Ebenezer (feat. Charles Charamba,, Rumbi Zvirikuzhe, Noel Zembe, Kudzi Nyakudya, Pastor Lawrence Haisa, Mechanic Manyeruke & Bethany Pasinawako)
๐ต 2884 characters
โฑ๏ธ 9:02 duration
๐ ID: 14561899
๐ Lyrics
Tinoti Ebenezer!
Nesuwo tiri munyasha
Zvairema, zvichirwadza asi Jehovha vatisvitsa pano
Tinoti Ebenezer!
Nesuwo tiri munyasha
Zvairema, zvichirwadza asi Jehovha vatisvitsa pano
Nhasi toti mhururu kumatenga!
Tine mufaro wakawedzerwa 'She!
Munhu wese tamba iwe, munhu wese imba iwe!
Iti "Jehovha vatisvitsa pano."
Zuva ranhasi izuva remufaro
Zuva ranhasi nderekupembera
Vechidiki nekuku, vechikuru nekoko
Titi Jehovah matisvitsa pano
Zuva ranhasi izuva remufaro
Zuva ranhasi nderekupembera
Nekuku, nekoko
Titi Jehovah vatisvitsa pano
Tinoti Ebenezer!
Nesuwo tiri munyasha
Zvairema, zvichirwadza asi Jehovha vatisvitsa pano
Tinoti Ebenezer!
Nesuwo tiri munyasha
Zvairema, zvichirwadza asi Jehovha vatisvitsa pano
Hazvaiva nyore kuti tisvike pano
Pakutanga zvinhu zvairema
Tisingafungire kuti zvichabuda
Asi Jehovah vatisvitsa pano
Zvakatora nguva, zvakatora makore
Zvakatora ziya rangu ini
Zvakatora hushingi asi Jehovah vatisvitsa pano baba!
Ebanezer!
Tinoti Ebenezer!
Nesuwo tiri munyasha
Zvairema, zvichirwadza asi Jehovha vatisvitsa pano (Ebenezer)
Tinoti Ebenezer! (Ebenezer)
Nesuwo tiri munyasha (tiri munyasha Baba)
Zvairema (zvairema) zvichirwadza (zvichirwadza Baba) asi Jehovha vatisvitsa pano
Hmm, pane vakazvisiya baba
Vakati hazvibudi
Asi nekushinga, zvakaita baba
Jehovah vatisvitsa pano
Tinoti Ebenezer! (Ebenezer! Ebenezer! Baba)
Nesuwo tiri munyasha
Zvairema (tatenda) zvichirwadza (tatenda Baba)
Asi Jehovha (halleluya) vatisvitsa pano
Tinoti Ebenezer! (Ebenezer!)
Nesuwo tiri munyasha (ho tiri munyasha)
Zvairema, zvichirwadza asi Jehovha vatisvitsa pano
Mazwi emhandu makaashaisawo basa
Dutu renyika makarishaisawo simba
Mavasesedza vana venyu munzira izere neminzwa
Jesu isu tasvika pano!
Hatirwi nenyama, kana neropa
Jehovah wakatirwira
Nhasi uno toimna, toimba Jehovah vatisvitsa pano!
Hallelujah matisvitsa pano Baba!
Hallelujah matisvitsa pano
Zvirokwazvo Mwari wangu matisvitsa pano
Helele iya helele
Baba vangu taiti zvinorema
Baba vangu nemi zvakagoneka
Helele! Iya-heya, iyaa, iyo-hiyo hoo
Tinoti Ebenezer! (Halleluya, halleluya)
Nesuwo tiri munyasha (helele! Iya-heya, iyaa, iyo-hiyo hoo)
Zvairema, zvichirwadza asi Jehovha vatisvitsa pano
Tinoti Ebenezer! (Halleluya, halleluya)
Nesuwo tiri munyasha (helele! Iya-heya, iyaa, iyo-hiyo hoo)
Zvairema, zvichirwadza asi Jehovha vatisvitsa pano
Daidzira uti, Mwari vatigonesa
Mwari vatikundisa
Ndinotaura mamwe makore mazhinji kwamuri!
Makore akazara nenyasha norufaro nerudo
Makore akazara norugare nebudiriro
Tinoti Ebanezer! Ebanezer Mwari matisvitsa pano!
Ebanezer Mwari matigonera, hallelujah
Glory be unto Jesus!
Tinoti Ebenezer!
Nesuwo tiri munyasha
Zvairema, (hoo pamwe) zvichirwadza asi Jehovha vatisvitsa pano
(Isu) tinoti Ebenezer!
Nesuwo tiri munyasha
Pamwe (zvairema) pamwe (zvichirwadza asi Jehovha vatisvitsa pano)
(Isu) tinoti Ebenezer!
Hoo, nesuwo tiri munyasha
Pamwe (zvairema)

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:20.07] Tinoti Ebenezer!
[00:25.38] Nesuwo tiri munyasha
[00:30.53] Zvairema, zvichirwadza asi Jehovha vatisvitsa pano
[00:40.73] Tinoti Ebenezer!
[00:45.88] Nesuwo tiri munyasha
[00:50.76] Zvairema, zvichirwadza asi Jehovha vatisvitsa pano
[01:00.13]
[01:20.02] Nhasi toti mhururu kumatenga!
[01:25.07] Tine mufaro wakawedzerwa 'She!
[01:30.52] Munhu wese tamba iwe, munhu wese imba iwe!
[01:35.86] Iti "Jehovha vatisvitsa pano."
[01:37.60] Zuva ranhasi izuva remufaro
[01:45.37] Zuva ranhasi nderekupembera
[01:49.93] Vechidiki nekuku, vechikuru nekoko
[01:54.16] Titi Jehovah matisvitsa pano
[01:59.96] Zuva ranhasi izuva remufaro
[02:05.41] Zuva ranhasi nderekupembera
[02:10.29] Nekuku, nekoko
[02:14.94] Titi Jehovah vatisvitsa pano
[02:20.22] Tinoti Ebenezer!
[02:24.97] Nesuwo tiri munyasha
[02:30.22] Zvairema, zvichirwadza asi Jehovha vatisvitsa pano
[02:40.63] Tinoti Ebenezer!
[02:45.74] Nesuwo tiri munyasha
[02:51.23] Zvairema, zvichirwadza asi Jehovha vatisvitsa pano
[03:01.99] Hazvaiva nyore kuti tisvike pano
[03:06.29] Pakutanga zvinhu zvairema
[03:11.79] Tisingafungire kuti zvichabuda
[03:16.86] Asi Jehovah vatisvitsa pano
[03:22.16] Zvakatora nguva, zvakatora makore
[03:27.33] Zvakatora ziya rangu ini
[03:33.14] Zvakatora hushingi asi Jehovah vatisvitsa pano baba!
[03:41.74] Ebanezer!
[03:42.62] Tinoti Ebenezer!
[03:46.87] Nesuwo tiri munyasha
[03:51.98] Zvairema, zvichirwadza asi Jehovha vatisvitsa pano (Ebenezer)
[04:02.30] Tinoti Ebenezer! (Ebenezer)
[04:07.44] Nesuwo tiri munyasha (tiri munyasha Baba)
[04:12.50] Zvairema (zvairema) zvichirwadza (zvichirwadza Baba) asi Jehovha vatisvitsa pano
[04:21.57] Hmm, pane vakazvisiya baba
[04:25.76] Vakati hazvibudi
[04:32.27] Asi nekushinga, zvakaita baba
[04:37.57] Jehovah vatisvitsa pano
[04:43.13] Tinoti Ebenezer! (Ebenezer! Ebenezer! Baba)
[04:47.50] Nesuwo tiri munyasha
[04:52.93] Zvairema (tatenda) zvichirwadza (tatenda Baba)
[04:57.30] Asi Jehovha (halleluya) vatisvitsa pano
[05:02.92] Tinoti Ebenezer! (Ebenezer!)
[05:07.53] Nesuwo tiri munyasha (ho tiri munyasha)
[05:12.84] Zvairema, zvichirwadza asi Jehovha vatisvitsa pano
[05:22.24] Mazwi emhandu makaashaisawo basa
[05:27.71] Dutu renyika makarishaisawo simba
[05:32.86] Mavasesedza vana venyu munzira izere neminzwa
[05:38.28] Jesu isu tasvika pano!
[05:42.96] Hatirwi nenyama, kana neropa
[05:47.69] Jehovah wakatirwira
[05:52.77] Nhasi uno toimna, toimba Jehovah vatisvitsa pano!
[06:02.95] Hallelujah matisvitsa pano Baba!
[06:08.08] Hallelujah matisvitsa pano
[06:13.24] Zvirokwazvo Mwari wangu matisvitsa pano
[06:17.72] Helele iya helele
[06:22.92] Baba vangu taiti zvinorema
[06:28.18] Baba vangu nemi zvakagoneka
[06:33.47] Helele! Iya-heya, iyaa, iyo-hiyo hoo
[06:44.44] Tinoti Ebenezer! (Halleluya, halleluya)
[06:48.66] Nesuwo tiri munyasha (helele! Iya-heya, iyaa, iyo-hiyo hoo)
[06:54.35] Zvairema, zvichirwadza asi Jehovha vatisvitsa pano
[07:03.64] Tinoti Ebenezer! (Halleluya, halleluya)
[07:08.90] Nesuwo tiri munyasha (helele! Iya-heya, iyaa, iyo-hiyo hoo)
[07:14.26] Zvairema, zvichirwadza asi Jehovha vatisvitsa pano
[07:23.81] Daidzira uti, Mwari vatigonesa
[07:29.17] Mwari vatikundisa
[07:31.53] Ndinotaura mamwe makore mazhinji kwamuri!
[07:35.38] Makore akazara nenyasha norufaro nerudo
[07:40.41] Makore akazara norugare nebudiriro
[07:44.14] Tinoti Ebanezer! Ebanezer Mwari matisvitsa pano!
[07:50.52] Ebanezer Mwari matigonera, hallelujah
[07:59.01] Glory be unto Jesus!
[08:05.16] Tinoti Ebenezer!
[08:10.16] Nesuwo tiri munyasha
[08:15.25] Zvairema, (hoo pamwe) zvichirwadza asi Jehovha vatisvitsa pano
[08:25.21] (Isu) tinoti Ebenezer!
[08:30.27] Nesuwo tiri munyasha
[08:34.92] Pamwe (zvairema) pamwe (zvichirwadza asi Jehovha vatisvitsa pano)
[08:45.29] (Isu) tinoti Ebenezer!
[08:49.63] Hoo, nesuwo tiri munyasha
[08:54.82] Pamwe (zvairema)
[08:57.58]