Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Wandakada

๐Ÿ‘ค Jah Prayzah โ€ข ๐ŸŽผ Maita Baba โ€ข โฑ๏ธ 3:47
๐ŸŽต 860 characters
โฑ๏ธ 3:47 duration
๐Ÿ†” ID: 14431325

๐Ÿ“œ Lyrics

Kubvira zuva rekutanga
Chaingova chiro chimweni mweni chandaikumbira
Kuti dai zvaibvira
Wangondidawo ndaita mavarawo
Pane mumwe chete pane zinyekenyeke
Pane vavairi paita musungo
Kana ukandiramba zvaramba
Asi ziva kuti ndaidawo

Svusvura ndadya kana zvikanaka
Uri mhodzi yechingwa kana zvikanaka
Tichasesedzana kana zvikanaka
Uchave wangu kana zvikanaka

Magumo acho ndichange ndinewe
Ukabata hana yangu
Toinda kuhama
Ndoti ndiye wandakada

Wanyanya kundinyepudza sepwere
Kuita seunoda usingade
Buda pachena
Hari yamai, hari yamai
Hari yamai vangu inoda anosuka

Dhiya magumo acho ndichange ndinewe
Ukabata hana yangu
Toinda kuhama
Ndoti ndiye wandakada

Zadzisa pandinorota
Nekuti ndiwe mhinduro yezvandinoshuvira
Umm, zadzisa zvese
Nekuti ndiwe zororo remoyo wanguka

Dhiya magumo acho ndichange ndinewe
Ukabata hana yangu
Toinda kuhama
Ndoti ndiye wandakada

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:39.05] Kubvira zuva rekutanga
[00:41.46] Chaingova chiro chimweni mweni chandaikumbira
[00:48.76] Kuti dai zvaibvira
[00:50.65] Wangondidawo ndaita mavarawo
[00:58.26] Pane mumwe chete pane zinyekenyeke
[01:01.92] Pane vavairi paita musungo
[01:07.99] Kana ukandiramba zvaramba
[01:10.33] Asi ziva kuti ndaidawo
[01:15.95] Svusvura ndadya kana zvikanaka
[01:20.54] Uri mhodzi yechingwa kana zvikanaka
[01:25.38] Tichasesedzana kana zvikanaka
[01:30.43] Uchave wangu kana zvikanaka
[01:34.72] Magumo acho ndichange ndinewe
[01:39.34] Ukabata hana yangu
[01:44.50] Toinda kuhama
[01:47.58] Ndoti ndiye wandakada
[01:53.77] Wanyanya kundinyepudza sepwere
[01:56.92] Kuita seunoda usingade
[02:00.03] Buda pachena
[02:01.62] Hari yamai, hari yamai
[02:06.21] Hari yamai vangu inoda anosuka
[02:11.09] Dhiya magumo acho ndichange ndinewe
[02:17.01] Ukabata hana yangu
[02:22.23] Toinda kuhama
[02:25.37] Ndoti ndiye wandakada
[02:31.46] Zadzisa pandinorota
[02:34.93] Nekuti ndiwe mhinduro yezvandinoshuvira
[02:40.12] Umm, zadzisa zvese
[02:44.28] Nekuti ndiwe zororo remoyo wanguka
[02:48.89] Dhiya magumo acho ndichange ndinewe
[02:54.70] Ukabata hana yangu
[02:59.83] Toinda kuhama
[03:02.86] Ndoti ndiye wandakada
[03:07.16]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings