakatadzwa ndepapi?
[02:59.91]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings