Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Donhodzo

๐Ÿ‘ค Jah Prayzah โ€ข ๐ŸŽผ Hokoyo โ€ข โฑ๏ธ 4:35
๐ŸŽต 2802 characters
โฑ๏ธ 4:35 duration
๐Ÿ†” ID: 14064158

๐Ÿ“œ Lyrics

Donhodzo rangu se Jorodhani
Muhana mako mukati imomo ndonzvimbo yangu
Esthandwa Sami, ngirozi yangu
Muhana mako mukati imomo ndonzvimbo yangu
Donhodzo rangu se Jorodhani
Mirai pano muchaona anosvika pachibhorani
Tovhaira fani tikati tande nebani
Tichafamba nema maira mazana mashanu
Tovhaira fani tikati tande nebani
Tichafamba nema maira mazana mashanu
Mwana uya baba ndopika muchaona kana asvika
Matambiro ake anoita kuti hana yangu inomboti
Ga ga, nemukati kuti ga
Mwana uya baba ndopika muchaona kana asvika
Matambiro ake anoita kuti hana yangu inomboti
Ga, ga, nemukati kuti ga
Donhodzo rangu seJorodhani
Muhana mako mukati imomo
Ndonzvimbo yangu
Esthandwa sami, ngirozi yangu
Mirai pano muchaona anosvika pachibhorani
Esthandwa sami, ngirozi yangu
Mirai pano muchaona anosvika pachibhorani
Tovhaira fani, tikati tande nebani
Tichafamba nema maira mazana mashanu
Tovhaira fani, tikati tande nebani
Tichafamba nema maira ahh mudiwa
Munzira yemusango dhiya tichanhonga nhengeni
Tofamba mvura yakasa tingazopera ngemheni
Zvikara zvesango zvouya zvichaona iwe neni
Kamoto tosika, tobika, tofambira mberi
Shungu dzekundiso dzakanamira sedhimoni
Zvingati yatichazotura mafemo mangwana
Zvikara zvesango zvouya zvichaona iwe neni
Kamoto tosika, tobika, tofambira mberi
Mwana uya baba ndopika muchaona kana asvika
Matambiro ake anoita kuti hana yangu imboti
Ga ga, nemukati kuti ga
Mwana uya baba ndopika muchaona kana asvika
Matambiro ake anoita kuti hana yangu inomboti
Ga, ga, nemukati kuti ga
Ndakavamutsa nengoma yavairova nhongonya
Dai mandipa corona
Mwendamberi munogona
Ndakachibata ah
Ndikachikoka (ndikachikoka)
Ndakachizunguza chikachikakata
Ndakachibata (ndachikoka)
Ndikachikoka ah
Ndakachizunguza ndikachikakata
Ndakavamutsa nengoma yavairova nhongonya
Dai mandipa corona
Mwendamberi munogona
Ndakachibata
Ndikachikoka
Ndakachizunguza ndikachikakata

Pukuta masodzi nyarara
Tosangana patakarangana yee ah
Zviuya zvouya mangwana
Chengeta chitsidzo chehana ah
Pukuta masodzi nyarara
Tosangana patakarangana yee ah
Zviuya zvouya mangwana
Chengeta chitsidzo chehana
Mwana uya baba ndopika muchaona kana asvika
Matambiro ake anoita kuti hana yangu inomboti
Ga ga, nemukati kuti ga
Mwana uya baba ndopika muchaona kana asvika
Matambiro ake anoita kuti hana yangu inomboti
Ga, ga, nemukati kuti ga
Donhodzo rangu seJorodhani
Muhana mako mukati imomo
Ndonzvimbo yangu
Esthandwa sami, ngirozi yangu
Mirai pano muchaona anosvika pachibhorani
Esthandwa sami, ngirozi yangu
Mirai pano muchaona anosvika pachibhorani
Tovhaira fani, tikati tande nebani
Tichafamba nema maira mazana mashanu
Tovhaira fani, tikati tande nebani
Tichafamba nema maira mazana mashanu
Ihondo yaChaka, Rodney Clean Shizzle Maji
Hello? Mudhara Silent Killer
Eh parisei paJoza
Haa ndanga ndichida kungokuudzai kuti tapedza ma sports

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:03.26] Donhodzo rangu se Jorodhani
[00:06.14] Muhana mako mukati imomo ndonzvimbo yangu
[00:09.99] Esthandwa Sami, ngirozi yangu
[00:13.39] Muhana mako mukati imomo ndonzvimbo yangu
[00:17.13] Donhodzo rangu se Jorodhani
[00:20.40] Mirai pano muchaona anosvika pachibhorani
[00:24.36] Tovhaira fani tikati tande nebani
[00:27.59] Tichafamba nema maira mazana mashanu
[00:31.37] Tovhaira fani tikati tande nebani
[00:34.89] Tichafamba nema maira mazana mashanu
[00:38.64] Mwana uya baba ndopika muchaona kana asvika
[00:42.60] Matambiro ake anoita kuti hana yangu inomboti
[00:45.91] Ga ga, nemukati kuti ga
[00:48.69] Mwana uya baba ndopika muchaona kana asvika
[00:53.01] Matambiro ake anoita kuti hana yangu inomboti
[00:56.12] Ga, ga, nemukati kuti ga
[00:59.80] Donhodzo rangu seJorodhani
[01:02.93] Muhana mako mukati imomo
[01:05.45] Ndonzvimbo yangu
[01:07.21] Esthandwa sami, ngirozi yangu
[01:10.02] Mirai pano muchaona anosvika pachibhorani
[01:12.92] Esthandwa sami, ngirozi yangu
[01:17.35] Mirai pano muchaona anosvika pachibhorani
[01:20.82] Tovhaira fani, tikati tande nebani
[01:24.46] Tichafamba nema maira mazana mashanu
[01:29.40] Tovhaira fani, tikati tande nebani
[01:31.99] Tichafamba nema maira ahh mudiwa
[01:35.05] Munzira yemusango dhiya tichanhonga nhengeni
[01:38.18] Tofamba mvura yakasa tingazopera ngemheni
[01:41.49] Zvikara zvesango zvouya zvichaona iwe neni
[01:45.35] Kamoto tosika, tobika, tofambira mberi
[01:48.94] Shungu dzekundiso dzakanamira sedhimoni
[01:52.84] Zvingati yatichazotura mafemo mangwana
[01:55.74] Zvikara zvesango zvouya zvichaona iwe neni
[01:59.74] Kamoto tosika, tobika, tofambira mberi
[02:03.58] Mwana uya baba ndopika muchaona kana asvika
[02:07.44] Matambiro ake anoita kuti hana yangu imboti
[02:10.21] Ga ga, nemukati kuti ga
[02:14.07] Mwana uya baba ndopika muchaona kana asvika
[02:18.12] Matambiro ake anoita kuti hana yangu inomboti
[02:21.42] Ga, ga, nemukati kuti ga
[02:25.04] Ndakavamutsa nengoma yavairova nhongonya
[02:28.76] Dai mandipa corona
[02:31.47] Mwendamberi munogona
[02:32.89] Ndakachibata ah
[02:34.08] Ndikachikoka (ndikachikoka)
[02:35.72] Ndakachizunguza chikachikakata
[02:38.12] Ndakachibata (ndachikoka)
[02:40.28] Ndikachikoka ah
[02:42.99] Ndakachizunguza ndikachikakata
[02:46.10] Ndakavamutsa nengoma yavairova nhongonya
[02:50.00] Dai mandipa corona
[02:52.16] Mwendamberi munogona
[02:53.73] Ndakachibata
[02:55.56] Ndikachikoka
[02:57.12] Ndakachizunguza ndikachikakata
[03:01.05] Pukuta masodzi nyarara
[03:04.65] Tosangana patakarangana yee ah
[03:08.38] Zviuya zvouya mangwana
[03:11.57] Chengeta chitsidzo chehana ah
[03:14.96] Pukuta masodzi nyarara
[03:19.17] Tosangana patakarangana yee ah
[03:22.56] Zviuya zvouya mangwana
[03:25.72] Chengeta chitsidzo chehana
[03:29.11] Mwana uya baba ndopika muchaona kana asvika
[03:32.85] Matambiro ake anoita kuti hana yangu inomboti
[03:35.24] Ga ga, nemukati kuti ga
[03:39.28] Mwana uya baba ndopika muchaona kana asvika
[03:43.85] Matambiro ake anoita kuti hana yangu inomboti
[03:46.69] Ga, ga, nemukati kuti ga
[03:50.32] Donhodzo rangu seJorodhani
[03:53.98] Muhana mako mukati imomo
[03:56.63] Ndonzvimbo yangu
[03:57.98] Esthandwa sami, ngirozi yangu
[04:00.15] Mirai pano muchaona anosvika pachibhorani
[04:03.33] Esthandwa sami, ngirozi yangu
[04:08.07] Mirai pano muchaona anosvika pachibhorani
[04:12.07] Tovhaira fani, tikati tande nebani
[04:15.55] Tichafamba nema maira mazana mashanu
[04:18.86] Tovhaira fani, tikati tande nebani
[04:22.36] Tichafamba nema maira mazana mashanu
[04:25.85] Ihondo yaChaka, Rodney Clean Shizzle Maji
[04:29.86] Hello? Mudhara Silent Killer
[04:31.13] Eh parisei paJoza
[04:32.29] Haa ndanga ndichida kungokuudzai kuti tapedza ma sports
[04:32.73]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings