Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Sarah

๐Ÿ‘ค Alick Macheso โ€ข ๐ŸŽผ Magariro โ€ข โฑ๏ธ 9:25
๐ŸŽต 2136 characters
โฑ๏ธ 9:25 duration
๐Ÿ†” ID: 14747446

๐Ÿ“œ Lyrics

Zvamunoona mwana uyu takadanana tiri vaviri pasina vamwe vaya
Chitsividzo chedu hatichakanganwe nekuti pane veshanje

Zvamunoona mwana uyu takadanana tiri vaviri pasina vamwe vaya
Chitsividzo chedu hatichakanganwe nekuti pane veshanje

Mumoyo mavo zvangova zvitsvambe havazvide zvinovashungurudza moyo
Havazive patakadanana kuti ndezvipi zvatakatsidzirana

Mumoyo mavo zvangova zvitsvambe havazvide zvinovashungurudza moyo
Havazive patakadanana kuti ndezvipi zvatakatsidzirana
Oo mama

Saka ndati musarwadziwe moyo nerudo rwedu ini naye
Dayi murivamwe mayitofara, vamwe veduwo vasanganiswa aah
Saka ndati musarwadziwe moyo nerudo rwedu ini naye
Dayi murivamwe mayitofara, vamwe veduwo vasanganiswa aah

Zvimwe vamwe vangangoda kuziva shamwari dzedu tiwudzeyiwo
Kuti musvike pamakasvika apa, vamwe veduwoo, makasvika sei?
Zvimwe vamwe vangangoda kuziva shamwari dzedu tiwudzeyiwo
Kuti musvike pamakasvika apa, vamwe vwduwoo, makasvika sei?

Inga ndini wani ndakamuda ini
Inga ndini wani ndakamuda ini
Zvamayimunyenyeredza kureva mayimutya imi
Zvamayimunyenyeredza kureva mayimutya imi

Zvandakapedza hwuswa hwesango ndichimufambira
Zvandakapedza hwuswa hwesango ndichimufambira
Pandakarohwa nababa vake makandiseka
Pandakarohwa nababa vake makandiseka

Zvandakarumwa nembwa dzekwavo zvakakusetsai
Zvandakarumwa nembwa dzekwavo zvakakusetsai
Nhasi ndavenaye mavekugumbuka sei?
Nhasi ndavenaye mavekugumbuka sei?

Sarah iwe, Sarah iwe
Sarah iwe, Sarah iwe
Sarah iwe wangu, Sarah iwe
Sarah iwe wangu, Sarah iwe
Sarah iwe, Sarah iwe
Sarah iwe

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:36.64] Zvamunoona mwana uyu takadanana tiri vaviri pasina vamwe vaya
[00:42.80] Chitsividzo chedu hatichakanganwe nekuti pane veshanje
[00:49.62]
[01:01.42] Zvamunoona mwana uyu takadanana tiri vaviri pasina vamwe vaya
[01:07.33] Chitsividzo chedu hatichakanganwe nekuti pane veshanje
[01:14.45]
[01:26.08] Mumoyo mavo zvangova zvitsvambe havazvide zvinovashungurudza moyo
[01:32.18] Havazive patakadanana kuti ndezvipi zvatakatsidzirana
[01:39.49]
[01:50.75] Mumoyo mavo zvangova zvitsvambe havazvide zvinovashungurudza moyo
[01:56.80] Havazive patakadanana kuti ndezvipi zvatakatsidzirana
[02:04.74] Oo mama
[02:06.98]
[02:15.28] Saka ndati musarwadziwe moyo nerudo rwedu ini naye
[02:21.66] Dayi murivamwe mayitofara, vamwe veduwo vasanganiswa aah
[02:27.56] Saka ndati musarwadziwe moyo nerudo rwedu ini naye
[02:33.94] Dayi murivamwe mayitofara, vamwe veduwo vasanganiswa aah
[02:40.26] Zvimwe vamwe vangangoda kuziva shamwari dzedu tiwudzeyiwo
[02:46.34] Kuti musvike pamakasvika apa, vamwe veduwoo, makasvika sei?
[02:52.70] Zvimwe vamwe vangangoda kuziva shamwari dzedu tiwudzeyiwo
[02:58.76] Kuti musvike pamakasvika apa, vamwe vwduwoo, makasvika sei?
[03:08.56]
[04:47.17] Inga ndini wani ndakamuda ini
[04:51.01] Inga ndini wani ndakamuda ini
[04:54.68] Zvamayimunyenyeredza kureva mayimutya imi
[04:58.35] Zvamayimunyenyeredza kureva mayimutya imi
[05:01.72] Zvandakapedza hwuswa hwesango ndichimufambira
[05:05.53] Zvandakapedza hwuswa hwesango ndichimufambira
[05:09.12] Pandakarohwa nababa vake makandiseka
[05:12.78] Pandakarohwa nababa vake makandiseka
[05:16.30] Zvandakarumwa nembwa dzekwavo zvakakusetsai
[05:20.10] Zvandakarumwa nembwa dzekwavo zvakakusetsai
[05:23.70] Nhasi ndavenaye mavekugumbuka sei?
[05:27.13] Nhasi ndavenaye mavekugumbuka sei?
[05:31.03] Sarah iwe, Sarah iwe
[05:34.49] Sarah iwe, Sarah iwe
[05:38.26] Sarah iwe wangu, Sarah iwe
[05:41.74] Sarah iwe wangu, Sarah iwe
[05:45.41] Sarah iwe, Sarah iwe
[05:48.99] Sarah iwe
[05:53.82]
[07:33.83] Inga ndini wani ndakamuda ini
[07:37.39] Inga ndini wani ndakamuda ini
[07:41.15] Zvamayimunyenyeredza kureva mayimutya imi
[07:44.62] Zvamayimunyenyeredza kureva mayimutya imi
[07:48.32] Zvandakapedza hwuswa hwesango ndichimufambira
[07:51.83] Zvandakapedza hwuswa hwesango ndichimufambira
[07:55.59] Pandakarohwa nababa vake makandiseka
[07:59.18] Pandakarohwa nababa vake makandiseka
[08:02.76] Zvandakarumwa nembwa dzekwavo zvakakusetsai
[08:06.34] Zvandakarumwa nembwa dzekwavo zvakakusetsai
[08:09.91] Nhasi ndavenaye mavekugumbuka sei?
[08:13.76] Nhasi ndavenaye mavekugumbuka sei?
[08:17.31] Sarah iwe, Sarah iwe
[08:20.89] Sarah iwe, Sarah iwe
[08:24.46] Sarah iwe wangu, Sarah iwe
[08:28.09] Sarah iwe wangu, Sarah iwe
[08:31.85] Sarah iwe, Sarah iwe
[08:35.58] Sarah iwe
[08:40.23]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings