Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Zviri paground

๐Ÿ‘ค Bling4 โ€ข ๐ŸŽผ Zviri paground โ€ข โฑ๏ธ 2:30
๐ŸŽต 2278 characters
โฑ๏ธ 2:30 duration
๐Ÿ†” ID: 14060722

๐Ÿ“œ Lyrics

Yeah, zviriko, zviriko, ya
(Kanaboy, Kanaboy)

Ya, Mwari ndivo vanoziya chete, hapana chatinoziya
Mwari ndivo vanoona chete, hapana chatinoona (hapana chatinoona)
Mwari ndivo vanotonga chete, hapana chatingatonge
Even tikatarisa (ya) hapana chatingaone (hapana chatingaone)

Taitombodawo kuita ma Doctor, ma-Rockstar (ma-Rockstar)
Taitombodawo kuita ma-Pilot, ma-Soldier (ma-Soldier)
Taitombodawo kufamba nebhora saPogba (saPogba)
Zvanhasi ndiri pa-roots zvangu, ndirikurima fodya

Ya ndozviri pa-ground, Rasta (Rasta)
Ndenge ndakananga North, ndazobudira South, Rasta (Rasta)
Ndanga ndanyura padhiri, ndazongo-doubler faster
Mari yeroora ndakaisa mu-socks kuti ndisazoirasa

Mu-circle mune matatya (yeah) saka pakutoda kuchangamuka
Tumirai mese mweya yetsvina 'cause munoshaya munhu
Haikonai kuzonyebera mweya yetsvina imi makatadza kufunga
Unorohwa nenhamo, uchingozvisimbisa kuti, "Ini ndakafunda"

Mwari ndivo vanoziya chete, hapana chatinoziya
Mwari ndivo vanoona chete, hapana chatinoona
Mwari ndivo vanotonga chete, hapana chatingatonge
Even tikatarisa, hapana chatingaone (hapana chatingaone)

Taitombodawo kuita ma Doctor, ma-Rockstar (ma-Rockstar)
Taitombodawo kuita ma-Pilot, ma-Soldier (ma-Soldier)
Taitombodawo kufamba nebhora saPogba
Zvanhasi ndiri pa-roots zvangu, ndirikurima fodya

Ma-streets akanayiwa nemvura, pakaita kupokana
Tiri kumashure kwenguva (kwenguva) hazvidi kushorana
Tese tiri kutsva nezuva, hazvidi kurondana izvi
It's hard to focus, hatichina focus

(Ma-dreams ese akapinda musango) akayenda
Vanasikana havasisina hutano, hwakayenda
Muma-streets makadzika mutambo, wema-vendor (wema-vendor)
Ndokwatakutongoponera, muchatifonera

Mwari ndivo vanoziya chete, hapana chatinoziya
Mwari ndivo vanoona chete, hapana chatinoona
Mwari ndivo vanotonga chete, hapana chatingatonge
Even tikatarisa (ya) hapana chatingaone

Taitombodawo kuita ma Doctor, ma-Rockstar (ma-Rockstar)
Taitombodawo kuita ma-Pilot, ma-Soldier (ma-Soldier)
Taitombodawo kufamba nebhora saPogba (ya)
Zvanhasi ndiri pa-roots zvangu, ndirikurima fodya

Ya ndozviri pa-ground, Rasta
Ndenge ndakananga North, ndazobudira South, Rasta
(Ndanga ndanyura padhiri, ndazongo-doubler faster)
Mari yeroora ndakaisa mu-socks kuti ndisazoirasa
Mu-circle mune matatya, yeah?
(Bling, Bling, Bling)

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:02.22] Yeah, zviriko, zviriko, ya
[00:06.01] (Kanaboy, Kanaboy)
[00:10.46] Ya, Mwari ndivo vanoziya chete, hapana chatinoziya
[00:13.96] Mwari ndivo vanoona chete, hapana chatinoona (hapana chatinoona)
[00:16.65] Mwari ndivo vanotonga chete, hapana chatingatonge
[00:19.61] Even tikatarisa (ya) hapana chatingaone (hapana chatingaone)
[00:22.57] Taitombodawo kuita ma Doctor, ma-Rockstar (ma-Rockstar)
[00:25.12] Taitombodawo kuita ma-Pilot, ma-Soldier (ma-Soldier)
[00:28.29] Taitombodawo kufamba nebhora saPogba (saPogba)
[00:31.13] Zvanhasi ndiri pa-roots zvangu, ndirikurima fodya
[00:33.72] Ya ndozviri pa-ground, Rasta (Rasta)
[00:36.97] Ndenge ndakananga North, ndazobudira South, Rasta (Rasta)
[00:39.79] Ndanga ndanyura padhiri, ndazongo-doubler faster
[00:42.50] Mari yeroora ndakaisa mu-socks kuti ndisazoirasa
[00:45.21] Mu-circle mune matatya (yeah) saka pakutoda kuchangamuka
[00:49.02] Tumirai mese mweya yetsvina 'cause munoshaya munhu
[00:51.62] Haikonai kuzonyebera mweya yetsvina imi makatadza kufunga
[00:54.60] Unorohwa nenhamo, uchingozvisimbisa kuti, "Ini ndakafunda"
[00:57.49] Mwari ndivo vanoziya chete, hapana chatinoziya
[01:00.36] Mwari ndivo vanoona chete, hapana chatinoona
[01:03.26] Mwari ndivo vanotonga chete, hapana chatingatonge
[01:06.14] Even tikatarisa, hapana chatingaone (hapana chatingaone)
[01:08.91] Taitombodawo kuita ma Doctor, ma-Rockstar (ma-Rockstar)
[01:11.77] Taitombodawo kuita ma-Pilot, ma-Soldier (ma-Soldier)
[01:14.51] Taitombodawo kufamba nebhora saPogba
[01:17.72] Zvanhasi ndiri pa-roots zvangu, ndirikurima fodya
[01:20.54] Ma-streets akanayiwa nemvura, pakaita kupokana
[01:23.44] Tiri kumashure kwenguva (kwenguva) hazvidi kushorana
[01:26.31] Tese tiri kutsva nezuva, hazvidi kurondana izvi
[01:29.35] It's hard to focus, hatichina focus
[01:31.78] (Ma-dreams ese akapinda musango) akayenda
[01:34.73] Vanasikana havasisina hutano, hwakayenda
[01:37.86] Muma-streets makadzika mutambo, wema-vendor (wema-vendor)
[01:40.95] Ndokwatakutongoponera, muchatifonera
[01:43.89] Mwari ndivo vanoziya chete, hapana chatinoziya
[01:46.92] Mwari ndivo vanoona chete, hapana chatinoona
[01:49.66] Mwari ndivo vanotonga chete, hapana chatingatonge
[01:52.77] Even tikatarisa (ya) hapana chatingaone
[01:55.55] Taitombodawo kuita ma Doctor, ma-Rockstar (ma-Rockstar)
[01:58.16] Taitombodawo kuita ma-Pilot, ma-Soldier (ma-Soldier)
[02:01.20] Taitombodawo kufamba nebhora saPogba (ya)
[02:04.17] Zvanhasi ndiri pa-roots zvangu, ndirikurima fodya
[02:06.73] Ya ndozviri pa-ground, Rasta
[02:09.80] Ndenge ndakananga North, ndazobudira South, Rasta
[02:13.07] (Ndanga ndanyura padhiri, ndazongo-doubler faster)
[02:15.55] Mari yeroora ndakaisa mu-socks kuti ndisazoirasa
[02:18.32] Mu-circle mune matatya, yeah?
[02:22.70] (Bling, Bling, Bling)
[02:25.96]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings