Tinashe Mugabe
๐ต 2731 characters
โฑ๏ธ 3:21 duration
๐ ID: 14060712
๐ Lyrics
Tinashe Mugabe chii asi nhai?
Chii? Sei usingade kuona vanhu vachifara iwewe?
Murume wangu haazvare, ndakangwavha ngwavha, kuti afare mu-marriage yedu
Kuti afare kuti ane vana, iwe waakuuya nema-DNA
Unozviitirei iwe Tinashe? Indava uchidaro? (Yeah, Zero)
Unozviitireiko Tinashe?
De, Dedzai Tinashe Mugabe tete, tiite ma-DNA test (ma-DNA test)
Mwana haazi wangu, eish, wakafanana namdhara wepa-next
Hapana kana changu one chiri pamwana uyu chirikuita match
Sei mwana ari mukheda, baba namai tiri ma-blacks?
Mudedzei Tinashe Mugabe iyeye tiite ma-DNA test

Tete ndoonyaya yangu yandauya nayo
Irikundishaisa mufaro, Tinashe Mugabe ngauye pano
Mumwe munhu anofira pano, shuwa kuindichengetesa mwana wemusango
Hmm, nhasi waigochera mugango, dzoserai mari yangu yeRusambo
Gaya ndakatobvisa Rusambo, plus mombe yehumai, gaya (gaya)
Preparation yese ndaibuda ndayi, gaya (gaya)
Mbudzi nehwai rasta, mbudzi nehwai gaya (gaya)
Suit ne-tie rasta, suit ne-tie (gaya)
Daidzai Tinashe Mugabe tete, tiite ma-DNA test (ma-DNA test)

Sei mwana ari mukheda, baba namai tiri ma-blacks? (Tiri ma-blacks)
But vakadzi ava sometimes havazi bhoo (havazi bhoo)
Vane moyo usiri bhoo (bhoo)
Chavanongoda chete kuti tsoro dzavo dzibuda bhobho (bho-bho)
Ten years munhu aine secret, achiziva mwana ndewa John

Mwanandewa khedha (khedha) pane yakaitika pamubhedha (bhedha)
Pane mumwe munhu akadhedha rasta, pane akachekwa ne-razor
Pane mumwe munhu akavezwa rasta, garai makasimudza mureza
Garai makabata mabhemba, garai makasvinura sedemba

Mudaidzei Tinashe Mugabe iyeye tiite ma-DNA test

Sei mwana ari mukheda, baba namai tiri ma-blacks? (tiri ma-blacks)
The result, is that, the alleged father is excluded as the biological father
Of the tested child
The probability of paternity is zero percent
Eh, muchiShona tirikuti, baba, hamusi, muridzi wemwana (Zero)
Zvisina kupokana

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:09.03] Tinashe Mugabe chii asi nhai?
[00:11.42] Chii? Sei usingade kuona vanhu vachifara iwewe?
[00:15.77] Murume wangu haazvare, ndakangwavha ngwavha, kuti afare mu-marriage yedu
[00:20.99] Kuti afare kuti ane vana, iwe waakuuya nema-DNA
[00:24.80] Unozviitirei iwe Tinashe? Indava uchidaro? (Yeah, Zero)
[00:27.61] Unozviitireiko Tinashe?
[00:31.82] De, Dedzai Tinashe Mugabe tete, tiite ma-DNA test (ma-DNA test)
[00:35.02] Mwana haazi wangu, eish, wakafanana namdhara wepa-next
[00:38.30] Hapana kana changu one chiri pamwana uyu chirikuita match
[00:41.69] Sei mwana ari mukheda, baba namai tiri ma-blacks?
[00:45.16] Mudedzei Tinashe Mugabe iyeye tiite ma-DNA test
[00:48.56] Mwana haazi wangu, eish, wakafanana namdhara wepa-next
[00:52.14] Hapana kana changu one chiri pamwana uyu chirikuita match
[00:55.21] Sei mwana ari mukheda, baba namai tiri ma-blacks?
[00:58.97] Tete ndoonyaya yangu yandauya nayo
[01:01.41] Irikundishaisa mufaro, Tinashe Mugabe ngauye pano
[01:04.52] Mumwe munhu anofira pano, shuwa kuindichengetesa mwana wemusango
[01:07.94] Hmm, nhasi waigochera mugango, dzoserai mari yangu yeRusambo
[01:11.84] Gaya ndakatobvisa Rusambo, plus mombe yehumai, gaya (gaya)
[01:15.51] Preparation yese ndaibuda ndayi, gaya (gaya)
[01:18.75] Mbudzi nehwai rasta, mbudzi nehwai gaya (gaya)
[01:22.58] Suit ne-tie rasta, suit ne-tie (gaya)
[01:25.83] Daidzai Tinashe Mugabe tete, tiite ma-DNA test (ma-DNA test)
[01:29.76] Mwana haazi wangu, eish, wakafanana namdhara wepa-next
[01:32.85] Hapana kana changu one chiri pamwana uyu chirikuita match
[01:36.09] Sei mwana ari mukheda, baba namai tiri ma-blacks?
[01:39.72] Mudedzei Tinashe Mugabe iyeye tiite ma-DNA test
[01:43.36] Mwana haazi wangu, eish, wakafanana namdhara wepa-next
[01:46.57] Hapana kana changu one chiri pamwana uyu chirikuita match
[01:49.85] Sei mwana ari mukheda, baba namai tiri ma-blacks? (Tiri ma-blacks)
[01:54.06] But vakadzi ava sometimes havazi bhoo (havazi bhoo)
[01:56.60] Vane moyo usiri bhoo (bhoo)
[01:58.57] Chavanongoda chete kuti tsoro dzavo dzibuda bhobho (bho-bho)
[02:01.93] Ten years munhu aine secret, achiziva mwana ndewa John
[02:05.20] Ten years munhu aine secret, achiziva mwana ndewa John
[02:08.67] Mwanandewa khedha (khedha) pane yakaitika pamubhedha (bhedha)
[02:11.35] Pane mumwe munhu akadhedha rasta, pane akachekwa ne-razor
[02:14.63] Pane mumwe munhu akavezwa rasta, garai makasimudza mureza
[02:18.20] Garai makabata mabhemba, garai makasvinura sedemba
[02:20.55] Daidzai Tinashe Mugabe tete, tiite ma-DNA test (ma-DNA test)
[02:24.22] Mwana haazi wangu, eish, wakafanana namdhara wepa-next
[02:27.67] Hapana kana changu one chiri pamwana uyu chirikuita match
[02:31.11] Sei mwana ari mukheda, baba namai tiri ma-blacks?
[02:33.96] Mudaidzei Tinashe Mugabe iyeye tiite ma-DNA test
[02:37.68] Mwana haazi wangu, eish, wakafanana namdhara wepa-next
[02:40.99] Hapana kana changu one chiri pamwana uyu chirikuita match
[02:44.37] Sei mwana ari mukheda, baba namai tiri ma-blacks? (tiri ma-blacks)
[02:48.60] The result, is that, the alleged father is excluded as the biological father
[02:56.83] Of the tested child
[02:59.41] The probability of paternity is zero percent
[03:05.11] Eh, muchiShona tirikuti, baba, hamusi, muridzi wemwana (Zero)
[03:10.98] Zvisina kupokana
[03:17.00]