Disappear
๐ต 2282 characters
โฑ๏ธ 3:42 duration
๐ ID: 14698952
๐ Lyrics
When we say party
We want all the crosses to disappear
When we say party we are party
Oskid, alright
Habhuracadhabhura
Tinongoti habhuracadhabhura
Habhuracadhabhura
Da da dancehall Igwe
Gafa rafunga kuwachisa maproblem ese
Tsvaga khuva malager macider mawhisky kunyange masese
Kana pane zviri kukunetsa huya tozvitapudza zvese
Tora sipi uone magic zvinoshamura zvese
Maproblems ese disappear
Ndinoda kumboita happy ndisiye
Ndati zvoni disappear
Wanyangira munhu asiririye
Panapa ihappy happy
Maoko mudenga maoko mudenga uko
Happy happy
Zvimwe itai muchitenda so
Pano ispaki halula
Bhobho achimwa Amarula
MaDollar maRands maPula
Nhasi tiri kudya mula
Pashota ExQ toti alleluia
Ndiri kungogaya prezha mumedhula
HKD iri kupi Da Ruler
Pari pa purezha isu ndisu taruler
Ndoda kufara kusvika nda admitiwa pamubhedha kunge chigulani
Matirabhuru ese ndamapisa nemoto sa fire president Thulani
Ndapinda Bhuruwayo vondibigger zvimoko zvopfura zvichiti s'kuphani
Usatsvage nhamo pandiri hauiwane semukwende wangu uri mu woolani
Maproblems ese disappear
Ndinoda kumboita happy ndisiye
Ndati zvoni disappear
Wanyangira munhu asiririye
Panapa ihappy happy
Maoko mudenga maoko mudenga uko
Happy happy
Zvimwe itai muchitenda so
Habhuracadhabhura
Tinongoti habhuracadhabhura
Habhuracadhabhura
Tinongoti habhuracadhabhura
Handina kumbenge ndaziva
Kuti happy unotondiziva
Ndaiona uchifara nevamwe ndoshushikana sei uchingondisiya
But nhasi wandipinza mugear
Tarisa zvoita gafa riya
Ndava kuvhara mawhindo hakuna kwauoenda magonhi ndakiya
Ukabvisa ma problem mulife panongosara happy
Ma gafa hatimboda half chanzi toshamura ne gap
Kafariro kacho kondoita kunge mwana ari munappy
Vaya vajaira kutora ma pikicha pakuda snap
Maproblems ese disappear
Ndinoda kumboita happy ndisiye
Ndati zvoni disappear
Wanyangira munhu asiririye
Panapa ihappy happy
Maoko mudenga maoko mudenga uko
Happy happy
Zvimwe itai muchitenda so
Maproblems ese disappear
Ndinoda kumboita happy ndisiye
Ndati zvoni disappear
Wanyangira munhu asiririye
Panapa ihappy happy
Maoko mudenga maoko mudenga uko
Happy happy
Zvimwe itai muchitenda so
Disappear, disappear
Habhuracadhabhura, habhuracadhabhura
Disappear, habhuracadhabhura

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:01.14] When we say party
[00:02.92] We want all the crosses to disappear
[00:04.82] When we say party we are party
[00:06.89] Oskid, alright
[00:08.80] Habhuracadhabhura
[00:10.85] Tinongoti habhuracadhabhura
[00:13.15] Habhuracadhabhura
[00:15.95] Da da dancehall Igwe
[00:17.55] Gafa rafunga kuwachisa maproblem ese
[00:21.68] Tsvaga khuva malager macider mawhisky kunyange masese
[00:25.72] Kana pane zviri kukunetsa huya tozvitapudza zvese
[00:30.13] Tora sipi uone magic zvinoshamura zvese
[00:35.03] Maproblems ese disappear
[00:38.39] Ndinoda kumboita happy ndisiye
[00:39.83] Ndati zvoni disappear
[00:42.10] Wanyangira munhu asiririye
[00:44.33] Panapa ihappy happy
[00:46.93] Maoko mudenga maoko mudenga uko
[00:49.29] Happy happy
[00:50.97] Zvimwe itai muchitenda so
[00:52.75] Pano ispaki halula
[00:55.40] Bhobho achimwa Amarula
[00:57.33] MaDollar maRands maPula
[00:59.58] Nhasi tiri kudya mula
[01:01.56] Pashota ExQ toti alleluia
[01:03.55] Ndiri kungogaya prezha mumedhula
[01:05.43] HKD iri kupi Da Ruler
[01:07.45] Pari pa purezha isu ndisu taruler
[01:09.75] Ndoda kufara kusvika nda admitiwa pamubhedha kunge chigulani
[01:14.11] Matirabhuru ese ndamapisa nemoto sa fire president Thulani
[01:18.06] Ndapinda Bhuruwayo vondibigger zvimoko zvopfura zvichiti s'kuphani
[01:22.18] Usatsvage nhamo pandiri hauiwane semukwende wangu uri mu woolani
[01:27.52] Maproblems ese disappear
[01:31.09] Ndinoda kumboita happy ndisiye
[01:32.65] Ndati zvoni disappear
[01:34.72] Wanyangira munhu asiririye
[01:36.93] Panapa ihappy happy
[01:39.31] Maoko mudenga maoko mudenga uko
[01:41.88] Happy happy
[01:43.49] Zvimwe itai muchitenda so
[01:45.99] Habhuracadhabhura
[01:47.69] Tinongoti habhuracadhabhura
[01:49.63] Habhuracadhabhura
[01:51.63] Tinongoti habhuracadhabhura
[01:54.28] Handina kumbenge ndaziva
[01:56.56] Kuti happy unotondiziva
[01:58.25] Ndaiona uchifara nevamwe ndoshushikana sei uchingondisiya
[02:02.61] But nhasi wandipinza mugear
[02:04.49] Tarisa zvoita gafa riya
[02:07.03] Ndava kuvhara mawhindo hakuna kwauoenda magonhi ndakiya
[02:11.08] Ukabvisa ma problem mulife panongosara happy
[02:14.95] Ma gafa hatimboda half chanzi toshamura ne gap
[02:19.63] Kafariro kacho kondoita kunge mwana ari munappy
[02:24.12] Vaya vajaira kutora ma pikicha pakuda snap
[02:28.82] Maproblems ese disappear
[02:31.99] Ndinoda kumboita happy ndisiye
[02:33.78] Ndati zvoni disappear
[02:35.95] Wanyangira munhu asiririye
[02:37.94] Panapa ihappy happy
[02:40.41] Maoko mudenga maoko mudenga uko
[02:43.15] Happy happy
[02:44.30] Zvimwe itai muchitenda so
[02:46.28] Maproblems ese disappear
[02:48.66] Ndinoda kumboita happy ndisiye
[02:50.59] Ndati zvoni disappear
[02:52.55] Wanyangira munhu asiririye
[02:54.78] Panapa ihappy happy
[02:57.03] Maoko mudenga maoko mudenga uko
[02:59.86] Happy happy
[03:01.16] Zvimwe itai muchitenda so
[03:03.92] Disappear, disappear
[03:12.26] Habhuracadhabhura, habhuracadhabhura
[03:21.35] Disappear, habhuracadhabhura
[03:25.44] Disappear, habhuracadhabhura
[03:29.88] Disappear, habhuracadhabhura
[03:34.25] Disappear, habhuracadhabhura
[03:36.74]