Ndamuona
๐ต 2538 characters
โฑ๏ธ 9:00 duration
๐ ID: 14626617
๐ Lyrics
Hareruya, hareruya, hareruya
Oh
Ndamuona
Ndamuziva
Wekusika
Zvinhu zvose
Neizwi rake akati chiedza chivepo
Zvinoonekwa
Nezvisingaonekwi
Maitiro ake anoshamisa
Anoshamisa
Uye Mutsvene
Mutsvene
Ndiye wandaona
Ndamufarira Mwari uyu
NdiJesu
Ndamuona
Ndamuona kani (ndamuona)
Anondiona (anondiona)
Akashumirwa naMoses (akashumirwa naMoses)
Pangungwa dzvuku (pangungwa dzvuku) akavayambutsa
Akavapa mvura (akavapa mvura) kubva padombo
Anoshamisa (anoshamisa)
Anoshamisa (anoshamisa)
Uye Mutsvene (Mutsvene)
Uye Mutsvene (Mutsvene)
Ndiye wandaona, wandaona (ndamuona)
Ndamuziva (ndamuziva)
NdiJeso (Jeso)
Ndamuona futi
Ndamuona wekuwanza zvingwa
Ndamuona
Anondiona (anondiona)
Wokuwanza zvingwa nehove (wokuwanza zvingwa nehove)
Akavapa vakadya (akavapa vakadya)
Kwakasara zvimwe zvizhinji (kwakasara zvimwe zvizhinji)
Ndewe overflow (we overflow)
Ndewe overflow (we overflow)
Uye Mutsvene (Mutsvene)
Uye Mutsvene (Mutsvene)
Ndamuona, ndamuona Jeso (ndamuona)
Ndamufarira (ndamufarira)
NdiJeso (Jeso)
Iye aneni, ini ndinaye, tiri tose, aneni
(Aneni) ini ndinaye (ndinaye)
Akamuka kuvakafawo (akamuka kuvakafa)
Agere kurudyi rwaBaba (agere kurudyi rwaBaba)
Uye agere mandiri Mwari uyu (uyeagere mandiri) tiri tose, tiri tose
Anoshamisa (anoshamisa)
Anoshamisa (anoshamisa)
Oh iye Mutsvene (Mutsvene)
Ndiye Mutsvene (Mutsvene)
Ndamuona, ndamuona (ndamuona, ndamuzibva)
NdiJeso (Jesu)
Wandibata Mwari uyu, hee (wandibata neruoko rwake)
Wandisimudzira, ndasimudzwa naye, ndiite saye (ndiite saye)
Ndifanane naye (ndifanane naye)
Ndiye Mutsvene (Mutsvene)
Ndiye Mutsvene (Mutsvene)
Wandibata Mwari uyu (wandibata neruoko rwake)
Wandisimudzira, ndiite saye (ndiite saye)
Ndifanane naye (ndifanane naye)
Ndiye Mutsvene (Mutsvene)
Ndiye Mutsvene (Mutsvene)
Ndabatwa naMwari, ndabatwa kani (wandibata neruoko rwake)
Maiwe ndagumwa naMwari
Andisimudzira (andisimudzira)
Ndiite saye Mwari uyu (ndiite saye)
Ndifanane naye (ndifanane naye)
Ndiye Mutsvene (Mutsvene)
Oh, ndiye Mutsvene (Mutsvene)
Mutsvene, Mutsvene, Mutsvene, Mutsvene
Ndabatwa, ndabatwa, ndabatwa naMwari
(Andibata neruoko rwake) maiwe ndagumwa naMwari
Andisimudzira (andisimudzira)
Ndiite saye (kuti ndiite saye)
Ndifanane naye (ndifanane naye)
Ndiye Mutsvene (Mutsvene)
Ndiye Mutsvene (Mutsvene)
Andibata neruoko rwake
Andisimudzira Mwariwe
Oh, ndiite saye
Ndifanane naye
Mutsvene
Mutsvene
Anogona, no, no
Anogona, no, no
Akakosha, akakosha, umm
Mutsvene, Mutsvene, Mutsvene, Mutsvene
Mutsvene
Ndabatwa naMwari
Kuti ndifanane naye
Jesu
Mutsvene
Mutsvene
Mutsvene
Jesus, Jesus

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:05.05] Hareruya, hareruya, hareruya
[00:15.51] Oh
[00:30.26] Ndamuona
[00:33.91] Ndamuziva
[00:38.98] Wekusika
[00:41.54] Zvinhu zvose
[00:46.18] Neizwi rake akati chiedza chivepo
[00:54.31] Zvinoonekwa
[00:56.84] Nezvisingaonekwi
[01:00.52] Maitiro ake anoshamisa
[01:05.31] Anoshamisa
[01:08.16] Uye Mutsvene
[01:12.56] Mutsvene
[01:16.35] Ndiye wandaona
[01:20.81] Ndamufarira Mwari uyu
[01:23.87] NdiJesu
[01:27.72] Ndamuona
[01:29.79] Ndamuona kani (ndamuona)
[01:34.03] Anondiona (anondiona)
[01:38.23] Akashumirwa naMoses (akashumirwa naMoses)
[01:46.08] Pangungwa dzvuku (pangungwa dzvuku) akavayambutsa
[01:54.19] Akavapa mvura (akavapa mvura) kubva padombo
[02:01.61] Anoshamisa (anoshamisa)
[02:05.31] Anoshamisa (anoshamisa)
[02:08.63] Uye Mutsvene (Mutsvene)
[02:12.42] Uye Mutsvene (Mutsvene)
[02:15.90] Ndiye wandaona, wandaona (ndamuona)
[02:20.89] Ndamuziva (ndamuziva)
[02:23.77] NdiJeso (Jeso)
[02:28.56] Ndamuona futi
[02:30.45] Ndamuona wekuwanza zvingwa
[02:33.61] Ndamuona
[02:35.97] Anondiona (anondiona)
[02:40.22] Wokuwanza zvingwa nehove (wokuwanza zvingwa nehove)
[02:48.22] Akavapa vakadya (akavapa vakadya)
[02:55.64] Kwakasara zvimwe zvizhinji (kwakasara zvimwe zvizhinji)
[03:03.34] Ndewe overflow (we overflow)
[03:07.01] Ndewe overflow (we overflow)
[03:10.65] Uye Mutsvene (Mutsvene)
[03:14.38] Uye Mutsvene (Mutsvene)
[03:17.54] Ndamuona, ndamuona Jeso (ndamuona)
[03:22.46] Ndamufarira (ndamufarira)
[03:25.65] NdiJeso (Jeso)
[03:30.09] Iye aneni, ini ndinaye, tiri tose, aneni
[03:35.73] (Aneni) ini ndinaye (ndinaye)
[03:41.97] Akamuka kuvakafawo (akamuka kuvakafa)
[03:49.98] Agere kurudyi rwaBaba (agere kurudyi rwaBaba)
[03:57.56] Uye agere mandiri Mwari uyu (uyeagere mandiri) tiri tose, tiri tose
[04:05.47] Anoshamisa (anoshamisa)
[04:09.31] Anoshamisa (anoshamisa)
[04:11.98] Oh iye Mutsvene (Mutsvene)
[04:16.14] Ndiye Mutsvene (Mutsvene)
[04:19.81] Ndamuona, ndamuona (ndamuona, ndamuzibva)
[04:27.38] NdiJeso (Jesu)
[04:34.75] Wandibata Mwari uyu, hee (wandibata neruoko rwake)
[04:46.33] Wandisimudzira, ndasimudzwa naye, ndiite saye (ndiite saye)
[04:55.81] Ndifanane naye (ndifanane naye)
[04:58.96] Ndiye Mutsvene (Mutsvene)
[05:02.62] Ndiye Mutsvene (Mutsvene)
[05:05.67] Wandibata Mwari uyu (wandibata neruoko rwake)
[05:17.51] Wandisimudzira, ndiite saye (ndiite saye)
[05:26.67] Ndifanane naye (ndifanane naye)
[05:29.78] Ndiye Mutsvene (Mutsvene)
[05:33.79] Ndiye Mutsvene (Mutsvene)
[05:36.37] Ndabatwa naMwari, ndabatwa kani (wandibata neruoko rwake)
[05:43.91] Maiwe ndagumwa naMwari
[05:46.63] Andisimudzira (andisimudzira)
[05:54.02] Ndiite saye Mwari uyu (ndiite saye)
[05:57.42] Ndifanane naye (ndifanane naye)
[06:00.88] Ndiye Mutsvene (Mutsvene)
[06:03.91] Oh, ndiye Mutsvene (Mutsvene)
[06:09.21]
[06:31.06] Mutsvene, Mutsvene, Mutsvene, Mutsvene
[06:35.65] Ndabatwa, ndabatwa, ndabatwa naMwari
[06:42.55] (Andibata neruoko rwake) maiwe ndagumwa naMwari
[06:50.15] Andisimudzira (andisimudzira)
[06:55.68] Ndiite saye (kuti ndiite saye)
[06:59.52] Ndifanane naye (ndifanane naye)
[07:02.72] Ndiye Mutsvene (Mutsvene)
[07:06.63] Ndiye Mutsvene (Mutsvene)
[07:13.78] Andibata neruoko rwake
[07:22.03] Andisimudzira Mwariwe
[07:28.80] Oh, ndiite saye
[07:33.02] Ndifanane naye
[07:35.83] Mutsvene
[07:39.79] Mutsvene
[07:42.97] Anogona, no, no
[07:47.16] Anogona, no, no
[07:50.89] Akakosha, akakosha, umm
[08:07.14] Mutsvene, Mutsvene, Mutsvene, Mutsvene
[08:10.87] Mutsvene
[08:12.52]
[08:30.06] Ndabatwa naMwari
[08:33.75] Kuti ndifanane naye
[08:37.93] Jesu
[08:41.65] Mutsvene
[08:45.64] Mutsvene
[08:49.30] Mutsvene
[08:53.16] Jesus, Jesus
[08:56.57]