Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Kudzai Mwari

๐Ÿ‘ค Minister Michael Mahendere โ€ข ๐ŸŽผ Getting Personal With God 2 โ€ข โฑ๏ธ 6:28
๐ŸŽต 1435 characters
โฑ๏ธ 6:28 duration
๐Ÿ†” ID: 14162655

๐Ÿ“œ Lyrics

Kudzai Mwari ndiMwari wakanaka
Tendai Mwari ndiMwari anerudo
Kudzai Mwari hakuna akaita saiye
Ityayi Mwari wamasimba ose (ose)

Imbai nziyo dzokurumbidza (zita rake)
Simudzirayi mabasa Ake (anoshamisa)
Jesu ndiMwari hakuna zvemumwe (zvemumwe, ndiye oga)
Saka itai ruzha muchimufarira

Halle hallelujah Mwari makanaka
Halle hallelujah Mwari munogona
Halle hallelujah (tinoda kurumbidza zita renyu Mwari)
Mwari makanaka (ndimi Mwari Makanaka)

Halle hallelujah (halle, halle, halle, halle)
Mwari munogona (imbayi hallelujah)
Halle hallelujah (ho, oh, oh, ndimi Mwari makanaka)
(Imbayi hallelujah) halle hallelujah

(Halle, halle, halle, halle, halle, halle, halle) Mwari munogona
(Imbayi hallelujah) halle hallelujah (hallehehe, hallelujah)
Mwari makanaka (ndimi Mwari wedu makanaka)
Halle hallelujah (ndimi Mwari makanaka)
(Ndimi Mwari makanaka) Mwari munogona

Mudiwa wemoyo wangu ndiJesu chete
Mudiwa wemoyo wangu ndiJesu chete
Mudiwa wemoyo wangu ndiJesu chete
Mudiwa wemoyo wangu ndiJesu chete
Mudiwa wemoyo wangu ndiJesu chete
Mudiwa wemoyo wangu ndiJesu chete

Saka makanaka (kwandiri)
Makanaka (makanaka kwandiri Jesu)
Ishe makanaka (makanaka kwandiri Jesu)
Jeso, Jeso (yes, yes Lord)

You are beautiful (Jesus You are so beautiful)
You are beautiful (oh, beautiful)
You are beautiful (You are beautiful Lord Jesus)
Jesus, Jesus

Makanaka
Makanaka, makanaka
Ishe makanaka
Jeso, Jeso
Ishe makanaka
Jeso (Jeso) Jeso (Jeso)
Makanaka

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:12.99] Kudzai Mwari ndiMwari wakanaka
[00:25.49] Tendai Mwari ndiMwari anerudo
[00:38.29] Kudzai Mwari hakuna akaita saiye
[00:50.86] Ityayi Mwari wamasimba ose (ose)
[01:03.06] Imbai nziyo dzokurumbidza (zita rake)
[01:17.43] Simudzirayi mabasa Ake (anoshamisa)
[01:30.14] Jesu ndiMwari hakuna zvemumwe (zvemumwe, ndiye oga)
[01:41.64] Saka itai ruzha muchimufarira
[01:54.32] Halle hallelujah Mwari makanaka
[02:06.97] Halle hallelujah Mwari munogona
[02:19.58] Halle hallelujah (tinoda kurumbidza zita renyu Mwari)
[02:25.50] Mwari makanaka (ndimi Mwari Makanaka)
[02:32.24] Halle hallelujah (halle, halle, halle, halle)
[02:38.60] Mwari munogona (imbayi hallelujah)
[02:45.17] Halle hallelujah (ho, oh, oh, ndimi Mwari makanaka)
[02:55.26] (Imbayi hallelujah) halle hallelujah
[03:00.57] (Halle, halle, halle, halle, halle, halle, halle) Mwari munogona
[03:07.97] (Imbayi hallelujah) halle hallelujah (hallehehe, hallelujah)
[03:16.33] Mwari makanaka (ndimi Mwari wedu makanaka)
[03:22.90] Halle hallelujah (ndimi Mwari makanaka)
[03:26.33] (Ndimi Mwari makanaka) Mwari munogona
[03:35.70] Mudiwa wemoyo wangu ndiJesu chete
[03:47.82] Mudiwa wemoyo wangu ndiJesu chete
[04:01.03] Mudiwa wemoyo wangu ndiJesu chete
[04:13.54] Mudiwa wemoyo wangu ndiJesu chete
[04:26.34] Mudiwa wemoyo wangu ndiJesu chete
[04:38.81] Mudiwa wemoyo wangu ndiJesu chete
[04:49.06] Saka makanaka (kwandiri)
[04:56.29] Makanaka (makanaka kwandiri Jesu)
[05:02.06] Ishe makanaka (makanaka kwandiri Jesu)
[05:08.09] Jeso, Jeso (yes, yes Lord)
[05:15.37] You are beautiful (Jesus You are so beautiful)
[05:21.45] You are beautiful (oh, beautiful)
[05:27.58] You are beautiful (You are beautiful Lord Jesus)
[05:33.44] Jesus, Jesus
[05:40.42] Makanaka
[05:47.12] Makanaka, makanaka
[05:52.48] Ishe makanaka
[05:58.57] Jeso, Jeso
[06:05.24] Ishe makanaka
[06:11.26] Jeso (Jeso) Jeso (Jeso)
[06:20.05] Makanaka
[06:22.94]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings