Rubo Ndinarwo
๐ต 1757 characters
โฑ๏ธ 5:53 duration
๐ ID: 14374595
๐ Lyrics
Hazvireve rudo handina ini
Hazvireve rudo handina mwanangu we
(Rudo ndinarwo mwanangu)
Hazvireve rudo handina ini
Hazvireve rudo handina mwanangu we
(Rudo ndinarwo mwanangu)
Mai vaiva mwana mudiki (mudiki) ini ndakanga ndichi mwana mudiki
Hazvireve rudo handina newe mwanangu (rudo ndinarwo mwanangu)
Mai vaiva mwana mudiki (mudiki), ini ndakanga ndichi mwana mudiki
Hazvireve rudo handina newe mwanangu (rudo ndinarwo mwanangu

Mhaka yavepo takatukana, kupopotana, amai ndokuoneka
(Bopoto, kutukana, nekuoneka)
Mhosva yavepo takatukana, ho kupopotana, amai ndokuramwa
(Bopoto, kutukana, nekuoneka)
Mukupera kwegore ndakatozonzwa nerunyerekupe

Mukufamba kwenguva ndakatozonzwa nerunyerekupe

Takasangana pamhararano (mhararano), ndikabvunza, "Mai mwana aripiko?"

Takasangana pamhararano (mhararano), ndikabvunza, "Mai mwana anaaniko?"

Tichaonana, tichaonana, kana Mwari vada (zvarongeka)

Tichaonana, tichaonana, kana zvichinge zvarongeka (Mwari ada)

Hazvireve rudo handina mwanangu we (rudo ndinarwo mwanangu)