Munamato Wangu
๐ต 1953 characters
โฑ๏ธ 2:49 duration
๐ ID: 14104478
๐ Lyrics
Gore richitanga (levels, levels)
Ho pane mumweka anenge ane zvaakaronga
Nasatana zvimwe zvacho zvinoramba
Isu hedu Chris ngatirambe tichishanda
Tombosiya zvehushamwari toita zvekutsvaga mari
Kutsvaga mari tisazodhibha kutenda Mwari
Nekuti pana Mwari ndipo pane yese mari
Saka chikumbiro changuka ngatifambe naye
Munamato wangu ishe
Ho tive tinoshanda zvinobatike
Baba musatisiye tichirasike
Munamato wangu ishe
Munamato wangu ishe
Ho tive tinoshanda zvinobatike
Baba musatisiye tichirasike
Munamato wangu ishe, woah, woah
Ndaida kuendawo mberi
Asi satan chaingondiwisirawo shure
Mwari ndinoziva kuti ndaiva kure
Zvandauya kwamuri ndibatsire ndipfuure
Nekuti makore awanda ndichishanda
Ndichironga zvinhu asi zvisingabudirire
Gore rino ndozviramba
Ndiinemi Mwari zvandoronga ndobudirira
Munamato wangu ishe
Ho tive tinoshanda zvinobatike
Baba musatisiye tichirasike
Munamato wangu ishe
Munamato wangu ishe
Ho tive tinoshanda zvinobatike
Baba musatisiye tichirasike
Munamato wangu ishe, woah, woah
Gara pasi unyatsofunga zvakadzama
Ndiyo nguva yacho ronga ramangwana
Usachema kubudira misodzi pamatama
Shanda ramangwana richanaka
Oh, I know, I know, I know baba kuti
Misi ndawana denga, woah, woah
Wangu ishe
Tive tinoshanda zvinobatike
Baba musatisiye tichirasike
Munamato wangu ishe
Munamato wangu ishe
Ho tive tinoshanda zvinobatike
Baba musatisiye tichirasike
Munamato wangu ishe, woah, woah
Ndaida kuendawo mberi
Asi satan chaingondiwisirawo shure
Mwari ndinoziva kuti ndaiva kure
Zvandauya kwamuri ndibatsire ndipfuure
Nekuti makore awanda ndichishanda
Ndichironga zvinhu asi zvisingabudirire
Gore rino ndozviramba
Ndiinemi Mwari zvandoronga ndobudirira
Munamato wangu ishe
Ho tive tinoshanda zvinobatike
Baba musatisiye tichirasike
Munamato wangu ishe
Munamato wangu ishe
Ho tive tinoshanda zvinobatike
Baba musatisiye tichirasike
Munamato wangu ishe, woah, woah
Oh, I know, I know, I know
I know, I know, woah, woah
Woah, woah, woah, woah

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:00.44] Gore richitanga (levels, levels)
[00:01.98] Ho pane mumweka anenge ane zvaakaronga
[00:04.35] Nasatana zvimwe zvacho zvinoramba
[00:06.73] Isu hedu Chris ngatirambe tichishanda
[00:09.03] Tombosiya zvehushamwari toita zvekutsvaga mari
[00:12.18] Kutsvaga mari tisazodhibha kutenda Mwari
[00:14.55] Nekuti pana Mwari ndipo pane yese mari
[00:16.95] Saka chikumbiro changuka ngatifambe naye
[00:19.37] Munamato wangu ishe
[00:21.32] Ho tive tinoshanda zvinobatike
[00:23.41] Baba musatisiye tichirasike
[00:26.01] Munamato wangu ishe
[00:28.54] Munamato wangu ishe
[00:30.96] Ho tive tinoshanda zvinobatike
[00:33.22] Baba musatisiye tichirasike
[00:35.62] Munamato wangu ishe, woah, woah
[00:39.44] Ndaida kuendawo mberi
[00:41.11] Asi satan chaingondiwisirawo shure
[00:43.77] Mwari ndinoziva kuti ndaiva kure
[00:46.02] Zvandauya kwamuri ndibatsire ndipfuure
[00:48.13] Nekuti makore awanda ndichishanda
[00:51.03] Ndichironga zvinhu asi zvisingabudirire
[00:53.68] Gore rino ndozviramba
[00:55.75] Ndiinemi Mwari zvandoronga ndobudirira
[00:57.59] Munamato wangu ishe
[00:59.84] Ho tive tinoshanda zvinobatike
[01:01.99] Baba musatisiye tichirasike
[01:04.67] Munamato wangu ishe
[01:06.78] Munamato wangu ishe
[01:09.38] Ho tive tinoshanda zvinobatike
[01:11.50] Baba musatisiye tichirasike
[01:14.13] Munamato wangu ishe, woah, woah
[01:17.67] Gara pasi unyatsofunga zvakadzama
[01:20.16] Ndiyo nguva yacho ronga ramangwana
[01:22.56] Usachema kubudira misodzi pamatama
[01:24.71] Shanda ramangwana richanaka
[01:27.54] Oh, I know, I know, I know baba kuti
[01:33.22] Misi ndawana denga, woah, woah
[01:36.77] Wangu ishe
[01:38.21] Tive tinoshanda zvinobatike
[01:40.35] Baba musatisiye tichirasike
[01:43.18] Munamato wangu ishe
[01:45.33] Munamato wangu ishe
[01:47.79] Ho tive tinoshanda zvinobatike
[01:49.95] Baba musatisiye tichirasike
[01:52.46] Munamato wangu ishe, woah, woah
[01:56.01] Ndaida kuendawo mberi
[01:58.08] Asi satan chaingondiwisirawo shure
[02:00.37] Mwari ndinoziva kuti ndaiva kure
[02:02.99] Zvandauya kwamuri ndibatsire ndipfuure
[02:04.91] Nekuti makore awanda ndichishanda
[02:07.70] Ndichironga zvinhu asi zvisingabudirire
[02:10.43] Gore rino ndozviramba
[02:12.69] Ndiinemi Mwari zvandoronga ndobudirira
[02:14.47] Munamato wangu ishe
[02:16.52] Ho tive tinoshanda zvinobatike
[02:18.93] Baba musatisiye tichirasike
[02:21.45] Munamato wangu ishe
[02:23.80] Munamato wangu ishe
[02:26.11] Ho tive tinoshanda zvinobatike
[02:28.54] Baba musatisiye tichirasike
[02:31.00] Munamato wangu ishe, woah, woah
[02:35.75] Oh, I know, I know, I know
[02:39.32] I know, I know, woah, woah
[02:42.07] Woah, woah, woah, woah
[02:44.81]