Chero
๐ต 2048 characters
โฑ๏ธ 4:08 duration
๐ ID: 14429822
๐ Lyrics
Eyaa
Mugwizi
Hapadi anokutsanangurira kuti ini ndorira unozviziva
Ini ndichatozomira kurira mandikwidibira kumakuva
Munongoramba kubuda pachena asi munobvuma muchipfuva (bvuma)
Kamoto kamunongoramba muchingodira peturo kachingodzima (bvuma)
Makatanga mune stayera mukachinja stayera kusvika pakuguma (bvuma)
Ndikasvika vanondiwomberera semudzimu unoera vakandiona (bvuma)
Une nharo here iwe ndienderere
Une nharo here iwe ndienderere
Une nharo here iwe ndienderere
Une nharo here iwe ndienderere
Chero
Chero
Chero zvazvaita chero
Chero
Chero
Chero zvazvaita chero
Bvunza vakuru vedzinza
Chero kupi kwaunobva
Kuti ndiani akareba
Zichangamire rinosimudza mureza
Vachakuti cherechedza
Anomira panonyudza
Anosiya awaridza
Ndichangamire anosakura ozunza
Oh, gwenyambira taunzwa mutinhimira
Chimbotikwenyera tikupe chiremerera
Oh, deketera kune vanovhenekera ndovaremera
Ndauya ndakachaja ndabuda musaga
Ndinenge gandanga kusiya ndaparadza
Asi inovava mhiripiri mukaiwanza
Ende inopisa futi mvura ikafanza
Chero
Chero
Chero zvazvaita chero
Chero
Chero
Chero zvazvaita chero
Ndakadarika masango iwe
Ndakararamiswa nechakata ndikapukunyuka
Munoziva kune nhamo here
Yekushaiwa zambuko uchida kuyambuka
Izwi rakangoti famba wakadaro
Zvakanakanaka munzira iyoyo
Eh, vakuruwe inzwai waro
Mundidairewo muninga imomo
Chimwe chokwadi varume inga chinonzi mutauro (he, eh, eh, he, eh, eh)
Ndomboita mamwe mafira kureva kunge Sauro (he, eh, eh, he, eh, eh)
Gamba rinorova ngoma kusvikira mauro (he, eh, eh, he, eh, eh)
Kasipo kadiki kanoperera patauro (he, eh, eh, he, eh, eh)
Une nharo here iwe ndienderere
Une nharo here iwe ndienderere
Une nharo here iwe ndienderere
Une nharo here iwe ndienderere
Chero
Chero
Chero zvazvaita chero
Chero
Chero
Chero zvazvaita chero
Ha, heka, heka
Ha, heka, heka, heka
Ha, ukandiheka, ndinohekenurwa naNyamayaro
Ha, ukandiheka, ndinohekenurwa naNyamayaro
Saka heka, heka, heka saka heka
Ha, umm, heka, heka, heka saka heka
Ha, ukandiheka, ndinohekenurwa naNyamayaro
Ha, ukandiheka, ndinohekenurwa naNyamayaro
Saka heka

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:01.19] Eyaa
[00:03.71] Mugwizi
[00:09.33] Hapadi anokutsanangurira kuti ini ndorira unozviziva
[00:14.07] Ini ndichatozomira kurira mandikwidibira kumakuva
[00:18.65] Munongoramba kubuda pachena asi munobvuma muchipfuva (bvuma)
[00:23.12] Kamoto kamunongoramba muchingodira peturo kachingodzima (bvuma)
[00:27.72] Makatanga mune stayera mukachinja stayera kusvika pakuguma (bvuma)
[00:32.38] Ndikasvika vanondiwomberera semudzimu unoera vakandiona (bvuma)
[00:37.09] Une nharo here iwe ndienderere
[00:41.60] Une nharo here iwe ndienderere
[00:46.23] Une nharo here iwe ndienderere
[00:50.86] Une nharo here iwe ndienderere
[00:55.46] Chero
[00:57.89] Chero
[00:59.82] Chero zvazvaita chero
[01:04.68] Chero
[01:06.98] Chero
[01:09.16] Chero zvazvaita chero
[01:13.93] Bvunza vakuru vedzinza
[01:16.33] Chero kupi kwaunobva
[01:18.64] Kuti ndiani akareba
[01:20.07] Zichangamire rinosimudza mureza
[01:23.25] Vachakuti cherechedza
[01:25.69] Anomira panonyudza
[01:27.98] Anosiya awaridza
[01:29.33] Ndichangamire anosakura ozunza
[01:32.46] Oh, gwenyambira taunzwa mutinhimira
[01:34.70] Chimbotikwenyera tikupe chiremerera
[01:36.97] Oh, deketera kune vanovhenekera ndovaremera
[01:40.88] Ndauya ndakachaja ndabuda musaga
[01:43.21] Ndinenge gandanga kusiya ndaparadza
[01:45.47] Asi inovava mhiripiri mukaiwanza
[01:47.70] Ende inopisa futi mvura ikafanza
[01:50.85] Chero
[01:53.04] Chero
[01:55.25] Chero zvazvaita chero
[02:00.27] Chero
[02:02.37] Chero
[02:04.64] Chero zvazvaita chero
[02:08.17] Ndakadarika masango iwe
[02:10.48] Ndakararamiswa nechakata ndikapukunyuka
[02:12.88] Munoziva kune nhamo here
[02:15.13] Yekushaiwa zambuko uchida kuyambuka
[02:17.63] Izwi rakangoti famba wakadaro
[02:19.69] Zvakanakanaka munzira iyoyo
[02:21.97] Eh, vakuruwe inzwai waro
[02:24.32] Mundidairewo muninga imomo
[02:27.17] Chimwe chokwadi varume inga chinonzi mutauro (he, eh, eh, he, eh, eh)
[02:31.73] Ndomboita mamwe mafira kureva kunge Sauro (he, eh, eh, he, eh, eh)
[02:36.47] Gamba rinorova ngoma kusvikira mauro (he, eh, eh, he, eh, eh)
[02:41.20] Kasipo kadiki kanoperera patauro (he, eh, eh, he, eh, eh)
[02:46.27] Une nharo here iwe ndienderere
[02:50.83] Une nharo here iwe ndienderere
[02:55.56] Une nharo here iwe ndienderere
[03:00.26] Une nharo here iwe ndienderere
[03:04.81] Chero
[03:07.09] Chero
[03:09.03] Chero zvazvaita chero
[03:13.92] Chero
[03:16.27] Chero
[03:18.22] Chero zvazvaita chero
[03:22.53] Ha, heka, heka
[03:27.24] Ha, heka, heka, heka
[03:31.73] Ha, ukandiheka, ndinohekenurwa naNyamayaro
[03:36.69] Ha, ukandiheka, ndinohekenurwa naNyamayaro
[03:41.19] Saka heka, heka, heka saka heka
[03:44.69] Ha, umm, heka, heka, heka saka heka
[03:49.16] Ha, ukandiheka, ndinohekenurwa naNyamayaro
[03:54.96] Ha, ukandiheka, ndinohekenurwa naNyamayaro
[03:59.73] Saka heka
[04:01.14]