Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Patichaita Mari

๐Ÿ‘ค Freeman โ€ข ๐ŸŽผ Top Striker โ€ข โฑ๏ธ 3:39
๐ŸŽต 2806 characters
โฑ๏ธ 3:39 duration
๐Ÿ†” ID: 14073020

๐Ÿ“œ Lyrics

Slyie naOskid hkd top striker
Nhamo yakandionesa neshungu life yaisavava good hupenyu hwakana punchline taingouverenga mubook
Oskid gore ratichaita mari nhamo tichaibelievisa yakakura iri teacher mulife mangu ndichiiti 'sir' ehe yakandidzidzisa
Ehe maghetto youths takakurira munhamo asi tichaibelievisa hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya
Ehe yakatidzidzisa
Kunge examination nhamo yandipinza muclass
Ehe yakandipinza chando ndikapfeka jazi
Zvakadhakwa tikukanga wire azvibude nhamo yakati gadzirisa masasi
Nhamo ndikaibuda saa Calister Chapasuwa ndoipa bomber jacket ndoiti gara pazuva ndoitsikirira dhaza ndoita make sure
Kana kuipa zvibhakera kunge Martin Nzuwa
Nguva yangu zvinji yakazova yekusuwa yakanditadzisa kuti ndive zvandaida kuva
Vanhu vaindisheedza vainditumidza kamwe kazita kechirungu vachiti mr very poor
Oskid gore ratichaita mari nhamo tichaibelievisa yakaura iri teacher mulife mangu ndichiti sir
Ehe yakandidzidzisa
Ehe maghetto youths takakurira munhamo asi tichaibelievisa hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya
Ehe yakatidzidzisa
Saa nhamoinesu yakati coster saka terera song ino ndichi toaster
Asi andina kubvira ndatarisa kumashure nenhamo yangu ndaingozviboaster
Zvino ndave pedyo neku escaper kuiona futi andichatomboda sachiremba zvino ndave nemapaper
Nhamo ndoda kuirapa senhova
Nhamo yakandionesa neshungu life yaisava good upenyu hwakanaka punchline taingouverenga mubook
Oskid gore ratichaita mari nhamo tichaibelievisa yakakura iri teacher mulife mangu ndichiiti sir
Ehe yakandidzidzisa
Ehe maghetto youths takakurira munhamo asi tichaibelievisa hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya
Ehe yakandidzidzisa
Kunge examination nhamo yandipinza muclass ehe yakandipinza chando ndikapfeka jazi
Zvakadhakwa tikukanga wire hazvibude nhamo yakatigadzirisa masasi
Nhamo ndikaibuda saCalister Chapasuwa ndoipa bomber jacket ndoti gara pazuva
Ndoitsikirira dhaza ndoita make sure kana kuipa zvibhakera kunge Martin Nzuwa
Nguva yangu zhinji yakazova yekusuwa yakanfitadzisa kuti ndive zvandaida kuva
Vanhu vaindishedza vainditumidza kamwe kazita kechirungu kekuti mr very poor
Oskid gore ratichaita mari nhamo tichaibelievisa yakakura iri teacher mulife mangu ndichiiti sir
Ehe yakandidzidzisa
Ehe maghetto youths takakurira munhamo asi tichaibelievisa
Hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya
Ehe yakandidzidzisa
Oskid gore ratichaita mari nhamo tichaibelievisa yakakura iri teacher mulife mangu ndichiiti sir
Ehe yakandidzidzisa
Ehe maghetto youths takakurira munhamo asi tichaibelievisa
Hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya
Ehe yakandidzidzisa
Oskid gore ratichaita mari
yakakura iri teacher mulife mangu ndichiiti sir
Ehe maghetto youths takakurira munhamo asi tichaibelievisa
Hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya
Ehe yakandidzidzisa

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:00.97] Slyie naOskid hkd top striker
[00:09.25] Nhamo yakandionesa neshungu life yaisavava good hupenyu hwakana punchline taingouverenga mubook
[00:19.30] Oskid gore ratichaita mari nhamo tichaibelievisa yakakura iri teacher mulife mangu ndichiiti 'sir' ehe yakandidzidzisa
[00:28.53] Ehe maghetto youths takakurira munhamo asi tichaibelievisa hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya
[00:36.25] Ehe yakatidzidzisa
[00:37.97] Kunge examination nhamo yandipinza muclass
[00:40.09] Ehe yakandipinza chando ndikapfeka jazi
[00:42.68] Zvakadhakwa tikukanga wire azvibude nhamo yakati gadzirisa masasi
[00:46.90] Nhamo ndikaibuda saa Calister Chapasuwa ndoipa bomber jacket ndoiti gara pazuva ndoitsikirira dhaza ndoita make sure
[00:53.89] Kana kuipa zvibhakera kunge Martin Nzuwa
[00:56.26] Nguva yangu zvinji yakazova yekusuwa yakanditadzisa kuti ndive zvandaida kuva
[01:00.64] Vanhu vaindisheedza vainditumidza kamwe kazita kechirungu vachiti mr very poor
[01:05.39] Oskid gore ratichaita mari nhamo tichaibelievisa yakaura iri teacher mulife mangu ndichiti sir
[01:13.90] Ehe yakandidzidzisa
[01:14.93] Ehe maghetto youths takakurira munhamo asi tichaibelievisa hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya
[01:22.30] Ehe yakatidzidzisa
[01:24.26] Saa nhamoinesu yakati coster saka terera song ino ndichi toaster
[01:27.89] Asi andina kubvira ndatarisa kumashure nenhamo yangu ndaingozviboaster
[01:32.57] Zvino ndave pedyo neku escaper kuiona futi andichatomboda sachiremba zvino ndave nemapaper
[01:39.49] Nhamo ndoda kuirapa senhova
[01:41.64] Nhamo yakandionesa neshungu life yaisava good upenyu hwakanaka punchline taingouverenga mubook
[01:51.60] Oskid gore ratichaita mari nhamo tichaibelievisa yakakura iri teacher mulife mangu ndichiiti sir
[01:59.21] Ehe yakandidzidzisa
[02:02.79] Ehe maghetto youths takakurira munhamo asi tichaibelievisa hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya
[02:08.42] Ehe yakandidzidzisa
[02:10.32] Kunge examination nhamo yandipinza muclass ehe yakandipinza chando ndikapfeka jazi
[02:14.40] Zvakadhakwa tikukanga wire hazvibude nhamo yakatigadzirisa masasi
[02:18.94] Nhamo ndikaibuda saCalister Chapasuwa ndoipa bomber jacket ndoti gara pazuva
[02:23.85] Ndoitsikirira dhaza ndoita make sure kana kuipa zvibhakera kunge Martin Nzuwa
[02:28.20] Nguva yangu zhinji yakazova yekusuwa yakanfitadzisa kuti ndive zvandaida kuva
[02:32.93] Vanhu vaindishedza vainditumidza kamwe kazita kechirungu kekuti mr very poor
[02:37.92] Oskid gore ratichaita mari nhamo tichaibelievisa yakakura iri teacher mulife mangu ndichiiti sir
[02:45.55] Ehe yakandidzidzisa
[02:47.32] Ehe maghetto youths takakurira munhamo asi tichaibelievisa
[02:51.66] Hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya
[02:54.70] Ehe yakandidzidzisa
[02:56.69] Oskid gore ratichaita mari nhamo tichaibelievisa yakakura iri teacher mulife mangu ndichiiti sir
[03:03.75] Ehe yakandidzidzisa
[03:05.58] Ehe maghetto youths takakurira munhamo asi tichaibelievisa
[03:09.89] Hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya
[03:13.15] Ehe yakandidzidzisa
[03:15.24] Oskid gore ratichaita mari
[03:18.24] yakakura iri teacher mulife mangu ndichiiti sir
[03:22.54] Ehe maghetto youths takakurira munhamo asi tichaibelievisa
[03:28.84] Hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya
[03:31.98] Ehe yakandidzidzisa
[03:37.54]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings